RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 27
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Samueri

      • Dhavhidhi anopiwa Zikragi nevaFiristiya (1-12)

1 Samueri 27:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 19:18; 22:1, 5
  • +1Sa 18:29; 23:23

1 Samueri 27:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 25:13; 30:9
  • +1Sa 21:10, 14; 27:12

1 Samueri 27:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 25:43
  • +1Sa 25:39, 42

1 Samueri 27:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 23:14; 26:25

1 Samueri 27:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 19:1, 5; 1Sa 30:1; 2Sa 1:1; 1Mak 12:1, 20

1 Samueri 27:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 29:3

1 Samueri 27:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 13:1, 2
  • +Ge 36:12; Eks 17:8, 14; Nu 13:29; 1Sa 15:2; 2Sa 1:1
  • +Ge 25:17, 18; Eks 15:22; 1Sa 15:7

1 Samueri 27:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 25:19; 1Sa 15:3

1 Samueri 27:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “KuNegebhu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 15:1, 2
  • +1Mak 2:9
  • +Nu 24:21; 1Sa 15:6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Sam. 27:11Sa 19:18; 22:1, 5
1 Sam. 27:11Sa 18:29; 23:23
1 Sam. 27:21Sa 25:13; 30:9
1 Sam. 27:21Sa 21:10, 14; 27:12
1 Sam. 27:31Sa 25:43
1 Sam. 27:31Sa 25:39, 42
1 Sam. 27:41Sa 23:14; 26:25
1 Sam. 27:6Jos 19:1, 5; 1Sa 30:1; 2Sa 1:1; 1Mak 12:1, 20
1 Sam. 27:71Sa 29:3
1 Sam. 27:8Jos 13:1, 2
1 Sam. 27:8Ge 36:12; Eks 17:8, 14; Nu 13:29; 1Sa 15:2; 2Sa 1:1
1 Sam. 27:8Ge 25:17, 18; Eks 15:22; 1Sa 15:7
1 Sam. 27:9Dhe 25:19; 1Sa 15:3
1 Sam. 27:10Jos 15:1, 2
1 Sam. 27:101Mak 2:9
1 Sam. 27:10Nu 24:21; 1Sa 15:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Samueri 27:1-12

Bhuku Rekutanga raSamueri

27 Zvisinei, Dhavhidhi akati mumwoyo make: “Rimwe zuva ndichaparadzwa neruoko rwaSauro. Saka regai nditizire kunyika yevaFiristiya;+ uye Sauro acharega kunditsvaga munharaunda yese yeIsraeri,+ ndopona paruoko rwake.” 2 Saka Dhavhidhi akasimuka nevarume 600+ vaaiva navo, vakaenda kuna Akishi+ mwanakomana waMaoki, mambo weGati. 3 Dhavhidhi akagara naAkishi muGati, iye nevarume vaaiva navo, murume mumwe nemumwe neimba yake. Dhavhidhi aiva nemadzimai ake maviri, Ahinoamu+ wekuJezreeri naAbhigairi+ wekuKameri, chirikadzi yakasiyiwa naNabhari. 4 Sauro paakaudzwa kuti Dhavhidhi akanga atizira kuGati, akabva arega kumutsvaga.+

5 Dhavhidhi akabva ati kuna Akishi: “Kana mandinzwira nyasha, regai ndipiwe nzvimbo mune rimwe remaguta ekumaruwa ndigare. Hazvingaiti kuti muranda wenyu agare muguta reumambo nemi.” 6 Saka Akishi akamupa Zikragi+ pazuva iroro. Ndokusaka Zikragi riri guta remadzimambo eJudha nanhasi.

7 Dhavhidhi akaita gore nemwedzi mina achigara muruwa rwevaFiristiya.+ 8 Dhavhidhi aienda nevarume vake kunopamba vaGeshuri,+ vaGizi, nevaAmareki,+ nekuti vakanga vachigara munyika yaitangira kuTeramu kusvika kuShuri+ uye kusvika kunyika yeIjipiti. 9 Dhavhidhi paairwisa nyika yacho, aisasiya murume kana mukadzi ari mupenyu,+ asi aitora makwai, mombe, madhongi, ngamera nezvipfeko, obva adzokera kuna Akishi. 10 Akishi aimubvunza kuti: “Mapamba kupi nhasi?” Dhavhidhi aipindura achiti: “Kumaodzanyemba* kweJudha”+ kana kuti “Kumaodzanyemba kwevaJerameeri”+ kana kuti “Kumaodzanyemba kwevaKeni.”+ 11 Dhavhidhi haana murume kana mukadzi waakasiya ari mupenyu wekuunza kuGati, nekuti aiti: “Kuti varege kuzotaura nezvedu kwavari vachiti, ‘Izvi ndizvo zvakaitwa naDhavhidhi.’” (Ndizvo zvaaigara achiita nguva yese yaaigara muruwa rwevaFiristiya.) 12 Saka Akishi akabvuma zvaitaurwa naDhavhidhi, achizviudza kuti: ‘Chokwadi ava kusemesa kuvanhu vekwake, vaIsraeri, saka achagara ari muranda wangu.’

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe