RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Ngirozi yakasimba ine gwaro diki (1-7)

        • “Nguva yekumirira yapera” (6)

        • Chakavanzika chitsvene chichapedziswa (7)

      • Johani anodya gwaro diki (8-11)

Zvakazarurwa 10:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yakaputirwa negore.”

  • *

    ChiGir., “tsoka dzayo dzakaita.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 17:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 155

Zvakazarurwa 10:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 155-156

Zvakazarurwa 10:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 5:5
  • +Eks 19:16; Zva 4:5; 11:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 156-157

Zvakazarurwa 10:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 10:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 157

Zvakazarurwa 10:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 157

Zvakazarurwa 10:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:2; Zva 4:9
  • +Eks 20:11; Ne 9:6; Pis 146:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 157

Zvakazarurwa 10:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 11:15
  • +Zva 8:6
  • +Mk 4:11
  • +Amo 3:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 157-158, 171

    Nharireyomurindi,

    1/15/1990, pp. 19-20

Zvakazarurwa 10:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 10:4
  • +Zva 10:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 158-160

Zvakazarurwa 10:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 2:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 158-160

Zvakazarurwa 10:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 15:16
  • +Pis 119:103; Eze 3:1-3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 158-160

Zvakazarurwa 10:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemitauro.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 158-160

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 10:1Mt 17:1, 2
Zvak. 10:3Zva 5:5
Zvak. 10:3Eks 19:16; Zva 4:5; 11:19
Zvak. 10:4Zva 10:8
Zvak. 10:6Pis 90:2; Zva 4:9
Zvak. 10:6Eks 20:11; Ne 9:6; Pis 146:6
Zvak. 10:7Zva 11:15
Zvak. 10:7Zva 8:6
Zvak. 10:7Mk 4:11
Zvak. 10:7Amo 3:7
Zvak. 10:8Zva 10:4
Zvak. 10:8Zva 10:1, 2
Zvak. 10:9Eze 2:8
Zvak. 10:10Jer 15:16
Zvak. 10:10Pis 119:103; Eze 3:1-3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 10:1-11

Bhuku raZvakazarurwa

10 Zvino ndakaona imwe ngirozi yakasimba ichiburuka kudenga, yakashonga gore,* iine muraraungu mumusoro, uye chiso chayo chakanga chakaita sezuva,+ makumbo ayo akaita* sembiru dzemoto, 2 uye muruoko rwayo maiva negwaro* diki rainge ravhurwa. Yakaisa tsoka yayo yekurudyi mugungwa, uye yekuruboshwe panyika, 3 uye yakashevedzera nenzwi guru sezvinoita shumba painodzvova.+ Payakashevedzera, mabhanan’ana manomwe+ akabva ataura.

4 Pakataura mabhanan’ana manomwe, ndakanga ndava kutoda kunyora, asi ndakanzwa inzwi richibva kudenga+ richiti: “Usataura zvinhu zvataurwa nemabhanan’ana manomwe, uye usazvinyora.” 5 Ngirozi yandakaona yakatsika mugungwa nepanyika yakasimudzira ruoko rwayo rwerudyi kudenga, 6 uye yakapika naiye anorarama nariini nariini,+ akasika denga nezvinhu zviri mariri nenyika nezvinhu zviri mairi negungwa nezvinhu zviri mariri, ichiti:+ “Nguva yekumirira yapera. 7 Asi mumazuva anenge ava kuda kuridzwa bhosvo+ nengirozi yechinomwe+, chakavanzika chitsvene*+ icho chakaziviswa naMwari semashoko akanaka kuvaranda vake ivo vaprofita+ chichatopedziswa.”

8 Ndakabva ndanzwa inzwi kudenga+ richitaurazve neni richiti: “Enda unotora gwaro rakavhurika riri muruoko rwengirozi yakatsika mugungwa nepanyika.”+ 9 Ndakaenda kungirozi yacho ndikaiudza kuti indipe gwaro racho diki. Yakabva yati kwandiri: “Ritore uridye rese,+ uye richaita kuti mudumbu mako muvave, asi richatapira seuchi mukanwa mako.” 10 Ndakatora gwaro racho diki muruoko rwengirozi, ndikaridya,+ uye raitapira seuchi mukanwa mangu,+ asi pandakanga ndaridya, mudumbu mangu makavava. 11 Ndakabva ndaudzwa kuti: “Unofanira kuprofitazve pamusoro pevanhu nemarudzi nendimi* nemadzimambo mazhinji.”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe