RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku Dhanieri

      • Jerusarema rinokombwa nevaBhabhironi (1, 2)

      • Kudzidziswa kwenhapwa dzechidiki dzeimba yeumambo (3-5)

      • Kutenda kwevaHebheru vana kunoedzwa (6-21)

Dhanieri 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:4; Jer 22:18, 19; 36:30
  • +Dhe 28:49, 50; 2Mad 24:1; 2Mak 36:5, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, p. 24

    “Rugwaro Rwose,” p. 138

Dhanieri 1:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yemutemberi.”

  • *

    Kureva, Bhabhironia.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 42:24
  • +Ge 10:9, 10
  • +2Mak 36:7; Ezr 1:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, p. 24

Dhanieri 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 20:16, 18

Dhanieri 1:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 1:17, 20; 5:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1997, p. 15

    11/1/1992, pp. 13-14

Dhanieri 1:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “kupiwa zvekudya.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, p. 27

    11/1/1992, pp. 13-14

Dhanieri 1:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Mutongi Wangu ndiMwari.”

  • *

    Kureva kuti “Jehovha Aratidza Nyasha.”

  • *

    Zvichida rinoreva kuti “Ndiani Akaita saMwari?”

  • *

    Kureva kuti “Jehovha Abatsira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:48; 5:13, 29
  • +Dha 2:17, 18

Dhanieri 1:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, mazita ekuBhabhironi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 4:8; 5:12
  • +Dha 2:49; 3:12, 28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    10/2016, p. 14

Dhanieri 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:49, 50; Pis 106:44, 46

Dhanieri 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2007, p. 19

Dhanieri 1:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2007, p. 19

Dhanieri 1:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2007, p. 18

    7/15/2005, pp. 27-28

Dhanieri 1:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2007, p. 18

Dhanieri 1:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 1:20; 4:9; 5:11, 12

Dhanieri 1:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 1:5

Dhanieri 1:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 1:3, 6

Dhanieri 1:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:2; 4:7; 5:8

Dhanieri 1:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 6:28; 10:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1997, p. 15

    “Rugwaro Rwose,” p. 139

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Dhan. 1:12Mak 36:4; Jer 22:18, 19; 36:30
Dhan. 1:1Dhe 28:49, 50; 2Mad 24:1; 2Mak 36:5, 6
Dhan. 1:2Isa 42:24
Dhan. 1:2Ge 10:9, 10
Dhan. 1:22Mak 36:7; Ezr 1:7
Dhan. 1:32Mad 20:16, 18
Dhan. 1:4Dha 1:17, 20; 5:11, 12
Dhan. 1:6Dha 2:48; 5:13, 29
Dhan. 1:6Dha 2:17, 18
Dhan. 1:7Dha 2:49; 3:12, 28
Dhan. 1:7Dha 4:8; 5:12
Dhan. 1:91Mad 8:49, 50; Pis 106:44, 46
Dhan. 1:17Dha 1:20; 4:9; 5:11, 12
Dhan. 1:18Dha 1:5
Dhan. 1:19Dha 1:3, 6
Dhan. 1:20Dha 2:2; 4:7; 5:8
Dhan. 1:21Dha 6:28; 10:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Dhanieri 1:1-21

Dhanieri

1 Mugore rechitatu rekutonga kwaMambo Jehoyakimu+ weJudha, Mambo Nebhukadhinezari weBhabhironi akasvika kuJerusarema akarikomba.+ 2 Nekufamba kwenguva, Jehovha akaisa Mambo Jehoyakimu weJudha muruoko rwaNebhukadhinezari+ pamwe chete nemimwe midziyo yemuimba* yaMwari wechokwadi, achibva aenda nayo kunyika yeShinari,*+ kuimba yamwari wake. Akaisa midziyo yacho munochengeterwa pfuma yamwari wake.+

3 Mambo akabva audza Ashpenazi uyo aiva mukuru wemumuzinda make kuti auye nevamwe vaIsraeri kusanganisira vaya veimba yeumambo uye vemhuri dzinoremekedzwa.+ 4 Vaifanira kunge vari vechidiki vasina kana pakaremara, vane chimiro chakanaka, vaine uchenjeri, neruzivo, neungwaru,+ vachikodzera kushanda mumuzinda wamambo. Aifanira kuvadzidzisa mutauro wevaKadheya uye manyorerwo awo. 5 Mambo akarayirawo kuti vapiwe zvekudya zuva nezuva zvaibva pamachikichori aidyiwa namambo newaini yaainwa. Vaifanira kudzidziswa* kwemakore matatu, uye kana makore iwayo apera vaifanira kutanga kushandira mambo.

6 Pakati pavo paiva nevamwe vedzinza raJudha vaiti: Dhanieri,*+ Hananiya,* Mishaeri,* naAzariya.*+ 7 Mukuru wemumuzinda akavapa mazita* anotevera: Dhanieri akamupa rekuti Bheteshazari,+ Hananiya rekuti Shadreki, Mishaeri rekuti Misheki, uye Azariya rekuti Abhedhinego.+

8 Asi Dhanieri akatsidza mumwoyo make kuti aisazozvisvibisa nezvekudya zvamambo newaini yake. Saka akakumbira mukuru wemumuzinda kuti amupe mvumo yekurega kudya zvinhu izvi zvaizomusvibisa. 9 Mwari wechokwadi akabva aita kuti mukuru wemumuzinda anzwire Dhanieri tsitsi nenyasha.+ 10 Asi mukuru wemumuzinda akati kuna Dhanieri: “Ndiri kutya ishe wangu mambo uyo akataura zvamunofanira kudya nekunwa. Ko akazokuonai maonda kupfuura vamwe vana vezera renyu? Mambo anozondipa mhosva.” 11 Asi Dhanieri akati kumunhu ainge agadzwa nemukuru wemumuzinda kuti achengete iye Dhanieri wacho, naHananiya, naMishaeri, naAzariya: 12 “Ndinokumbirawo kuti mumboedza vashandi venyu kwemazuva gumi, muchiita kuti tidye miriwo nekunwa mvura; 13 mozoenzanisa miviri yedu nemiviri yevamwe vechidiki vari kudya machikichori amambo, mobva maitira varanda venyu zvinoenderana nezvamuchaona.”

14 Saka akabvuma kuita zvavakakumbira, akavaedza kwemazuva gumi. 15 Pakapera mazuva gumi, vaitotaridzika zvakanaka uye vaiva neutano kupfuura vamwe vana vaidya machikichori amambo. 16 Saka muchengeti wavo aibvisa zvekudya zvekwamambo newaini yavaifanira kunwa achivapa miriwo. 17 Asi Mwari wechokwadi akapa vana ava, vari vana, uchenjeri neruzivo nenjere zvekuti vainzwisisa mabhuku ese; uye Dhanieri akabatsirwa kuti anzwisise zviratidzo zvese nehope.+

18 Pakasvika nguva yakanga yataurwa naMambo Nebhukadhinezari kuti vana vacho vazounzwa,+ mukuru wemumuzinda akavaendesa kwaari. 19 Mambo paakataura navo, akaona kuti pavana vacho vese hapana akanga akaita saDhanieri, Hananiya, Mishaeri, naAzariya;+ uye vakaramba vachishumira pamberi pamambo. 20 Panyaya dzese dzavaibvunzwa namambo dzaida uchenjeri nenzwisiso, mambo akaona kuti vaipfuura vapristi vese vaiita zvemashiripiti nen’anga+ dzaiva muumambo hwake hwese zvakapetwa kagumi. 21 Dhanieri akaramba ari ikoko kusvikira mugore rekutanga raMambo Koreshi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe