RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 40
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raEksodho

      • Kumisa tebhenekeri (1-33)

      • Kubwinya kwaJehovha kunozadza tebhenekeri (34-38)

Eksodho 40:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 7:1

Eksodho 40:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:21
  • +Nu 4:5; VaH 9:3

Eksodho 40:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 26:35
  • +Eks 25:31; VaH 9:2
  • +Eks 25:37

Eksodho 40:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:1
  • +Eks 26:36

Eksodho 40:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 38:1

Eksodho 40:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:18

Eksodho 40:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 27:9
  • +Eks 27:16; 38:18

Eksodho 40:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:23-25
  • +Re 8:10; Nu 7:1

Eksodho 40:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 29:36, 37; Re 8:11

Eksodho 40:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 8:6

Eksodho 40:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 29:5; Re 8:7
  • +Re 8:12; Pis 133:2

Eksodho 40:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 8:13

Eksodho 40:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 8:30
  • +VaH 7:11

Eksodho 40:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 39:43; Dhe 4:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/1995, pp. 12-13

Eksodho 40:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 7:1; 9:15

Eksodho 40:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 36:24
  • +Eks 26:15
  • +Eks 36:31

Eksodho 40:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 26:7
  • +Eks 26:14

Eksodho 40:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 31:18
  • +Eks 25:22; 37:1
  • +Eks 37:4; 1Mad 8:8
  • +Eks 37:6; 1Mak 28:11
  • +Re 16:2

Eksodho 40:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 36:35; VaH 10:19, 20
  • +VaH 9:3

Eksodho 40:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 37:10; VaH 9:2

Eksodho 40:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:30; Mt 12:4

Eksodho 40:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 37:17

Eksodho 40:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:37; 37:23

Eksodho 40:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:1; 37:25

Eksodho 40:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:34, 35
  • +Eks 30:7

Eksodho 40:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 26:36; 36:37

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2000, p. 15

Eksodho 40:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 38:1
  • +Eks 29:38

Eksodho 40:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:18

Eksodho 40:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:18, 19

Eksodho 40:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 27:9; 38:9
  • +Eks 38:18

Eksodho 40:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 9:15; Zva 15:8

Eksodho 40:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 5:14

Eksodho 40:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 10:11; Ne 9:19

Eksodho 40:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 9:17, 22

Eksodho 40:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:21; Nu 9:16; Pis 78:14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Eks. 40:2Nu 7:1
Eks. 40:3Eks 25:21
Eks. 40:3Nu 4:5; VaH 9:3
Eks. 40:4Eks 26:35
Eks. 40:4Eks 25:31; VaH 9:2
Eks. 40:4Eks 25:37
Eks. 40:5Eks 30:1
Eks. 40:5Eks 26:36
Eks. 40:6Eks 38:1
Eks. 40:7Eks 30:18
Eks. 40:8Eks 27:9
Eks. 40:8Eks 27:16; 38:18
Eks. 40:9Eks 30:23-25
Eks. 40:9Re 8:10; Nu 7:1
Eks. 40:10Eks 29:36, 37; Re 8:11
Eks. 40:12Re 8:6
Eks. 40:13Eks 29:5; Re 8:7
Eks. 40:13Re 8:12; Pis 133:2
Eks. 40:14Re 8:13
Eks. 40:15Re 8:30
Eks. 40:15VaH 7:11
Eks. 40:16Eks 39:43; Dhe 4:2
Eks. 40:17Nu 7:1; 9:15
Eks. 40:18Eks 36:24
Eks. 40:18Eks 26:15
Eks. 40:18Eks 36:31
Eks. 40:19Eks 26:7
Eks. 40:19Eks 26:14
Eks. 40:20Eks 31:18
Eks. 40:20Eks 25:22; 37:1
Eks. 40:20Eks 37:4; 1Mad 8:8
Eks. 40:20Eks 37:6; 1Mak 28:11
Eks. 40:20Re 16:2
Eks. 40:21Eks 36:35; VaH 10:19, 20
Eks. 40:21VaH 9:3
Eks. 40:22Eks 37:10; VaH 9:2
Eks. 40:23Eks 25:30; Mt 12:4
Eks. 40:24Eks 37:17
Eks. 40:25Eks 25:37; 37:23
Eks. 40:26Eks 30:1; 37:25
Eks. 40:27Eks 30:34, 35
Eks. 40:27Eks 30:7
Eks. 40:28Eks 26:36; 36:37
Eks. 40:29Eks 38:1
Eks. 40:29Eks 29:38
Eks. 40:30Eks 30:18
Eks. 40:32Eks 30:18, 19
Eks. 40:33Eks 27:9; 38:9
Eks. 40:33Eks 38:18
Eks. 40:34Nu 9:15; Zva 15:8
Eks. 40:352Mak 5:14
Eks. 40:36Nu 10:11; Ne 9:19
Eks. 40:37Nu 9:17, 22
Eks. 40:38Eks 13:21; Nu 9:16; Pis 78:14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Eksodho 40:1-38

Eksodho

40 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: 2 “Pazuva rekutanga remwedzi wekutanga, umise tebhenekeri, tende rekusanganira.+ 3 Isa areka yeChipupuriro mukati mayo,+ wovharidzira Areka neketeni.+ 4 Upinze tafura+ woronga zvinhu zvinofanira kuva pamusoro payo, uye upinze chigadziko chemarambi+ wobatidza marambi acho.+ 5 Uise atari yegoridhe yekupisira rusenzi+ pamberi peareka yeChipupuriro, woisa keteni rekuvharisa suo retebhenekeri.+

6 “Unofanira kuisa atari yekupisira zvibayiro+ pamberi pesuo retebhenekeri, tende rekusanganira, 7 woisa mudziyo wekuisira mvura yekugeza pakati petende rekusanganira neatari, wozodira mvura mukati mawo.+ 8 Ibva wamisa maketeni achipoteredza chivanze chese,+ woisa keteni rekuvharisa+ suo rechivanze. 9 Utore mafuta ekuzodza nawo+ wozodza tebhenekeri nezvese zviri mukati mayo,+ uitsaure pamwe nemidziyo yayo yese, kuti ive chinhu chitsvene. 10 Uzodze atari yekupisira zvibayiro nemidziyo yayo yese kuti uitsaure, ive atari tsvenetsvene.+ 11 Uye uzodze mudziyo wekuisira mvura yekugeza nechigadziko chawo kuti uve mutsvene.

12 “Chiuya naAroni nevanakomana vake pedyo nesuo retende rekusanganira, wovageza nemvura.+ 13 Upfekedze Aroni nguo tsvene,+ womuzodza+ kuti ave mutsvene, uye achashumira semupristi wangu. 14 Wapedza izvi, wouya nevanakomana vake pedyo, wovapfekedza nguo refu.+ 15 Uvazodze sezvaunenge waita baba vavo,+ kuti vashumire sevapristi vangu, uye kuzodzwa kwavo kuchaita kuti varambe vari vapristi kwezvizvarwa zvavo zvese.”+

16 Mozisi akaita zvese zvaakanga arayirwa naJehovha.+ Akaita izvozvo chaizvo.

17 Mumwedzi wekutanga wegore rechipiri, pazuva rekutanga remwedzi wacho, tebhenekeri yakamiswa.+ 18 Mozisi paakamisa tebhenekeri yacho, akaisa pasi zvigadziko zvayo zvine maburi,+ akamisa mafuremu ayo,+ akaisa mbariro dzayo,+ uye akamisa mbiru dzayo. 19 Akatambanudza tende+ pamusoro petebhenekeri, akaisa chekufukidzisa+ chetende pamusoro payo, sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

20 Pashure paizvozvo akatora Chipupuriro+ akachiisa muAreka,+ akaisa mapango+ paAreka, akaisa chekukwidibirisa+ pamusoro peAreka.+ 21 Akapinza Areka mutebhenekeri, akaisa keteni+ rekuvharisa, akavharidzira areka yeChipupuriro,+ sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

22 Akaisawo tafura+ mutende rekusanganira kurutivi rwekuchamhembe mutebhenekeri imomo, kunze kweketeni, 23 uye akaronga chingwa+ pamusoro payo pamberi paJehovha, sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

24 Akaisa chigadziko chemarambi+ mutende rekusanganira chakatarisana netafura, kurutivi rwekumaodzanyemba mutebhenekeri imomo. 25 Akabatidza marambi+ acho pamberi paJehovha, sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

26 Akaisawo atari yegoridhe+ pamberi peketeni mutende rekusanganira, 27 kuti rusenzi inonhuhwirira+ ipfungaire pairi,+ sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

28 Akabva aisa keteni rekuvharisa+ musuo wetebhenekeri.

29 Akaisa atari yekupisira zvibayiro+ pasuo retebhenekeri, tende rekusanganira, kuti ape zvibayiro zvinopiswa+ nemipiro yezviyo pairi, sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

30 Akabva aisa mudziyo wekuisira mvura yekugeza pakati petende rekusanganira neatari, akaisamo mvura yekugeza.+ 31 Mozisi naAroni nevanakomana vake vakaishandisa kugeza maoko avo netsoka dzavo. 32 Pese pavaipinda mutende rekusanganira kana kuti pavaisvika paatari, vaigeza,+ sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

33 Akazopedzisira nekumisa maketeni echivanze+ aipoteredza tebhenekeri neatari, akaisa keteni rekuvharisa suo rechivanze.+

Saka Mozisi akapedza basa racho. 34 Uye gore rakafukidza tende rekusanganira, kubwinya kwaJehovha kukazadza tebhenekeri.+ 35 Mozisi haana kukwanisa kupinda mutende rekusanganira nekuti gore racho rakaramba riri pamusoro payo, uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza tebhenekeri.+

36 Uye parwendo rwavo rwese, vaIsraeri vaiputsa musasa kana gore rasimuka richibva patebhenekeri.+ 37 Asi kana gore risina kusimuka, vaisaputsa musasa kusvikira zuva raraisimuka.+ 38 Nekuti gore raJehovha rakanga riri pamusoro petebhenekeri masikati, uye moto wairamba uri pamusoro payo usiku, vaIsraeri vese vachiona, parwendo rwavo rwese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe