RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Kubva kuna Adhamu kusvika kuna Abrahamu (1-27)

      • Vanhu vakabva kuna Abrahamu (28-37)

      • VaEdhomu nemadzimambo avo nemadzishe avo (38-54)

1 Makoronike 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 4:25

1 Makoronike 1:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 5:12, 15
  • +Ge 5:18

1 Makoronike 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 11:5
  • +Ge 5:25, 28

1 Makoronike 1:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 5:29
  • +Ge 11:10
  • +Ge 6:10

1 Makoronike 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 66:19
  • +Eze 27:13
  • +Ge 10:2

1 Makoronike 1:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:3; Eze 27:14

1 Makoronike 1:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 11:11
  • +Ge 10:6

1 Makoronike 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:10
  • +Eze 27:22
  • +Ge 10:7

1 Makoronike 1:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:8, 9

1 Makoronike 1:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 46:9
  • +Ge 10:13, 14

1 Makoronike 1:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 29:14
  • +Jos 13:2, 3
  • +Dhe 2:23; Amo 9:7

1 Makoronike 1:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 23:2
  • +Ge 10:15-18

1 Makoronike 1:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 1:21
  • +Ge 15:16; Nu 13:29; Dhe 3:8
  • +Dhe 7:1

1 Makoronike 1:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 9:3, 7

1 Makoronike 1:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 27:11

1 Makoronike 1:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Mazita anotevera ndeevanakomana vaAramu. Ona Ge 10:23.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 4:9
  • +Eze 27:23
  • +Ge 10:22, 23

1 Makoronike 1:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, pp. 8-9

1 Makoronike 1:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Kuparadzaniswa.”

  • *

    Kana kuti “vagari vepanyika vakaparadzaniswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:19

1 Makoronike 1:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:26-29

1 Makoronike 1:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:28
  • +Ge 2:11; 25:18

1 Makoronike 1:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:19
  • +Ge 11:21

1 Makoronike 1:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:23
  • +Ge 11:25
  • +Ge 11:26

1 Makoronike 1:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 17:5

1 Makoronike 1:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 21:3
  • +Ge 16:11, 12

1 Makoronike 1:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 28:9
  • +Eze 27:21
  • +Ge 25:13-15

1 Makoronike 1:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 25:1-4
  • +Ge 37:28
  • +Job 2:11
  • +Isa 21:13

1 Makoronike 1:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:6

1 Makoronike 1:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 7:8
  • +Ge 25:25
  • +Ge 32:28

1 Makoronike 1:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:4, 5

1 Makoronike 1:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Obh 9
  • +Ge 36:11, 12

1 Makoronike 1:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:13

1 Makoronike 1:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:8
  • +Ge 36:20, 21

1 Makoronike 1:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:22

1 Makoronike 1:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:23, 24

1 Makoronike 1:41

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Vanakomana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:25, 26

1 Makoronike 1:42

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 1:38
  • +Ge 36:27, 28

1 Makoronike 1:43

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vanakomana vaIsraeri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 32:3
  • +Ge 36:31-39

1 Makoronike 1:44

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 49:13

1 Makoronike 1:51

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:40-43

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 1:1Ge 4:25
1 Mak. 1:2Ge 5:12, 15
1 Mak. 1:2Ge 5:18
1 Mak. 1:3VaH 11:5
1 Mak. 1:3Ge 5:25, 28
1 Mak. 1:4Ge 5:29
1 Mak. 1:4Ge 11:10
1 Mak. 1:4Ge 6:10
1 Mak. 1:5Ge 10:2
1 Mak. 1:5Isa 66:19
1 Mak. 1:5Eze 27:13
1 Mak. 1:6Ge 10:3; Eze 27:14
1 Mak. 1:8Isa 11:11
1 Mak. 1:8Ge 10:6
1 Mak. 1:9Pis 72:10
1 Mak. 1:9Eze 27:22
1 Mak. 1:9Ge 10:7
1 Mak. 1:10Ge 10:8, 9
1 Mak. 1:11Jer 46:9
1 Mak. 1:11Ge 10:13, 14
1 Mak. 1:12Eze 29:14
1 Mak. 1:12Jos 13:2, 3
1 Mak. 1:12Dhe 2:23; Amo 9:7
1 Mak. 1:13Isa 23:2
1 Mak. 1:13Ge 10:15-18
1 Mak. 1:14Vat 1:21
1 Mak. 1:14Ge 15:16; Nu 13:29; Dhe 3:8
1 Mak. 1:14Dhe 7:1
1 Mak. 1:15Jos 9:3, 7
1 Mak. 1:16Eze 27:11
1 Mak. 1:17Ezr 4:9
1 Mak. 1:17Eze 27:23
1 Mak. 1:17Ge 10:22, 23
1 Mak. 1:18Ge 11:14
1 Mak. 1:19Ge 11:19
1 Mak. 1:20Ge 10:26-29
1 Mak. 1:231Mad 9:28
1 Mak. 1:23Ge 2:11; 25:18
1 Mak. 1:25Ge 11:19
1 Mak. 1:25Ge 11:21
1 Mak. 1:26Ge 11:23
1 Mak. 1:26Ge 11:25
1 Mak. 1:26Ge 11:26
1 Mak. 1:27Ge 17:5
1 Mak. 1:28Ge 21:3
1 Mak. 1:28Ge 16:11, 12
1 Mak. 1:29Ge 28:9
1 Mak. 1:29Eze 27:21
1 Mak. 1:29Ge 25:13-15
1 Mak. 1:32Ge 25:1-4
1 Mak. 1:32Ge 37:28
1 Mak. 1:32Job 2:11
1 Mak. 1:32Isa 21:13
1 Mak. 1:33Isa 60:6
1 Mak. 1:34Mab 7:8
1 Mak. 1:34Ge 25:25
1 Mak. 1:34Ge 32:28
1 Mak. 1:35Ge 36:4, 5
1 Mak. 1:36Obh 9
1 Mak. 1:36Ge 36:11, 12
1 Mak. 1:37Ge 36:13
1 Mak. 1:38Ge 36:8
1 Mak. 1:38Ge 36:20, 21
1 Mak. 1:39Ge 36:22
1 Mak. 1:40Ge 36:23, 24
1 Mak. 1:41Ge 36:25, 26
1 Mak. 1:421Mak 1:38
1 Mak. 1:42Ge 36:27, 28
1 Mak. 1:43Ge 32:3
1 Mak. 1:43Ge 36:31-39
1 Mak. 1:44Jer 49:13
1 Mak. 1:51Ge 36:40-43
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
  • 44
  • 45
  • 46
  • 47
  • 48
  • 49
  • 50
  • 51
  • 52
  • 53
  • 54
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 1:1-54

Bhuku Rekutanga reMakoronike

1 Adhamu,

Seti,+

Inoshi,

2 Kinani,

Maharareri,+

Jaredhi,+

3 Inoki,+

Metusera,

Rameki,+

4 Noa,+

Shemu,+ Hamu, naJafeti.+

5 Vanakomana vaJafeti vaiva Gomeri, Magogi, Madhai, Javhani, Tubhari,+ Mesheki,+ naTirasi.+

6 Vanakomana vaGomeri vaiva Ashkenazi, Rifati, naTogama.+

7 Vanakomana vaJavhani vaiva Erishaa, Tashishi, Kitimu, naRodhanimu.

8 Vanakomana vaHamu vaiva Kushi,+ Mizraimu, Puti, naKenani.+

9 Vanakomana vaKushi vaiva Sebha,+ Havhira, Sabta, Raama,+ naSabteka.

Vanakomana vaRaama vaiva Shebha naDhedhani.+

10 Kushi akabereka Nimrodhi+ uyo akava munhu wekutanga kuva nesimba panyika.

11 Mizraimu akabereka Rudhimu,+ Anamimu, Rehabhimu, Naftuhimu,+ 12 Patrusimu,+ Kasruhimu (tateguru wevaFiristiya),+ naKaftorimu.+

13 Kenani akabereka Sidhoni,+ dangwe rake, naHeti,+ 14 pamwe chete nevaJebhusi,+ vaAmori,+ vaGigashi,+ 15 vaHivhi,+ vaAki, vaSini, 16 vaAvhadhi,+ vaZemari, nevaHamati.

17 Vanakomana vaShemu vaiva Eramu,+ Asuri,+ Apakishadhi, Rudhi, naAramu,

uye* Uzi, Haru, Geteri, naMashi.+

18 Apakishadhi akabereka Shera,+ Shera akabereka Ebheri.

19 Ebheri akabereka vanakomana vaviri. Mumwe ainzi Peregi,*+ nekuti panguva yaakararama nyika yakaparadzaniswa.* Mumwe wacho ainzi Joktani.

20 Joktani akabereka Arumodhadhi, Sherefi, Hazamavheti, Jera,+ 21 Hadhoramu, Uzari, Dhikra, 22 Obhari, Abhimaeri, Shebha, 23 Ofiri,+ Havhira,+ naJobhabhu; vese ava vaiva vanakomana vaJoktani.

24 Shemu,

Apakishadhi,

Shera,

25 Ebheri,

Peregi,+

Reu,+

26 Serugu,+

Nahori,+

Tera,+

27 Abramu, kureva Abrahamu.+

28 Vanakomana vaAbrahamu vaiva Isaka+ naIshmaeri.+

29 Aya ndiwo matangiro akaita mhuri dzavo: Dangwe raIshmaeri raiva Nebhayoti,+ kwouya Kedhari,+ Adbheeri, Mibsamu,+ 30 Mishma, Dhuma, Masa, Hadhadhi, Tema, 31 Jeturi, Nafishi, naKedhema. Ava ndivo vaiva vanakomana vaIshmaeri.

32 Vanakomana vakaberekwa naKetura,+ murongo* waAbrahamu, vaiva Zimrani, Jokshani, Medhani, Midhiyani,+ Ishbhaki, naShuwa.+

Vanakomana vaJokshani vaiva Shebha naDhedhani.+

33 Vanakomana vaMidhiyani vaiva Efa,+ Eferi, Hanoki, Abhidha, naEridhaa.

Vese ava vaiva vanakomana vaKetura.

34 Abrahamu akabereka Isaka.+ Vanakomana vaIsaka vaiva Isau+ naIsraeri.+

35 Vanakomana vaIsau vaiva Erifazi, Reueri, Jeushi, Jaramu, naKora.+

36 Vanakomana vaErifazi vaiva Temani,+ Omari, Zefo, Gatamu, Kenazi, Timna, naAmareki.+

37 Vanakomana vaReueri vaiva Nahati, Zera, Shamaa, naMiza.+

38 Vanakomana vaSeiri+ vaiva Rotani, Shobhari, Zibhiyoni, Ena, Dhishoni, Ezeri, naDhishani.+

39 Vanakomana vaRotani vaiva Hori naHomamu. Hanzvadzi yaRotani yaiva Timna.+

40 Vanakomana vaShobhari vaiva Aruvhani, Manahati, Ebhari, Shefo, naOnamu.

Vanakomana vaZibhiyoni vaiva Aya naEna.+

41 Mwanakomana* waEna aiva Dhishoni.

Vanakomana vaDhishoni vaiva Hemdhani, Eshbhani, Itrani, naKerani.+

42 Vanakomana vaEzeri+ vaiva Bhirihani, Zaavhani, naEkani.

Vanakomana vaDhishani vaiva Uzi naArani.+

43 Aya ndiwo madzimambo akatonga munyika yeEdhomu+ vaIsraeri* vasati vava kutongwa nemadzimambo:+ Bhira mwanakomana waBheori; uye guta rake rainzi Dhinhabha. 44 Bhira paakafa, akatsiviwa naJobhabhu mwanakomana waZera wekuBhozra.+ 45 Jobhabhu paakafa, akatsiviwa naHushamu wekunyika yevaTemani. 46 Hushamu paakafa, akatsiviwa naHadhadhi mwanakomana waBhedhadhi, uya akakunda Midhiyani munyika yeMoabhi. Guta rake rainzi Avhiti. 47 Hadhadhi paakafa, akatsiviwa naSamra wekuMasreka. 48 Samra paakafa, akatsiviwa naShauri wekuRehobhoti pedyo neRwizi. 49 Shauri paakafa, akatsiviwa naBhaari-hanani mwanakomana waAkibhori. 50 Bhaari-hanani paakafa, akatsiviwa naHadhadhi. Guta rake rainzi Pau, uye mudzimai wake ainzi Mehetabheri, mwanasikana waMatredhi, mwanasikana waMezahabhu. 51 Hadhadhi akazofa.

Madzishe eEdhomu aiva Ishe Timna, Ishe Aruvha, Ishe Jeteti,+ 52 Ishe Ohoribhama, Ishe Eraa, Ishe Pinoni, 53 Ishe Kenazi, Ishe Temani, Ishe Mibzari, 54 Ishe Magdhieri, Ishe Iramu. Aya ndiwo aiva madzishe eEdhomu.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe