RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Vanhu vakabva kuna Rubheni (1-10)

      • Vanhu vekwaGadhi (11-17)

      • VaHagri vanokundwa (18-22)

      • Hafu yedzinza raManase (23-26)

1 Makoronike 5:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akazvidza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 29:32; 49:3, 4
  • +Ge 35:22
  • +Ge 49:22, 26; Jos 14:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 9

1 Makoronike 5:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 49:8, 10; Nu 2:3; 10:14; Vat 1:1, 2; Pis 60:7
  • +Mt 2:6; VaH 7:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 9

1 Makoronike 5:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 46:9; Eks 6:14

1 Makoronike 5:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 16:7

1 Makoronike 5:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 2:36
  • +Nu 32:34, 38; Jos 13:15, 17; Eze 25:9, 10

1 Makoronike 5:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:18; Dhe 1:7; Jos 1:4; 2Sa 8:3
  • +Jos 22:9

1 Makoronike 5:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 3:8, 10; Jos 12:4, 5

1 Makoronike 5:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 32:1
  • +Dhe 3:3, 13; 32:14

1 Makoronike 5:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Jerobhoamu Wechipiri.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:32; 2Mak 27:1; Isa 1:1; Ho 1:1; Mik 1:1
  • +2Mad 14:16, 28

1 Makoronike 5:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “uye vaikombamisa uta.”

1 Makoronike 5:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 5:10
  • +Ge 25:13, 15; 1Mak 1:31

1 Makoronike 5:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 20:7; 22:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 9

1 Makoronike 5:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya yevanhu.”

1 Makoronike 5:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 10:42; 1Sa 17:45, 47; 2Mak 20:15
  • +2Mad 15:29; 17:6

1 Makoronike 5:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 13:29, 30
  • +Dhe 4:47, 48

1 Makoronike 5:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 5:7-9; Vat 2:17; 8:33; 2Mad 17:10, 11

1 Makoronike 5:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 1:1; Zvi 21:1
  • +2Mad 15:19, 29
  • +2Mad 17:6; 18:11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 5:1Ge 29:32; 49:3, 4
1 Mak. 5:1Ge 35:22
1 Mak. 5:1Ge 49:22, 26; Jos 14:4
1 Mak. 5:2Ge 49:8, 10; Nu 2:3; 10:14; Vat 1:1, 2; Pis 60:7
1 Mak. 5:2Mt 2:6; VaH 7:14
1 Mak. 5:3Ge 46:9; Eks 6:14
1 Mak. 5:62Mad 16:7
1 Mak. 5:8Dhe 2:36
1 Mak. 5:8Nu 32:34, 38; Jos 13:15, 17; Eze 25:9, 10
1 Mak. 5:9Ge 15:18; Dhe 1:7; Jos 1:4; 2Sa 8:3
1 Mak. 5:9Jos 22:9
1 Mak. 5:11Dhe 3:8, 10; Jos 12:4, 5
1 Mak. 5:16Nu 32:1
1 Mak. 5:16Dhe 3:3, 13; 32:14
1 Mak. 5:172Mad 15:32; 2Mak 27:1; Isa 1:1; Ho 1:1; Mik 1:1
1 Mak. 5:172Mad 14:16, 28
1 Mak. 5:191Mak 5:10
1 Mak. 5:19Ge 25:13, 15; 1Mak 1:31
1 Mak. 5:20Pis 20:7; 22:4
1 Mak. 5:22Jos 10:42; 1Sa 17:45, 47; 2Mak 20:15
1 Mak. 5:222Mad 15:29; 17:6
1 Mak. 5:23Jos 13:29, 30
1 Mak. 5:23Dhe 4:47, 48
1 Mak. 5:25Dhe 5:7-9; Vat 2:17; 8:33; 2Mad 17:10, 11
1 Mak. 5:26Ezr 1:1; Zvi 21:1
1 Mak. 5:262Mad 15:19, 29
1 Mak. 5:262Mad 17:6; 18:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 5:1-26

Bhuku Rekutanga reMakoronike

5 Ava ndivo vanakomana vaRubheni,+ dangwe raIsraeri. Ndiye aiva dangwe, asi nemhaka yekuti akasvibisa* mubhedha wababa vake,+ udangwe hwake hwakapiwa vanakomana vaJosefa+ mwanakomana waIsraeri, saka haana kunyorwa sedangwe pamazita emhuri yavo. 2 Kunyange zvazvo Judha+ akava pamusoro pevanakomana vababa vake, uye kwaari kuri iko kwakabva uya aizova mutungamiriri,+ udangwe hwaiva hwaJosefa. 3 Vanakomana vaRubheni dangwe raIsraeri vaiva Hanoki, Paru, Hezroni, naKami.+ 4 Vanakomana vaJoeri vaiva mwanakomana wake Shemaya, mwanakomana wake Gogi, mwanakomana wake Shimei, 5 mwanakomana wake Mika, mwanakomana wake Reaya, mwanakomana wake Bhaari, 6 uye mwanakomana wake Bheyera uyo akatapwa naMambo Tirigati-pirineseri+ weAsiriya. Bheyera aiva jinda revaRubheni. 7 Hama dzake sekunyorwa kwadzakaitwa maererano nemhuri dzavo dzaiva Jeyieri, uyo aiva mukuru wavo, naZekariya, 8 naBhira mwanakomana waAzazi mwanakomana waShema mwanakomana waJoeri. Vanhu veimba yaBhira vaigara muAroeri+ vachinosvika kuNebho nekuBhaari-meyoni.+ 9 Kumabvazuva nzvimbo yavaigara yaisvika panotangira renje paRwizi rwaYufratesi,+ nekuti zvipfuwo zvavo zvakanga zvawanda munyika yeGiriyedhi.+ 10 Mumazuva aSauro, vakarwa nevaHagri vakavakunda, saka vakagara mumatende avo munharaunda yese iri kumabvazuva kweGiriyedhi.

11 Vanhu vekwaGadhi vaigara pedyo navo munyika yeBhashani vachinosvika kuSareka.+ 12 Joeri ndiye aiva mukuru wavo, achiteverwa naShafamu, naJanayi naShafati uye vese vaiva muBhashani. 13 Hama dzavo dzemudzimba dzemadzibaba avo dzaiva Mikaeri, Meshuramu, Shebha, Jorai, Jakani, Ziya, naEbheri, vese pamwe chete vari 7. 14 Ava ndivo vaiva vanakomana vaAbhihairi mwanakomana waHuri mwanakomana waJaroa mwanakomana waGiriyedhi mwanakomana waMikaeri mwanakomana waJeshishai mwanakomana waJadho mwanakomana waBhuzi. 15 Ahi mwanakomana waAbdhieri mwanakomana waGuni aiva mukuru weimba yemadzibaba avo. 16 Vaigara muGiriyedhi,+ muBhashani+ nemumaguta madiki aiva akaipoteredza, nemumafuro ese eSharoni kusvikira kwaaigumira. 17 Vese vakanyorwa maererano nemadzinza avo mumazuva aMambo Jotamu+ weJudha uye mumazuva aMambo Jerobhoamu*+ weIsraeri.

18 VaRubheni, nevaGadhi, nehafu yedzinza raManase vaiva nevarwi vane simba 44 760 muuto ravo, avo vaiva nenhoo nemapakatwa neuta,* uye vakanga vakadzidziswa hondo. 19 Vakarwa nevaHagri,+ naJeturi, naNafishi,+ naNodhabhu. 20 Vakabatsirwa kuvarwisa, zvekuti vaHagri nevese vavaiva navo vakaiswa muruoko rwavo, nekuti vakashevedzera kuna Mwari kuti avabatsire muhondo yacho, uye akanzwa kuteterera kwavo nekuti vaivimba naye.+ 21 Vakatora zvipfuwo zvavo, ngamera 50 000, makwai 250 000, nemadhongi 2 000, uye vakatapawo vanhu* 100 000. 22 Pakafa vanhu vakawanda nekuti hondo yacho yakarwiwa naMwari wechokwadi.+ Vakaramba vachigara munzvimbo yavo kusvikira panguva yavakatapwa.+

23 Hafu yedzinza raManase+ yakagara munyika yacho kubva kuBhashani kusvika kuBhaari-hemoni neSeniri nekuGomo reHemoni.+ Vakanga vakawanda chaizvo. 24 Ava ndivo vaiva vakuru vedzimba dzemadzibaba avo: Eferi, Ishi, Erieri, Azrieri, Jeremiya, Hodhavhiya, naJadhieri; vaiva varwi vane simba, varume vaiva nemukurumbira, uye vakuru vedzimba dzemadzibaba avo. 25 Asi vakaita zvisina kutendeka kuna Mwari wemadzitateguru avo, vakaita unzenza navanamwari vemarudzi enyika yacho+ akanga aparadzwa naMwari pamberi pavo. 26 Saka Mwari waIsraeri akaita kuti Mambo Puri weAsiriya+ (kureva, Mambo Tirigati-pirineseri+ weAsiriya) atape vaRubheni nevaGadhi nehafu yedzinza raManase, akavaendesa kuHeira, kuHabhori, kuHara, nekurwizi rwaGozani,+ uye vachiri ikoko nanhasi.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe