RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 72
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kutonga kune rugare kwamambo waMwari

        • “Vakarurama vachabudirira” (7)

        • Achatonga kubvira kugungwa kusvika kugungwa (8)

        • Kununurwa pakurwiswa (14)

        • Zvirimwa zvakawanda panyika (16)

        • Zita raMwari rinorumbidzwa nekusingaperi (19)

Pisarema 72:mashoko ekusuma

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, pp. 28-29

    11/1/1996, pp. 5-6

Pisarema 72:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 22:11, 12; 29:19; Jer 23:5

Pisarema 72:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:9, 28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, pp. 29-30

Pisarema 72:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ngaatonge.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 11:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, pp. 29-30

Pisarema 72:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:36, 37; Ru 1:32, 33; Zva 11:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, p. 30

Pisarema 72:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 23:3, 4; Zvi 16:15; 19:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, p. 30

Pisarema 72:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vachatungira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 61:11
  • +1Mad 4:25; 1Mak 22:9; Isa 2:4; 9:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, p. 30

Pisarema 72:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Yufratesi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:31; 1Mad 4:21; Pis 2:8; 22:27, 28; Dha 2:35; Zek 9:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, p. 31

Pisarema 72:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:9; 110:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, p. 31

Pisarema 72:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:21
  • +1Mad 10:1, 2

Pisarema 72:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, p. 31

Pisarema 72:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achaponesa mweya yevarombo.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jesu—Nzira, p. 65

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, pp. 31-32

Pisarema 72:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Achadzikinura mweya yavo.”

Pisarema 72:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 10:10

Pisarema 72:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nezviyo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 30:23
  • +Isa 35:1, 2
  • +1Mad 4:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, p. 32

Pisarema 72:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ngavazviwanire chikomborero.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 45:17; 89:35, 36
  • +Ge 22:18; VaG 3:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2010, p. 32

Pisarema 72:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:10
  • +Eks 15:11

Pisarema 72:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 5:13
  • +Nu 14:21; Ha 2:14

Pisarema 72:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:58

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 72:11Mak 22:11, 12; 29:19; Jer 23:5
Pis. 72:21Mad 3:9, 28
Pis. 72:4Isa 11:4
Pis. 72:5Pis 89:36, 37; Ru 1:32, 33; Zva 11:15
Pis. 72:62Sa 23:3, 4; Zvi 16:15; 19:12
Pis. 72:7Isa 61:11
Pis. 72:71Mad 4:25; 1Mak 22:9; Isa 2:4; 9:6
Pis. 72:8Eks 23:31; 1Mad 4:21; Pis 2:8; 22:27, 28; Dha 2:35; Zek 9:10
Pis. 72:9Pis 2:9; 110:1
Pis. 72:101Mad 4:21
Pis. 72:101Mad 10:1, 2
Pis. 72:151Mad 10:10
Pis. 72:16Isa 30:23
Pis. 72:16Isa 35:1, 2
Pis. 72:161Mad 4:20
Pis. 72:17Pis 45:17; 89:35, 36
Pis. 72:17Ge 22:18; VaG 3:14
Pis. 72:181Mak 29:10
Pis. 72:18Eks 15:11
Pis. 72:19Zva 5:13
Pis. 72:19Nu 14:21; Ha 2:14
Pis. 72:201Sa 17:58
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 72:1-20

Mapisarema

NezvaSoromoni.

72 Haiwa Mwari, ipai mambo mitongo yenyu,

Uye ipai mwanakomana wamambo kururama kwenyu.+

 2 Ngaamiririre nyaya dzevanhu venyu nekururama,

Uye dzevanhu venyu vakaderera achitonga zvakarurama.+

 3 Makomo ngaaunzire vanhu rugare,

Uye zvikomo ngazviunzire vanhu kururama.

 4 Iye ngaadzivirire* vakaderera vari pakati pevanhu,

Ngaaponese vanakomana vemurombo,

Uye ngaapwanye anobiridzira.+

 5 Vachakutyai chero bedzi kuine zuva

Uye chero bedzi kuine mwedzi,

Kwezvizvarwa nezvizvarwa.+

 6 Achaita semvura inonaya pauswa hwakachekererwa,

Semvura inopfunha inodiridza nyika.+

 7 Mumazuva ake, vakarurama vachabudirira,*+

Uye rugare ruchawanda+ kusvikira mwedzi usisipo.

 8 Achatonga vanhu kubvira kugungwa kusvikira kugungwa

Uye kubvira kuRwizi* kusvikira kumigumo yenyika.+

 9 Vanogara mugwenga vachamukotamira,

Uye vavengi vake vachananzva guruva.+

10 Madzimambo eTashishi neezvitsuwa acharipa mutero.+

Madzimambo eShebha neeSebha achauya nezvipo.+

11 Madzimambo ese achamukotamira,

Uye marudzi ese achamushumira.

12 Nekuti iye achanunura murombo anochemera kubatsirwa,

Pamwe chete nemunhu akaderera uye munhu wese asina mubatsiri.

13 Achanzwira tsitsi munhu akaderera uye murombo,

Uye achaponesa varombo.*

14 Achavanunura* pakudzvinyirirwa nepakurwiswa,

Uye ropa ravo richange richikosha mumaziso ake.

15 Ngaararame uye ngaapiwe goridhe rekuShebha.+

Ngaarambe achinyengetererwa,

Uye ngaakomborerwe zuva rese.

16 Panyika pachava nezvirimwa* zvakawanda chaizvo;+

Zvichafashukira pamusoro pemakomo.

Michero yake ichabereka seyemuRebhanoni,+

Uye mumaguta vanhu vachatumbuka sezvinomera zvepanyika.+

17 Zita rake ngarirambe riripo nekusingaperi,+

Uye ngaribudirire chero bedzi zuva riripo.

Vanhu ngavakomborerwe* kuburikidza naye;+

Marudzi ese ngaamuti anofara.

18 Jehovha Mwari ngaarumbidzwe, Mwari waIsraeri;+

Iye ega anoita zvinhu zvinoshamisa.+

19 Zita rake rinokudzwa ngarirumbidzwe nekusingaperi,+

Uye kubwinya kwake ngakuzadze nyika yese.+

Ameni, Ameni.

20 Pano ndipo panoperera minyengetero yaDhavhidhi, mwanakomana waJese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe