RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Madzimambo

      • Jehovha anozviratidzazve kuna Soromoni (1-9)

      • Chipo chakapiwa Mambo Hiramu naSoromoni (10-14)

      • Basa rakaitwa naSoromoni (15-28)

1 Madzimambo 9:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemuzinda wamambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 8:1; Mup 2:4
  • +2Mak 7:11

1 Madzimambo 9:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:5

1 Madzimambo 9:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:5, 6; 1Mad 8:28, 29
  • +2Mak 6:40; 16:9; Pis 132:13

1 Madzimambo 9:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:6
  • +Pis 78:70, 72
  • +1Mak 29:17
  • +Mup 12:13
  • +2Mak 7:17, 18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2012, p. 7

    8/15/2007, p. 12

    5/1/1997, p. 5

1 Madzimambo 9:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:16, 17; 1Mad 2:4; Pis 89:20, 29

1 Madzimambo 9:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 11:4; 2Mak 7:19-22

1 Madzimambo 9:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “chirevo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 18:28; Dhe 4:26; 2Sa 7:14; 2Mad 17:22, 23; Pis 89:30-32
  • +2Mad 25:9, 10; 2Mak 15:2
  • +Dhe 28:37; Pis 44:14

1 Madzimambo 9:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:19; Isa 64:11
  • +Dhe 29:24, 25; Jer 22:8, 9

1 Madzimambo 9:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:64; Jer 5:19; 12:7

1 Madzimambo 9:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemuzinda wamambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:37-7:1; 2Mak 8:1, 2

1 Madzimambo 9:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 5:1, 7
  • +1Mad 5:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/2005, p. 29

1 Madzimambo 9:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “akanga asina kunaka mumaziso ake.”

1 Madzimambo 9:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Nyika Pasina.”

1 Madzimambo 9:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Tarenda rainge rakaenzana nemakirogiramu 34,2. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 10:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2008, p. 22

1 Madzimambo 9:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muzinda wake.”

  • *

    Kana kuti “Miro.” Iri ishoko rechiHebheru rinoreva kuti “zadza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:6; 5:13
  • +1Mad 6:37
  • +2Sa 5:9; 1Mad 11:27; 2Mad 12:20
  • +Jos 19:32, 36
  • +Jos 17:11; Vat 5:19; 2Mad 9:27
  • +Vat 1:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/1988, pp. 24-26

1 Madzimambo 9:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “sechipo chepamuchato; seroora rinobva kumhuri yemukadzi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 16:10
  • +1Mad 3:1

1 Madzimambo 9:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akavaka masvingo ekukomberedza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 16:1, 3; 2Mak 8:4-6

1 Madzimambo 9:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 19:44, 48

1 Madzimambo 9:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:26

1 Madzimambo 9:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 13:29; Dhe 7:1; Vat 1:21
  • +2Mak 8:7-10

1 Madzimambo 9:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:25

1 Madzimambo 9:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 25:39

1 Madzimambo 9:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 5:16; 2Mak 2:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2005, p. 19

1 Madzimambo 9:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “agadzira Miro.” Iri ishoko rechiHebheru rinoreva kuti “zadza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:1; 7:8; 2Mak 8:11
  • +2Sa 5:9
  • +1Mad 9:15

1 Madzimambo 9:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:14
  • +2Mak 8:12, 13
  • +2Mak 8:16

1 Madzimambo 9:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 2:8
  • +2Mak 8:17, 18

1 Madzimambo 9:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 5:12

1 Madzimambo 9:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:29; 1Mak 29:3, 4; Pis 45:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2008, p. 22

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Madz. 9:12Mak 8:1; Mup 2:4
1 Madz. 9:12Mak 7:11
1 Madz. 9:21Mad 3:5
1 Madz. 9:3Dhe 12:5, 6; 1Mad 8:28, 29
1 Madz. 9:32Mak 6:40; 16:9; Pis 132:13
1 Madz. 9:41Mad 3:6
1 Madz. 9:4Pis 78:70, 72
1 Madz. 9:41Mak 29:17
1 Madz. 9:4Mup 12:13
1 Madz. 9:42Mak 7:17, 18
1 Madz. 9:52Sa 7:16, 17; 1Mad 2:4; Pis 89:20, 29
1 Madz. 9:61Mad 11:4; 2Mak 7:19-22
1 Madz. 9:7Re 18:28; Dhe 4:26; 2Sa 7:14; 2Mad 17:22, 23; Pis 89:30-32
1 Madz. 9:72Mad 25:9, 10; 2Mak 15:2
1 Madz. 9:7Dhe 28:37; Pis 44:14
1 Madz. 9:82Mak 36:19; Isa 64:11
1 Madz. 9:8Dhe 29:24, 25; Jer 22:8, 9
1 Madz. 9:9Dhe 28:64; Jer 5:19; 12:7
1 Madz. 9:101Mad 6:37-7:1; 2Mak 8:1, 2
1 Madz. 9:111Mad 5:1, 7
1 Madz. 9:111Mad 5:8
1 Madz. 9:141Mad 10:21
1 Madz. 9:151Mad 4:6; 5:13
1 Madz. 9:151Mad 6:37
1 Madz. 9:152Sa 5:9; 1Mad 11:27; 2Mad 12:20
1 Madz. 9:15Jos 19:32, 36
1 Madz. 9:15Jos 17:11; Vat 5:19; 2Mad 9:27
1 Madz. 9:15Vat 1:29
1 Madz. 9:16Jos 16:10
1 Madz. 9:161Mad 3:1
1 Madz. 9:17Jos 16:1, 3; 2Mak 8:4-6
1 Madz. 9:18Jos 19:44, 48
1 Madz. 9:191Mad 4:26
1 Madz. 9:20Nu 13:29; Dhe 7:1; Vat 1:21
1 Madz. 9:202Mak 8:7-10
1 Madz. 9:21Ge 9:25
1 Madz. 9:22Re 25:39
1 Madz. 9:231Mad 5:16; 2Mak 2:18
1 Madz. 9:241Mad 3:1; 7:8; 2Mak 8:11
1 Madz. 9:242Sa 5:9
1 Madz. 9:241Mad 9:15
1 Madz. 9:25Eks 23:14
1 Madz. 9:252Mak 8:12, 13
1 Madz. 9:252Mak 8:16
1 Madz. 9:26Dhe 2:8
1 Madz. 9:262Mak 8:17, 18
1 Madz. 9:271Mad 5:12
1 Madz. 9:28Ge 10:29; 1Mak 29:3, 4; Pis 45:9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Madzimambo 9:1-28

Bhuku Rekutanga reMadzimambo

9 Soromoni paakangopedza kuvaka imba yaJehovha, neimba yamambo*+ nezvinhu zvese zvaaida kugadzira,+ 2 Jehovha akazviratidza kuna Soromoni kechipiri, sezvaakanga amboita muGibhiyoni.+ 3 Jehovha akati kwaari: “Ndanzwa munyengetero wako nechikumbiro chako chekuti unzwirwe nyasha chawaita pamberi pangu. Ndatsvenesa imba iyi yawakavaka nekuisa zita rangu pairi nekusingaperi,+ uye maziso angu nemwoyo wangu zvichagara zviri pairi.+ 4 Kana iwe ukafamba pamberi pangu, sekufamba kwakaita baba vako Dhavhidhi,+ nemwoyo wakaperera kwandiri,+ nekururama,+ uchiita zvese zvandakakurayira,+ uye kana ukateerera mirau yangu nemitongo yangu,+ 5 ndichasimbisa chigaro cheumambo hwako pana Israeri nekusingaperi, sezvandakavimbisa baba vako Dhavhidhi, ndichiti, ‘Hapazomboshayikwi murume wedzinza rako anogara pachigaro cheumambo chaIsraeri.’+ 6 Asi kana imi nevanakomana venyu mukarega kunditevera, uye mukasachengeta mirayiro yangu nemirau yangu yandakaisa pamberi penyu, moenda kunoshumira vamwe vanamwari, movakotamira,+ 7 ndichaparadza vaIsraeri panyika yandakavapa,+ uye ndicharasira kure neni imba yandakatsvenesera zita rangu,+ uye vaIsraeri vachava chiseko* uye vachashorwa pakati pemarudzi ese.+ 8 Imba iyi ichasara yangova matongo.+ Munhu wese anopfuura nepairi acharamba akatarisa achishamisika uye acharidza muridzo oti, ‘Nei Jehovha akaita zvakadai panyika iyi nepaimba iyi?’+ 9 Ivo vachabva vati, ‘Imhaka yekuti vakasiya Jehovha Mwari wavo akanga abudisa madzitateguru avo munyika yeIjipiti, vakatanga kunamata vamwe vanamwari, vakavakotamira nekuvashumira. Ndokusaka Jehovha akavaunzira dambudziko rese iri.’”+

10 Pakazopera makore 20, Soromoni akanga avaka dzimba mbiri, imba yaJehovha neimba yamambo,*+ 11 uye Hiramu+ mambo weTire akanga apa Soromoni matanda emisidhari neemijunipa negoridhe rese raaida,+ saka Mambo Soromoni akapa Hiramu maguta 20 munyika yeGarireya. 12 Saka Hiramu akabva kuTire kuti anoona maguta aakanga apiwa naSoromoni, asi haana kugutsikana nawo.* 13 Akati: “Hama yangu, maguta erudzii aya awandipa?” Saka maguta acho akatumidzwa kuti Nyika yeKabhuri* uye ndiro zita rawo nanhasi. 14 Munguva iyi, Hiramu akatumira mambo matarenda* 120 egoridhe.+

15 Iyi ndiyo nhoroondo yevaya vakatorwa kuti vaite basa rekumanikidzwa+ naMambo Soromoni kuti vavake imba yaJehovha,+ imba yake,* Murwi Wevhu,*+ rusvingo rweJerusarema, Hazori,+ Megidho,+ neGezeri.+ 16 (Farao mambo weIjipiti akanga auya, akatora Gezeri, akaripisa nemoto, uye akanga aurayawo vaKenani+ vaigara muguta racho. Saka akapa guta racho kumwanasikana wake,+ mudzimai waSoromoni sechipo chekuonekana.*) 17 Soromoni akavaka* Gezeri, Bheti-horoni Yezasi,+ 18 Bhaarati,+ neTamari yaiva murenje, munyika yacho, 19 nemaguta ese aSoromoni ekuchengetera zvinhu, nemaguta engoro,+ nemaguta evatasvi vemabhiza, nezvinhu zvese zvaida kuvakwa naSoromoni muJerusarema, muRebhanoni nemunyika yese yaaitonga. 20 Asi kana vari vanhu vese vakanga vasara pavaAmori, vaHiti, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi,+ avo vakanga vasiri vaIsraeri,+ 21 zvizvarwa zvavo izvo zvakanga zvasara munyika yacho, vaya vakatadza kuparadzwa nevaIsraeri, vakatorwa naSoromoni kuti vaite basa rekumanikidzwa sevaranda kusvikira nhasi.+ 22 Asi Soromoni haana waakaita muranda pavaIsraeri,+ nekuti vaiva varwi vake, nevashandi vake, nemachinda ake, nemakurukota ake, nevakuru vevatyairi vake vengoro nevevatasvi vake vemabhiza. 23 Paiva nevakuru vevatariri 550 vaitungamirira basa raSoromoni, avo vaiva maforomani evanhu vaiita basa.+

24 Asi mwanasikana waFarao+ akabva muGuta raDhavhidhi,+ akaenda kuimba yake yaakanga avakirwa naSoromoni; Soromoni akabva agadzira Murwi Wevhu.*+

25 Soromoni aipa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zverugare katatu pagore+ paatari yaakanga avakira Jehovha,+ uyewo aikwidza utsi hwezvibayiro paatari yaiva pamberi paJehovha, uye akapedza imba yacho.+

26 Mambo Soromoni akagadzirawo ngarava dzakawanda muEziyoni-gebheri,+ iri pedyo neEroti, pamhenderekedzo yeGungwa Dzvuku munyika yeEdhomu.+ 27 Hiramu akatuma varanda vake nengarava dzacho,+ avo vaiziva nezvemugungwa, kuti vashande pamwe chete nevashandi vaSoromoni. 28 Vakaenda kuOfiri+ vakanotora goridhe raisvika matarenda 420 ikoko, vakauya naro kuna Mambo Soromoni.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe