RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Vanhu vekwaBhenjamini (1-40)

        • Dzinza raSauro (33-40)

1 Makoronike 8:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 35:16, 18
  • +1Mak 7:6
  • +Ge 46:21

1 Makoronike 8:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 46:21

1 Makoronike 8:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:8, 17; 1Sa 13:16

1 Makoronike 8:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “pashure pekunge adzinga madzimai ake Hushimu naBhaara.”

1 Makoronike 8:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 6:2
  • +Ezr 2:1, 33

1 Makoronike 8:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 19:42, 48; 21:8, 24

1 Makoronike 8:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 9:15, 17; 21:8, 17; 1Mak 21:29
  • +1Mak 9:35-38

1 Makoronike 8:33

Mashoko Emuzasi

  • *

    Anonziwo Ishi-bhosheti.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 14:50
  • +1Sa 9:1, 2; 11:15
  • +1Sa 14:45
  • +1Sa 14:49
  • +1Sa 31:2
  • +2Sa 2:8; 1Mak 9:39-44

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    3/2017, p. 32

1 Makoronike 8:34

Mashoko Emuzasi

  • *

    Anonziwo Mefibhosheti.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 4:4
  • +2Sa 9:12

1 Makoronike 8:40

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vaikombamisa.”

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 8:1Ge 35:16, 18
1 Mak. 8:11Mak 7:6
1 Mak. 8:1Ge 46:21
1 Mak. 8:3Ge 46:21
1 Mak. 8:6Jos 21:8, 17; 1Sa 13:16
1 Mak. 8:12Ne 6:2
1 Mak. 8:12Ezr 2:1, 33
1 Mak. 8:13Jos 19:42, 48; 21:8, 24
1 Mak. 8:29Jos 9:15, 17; 21:8, 17; 1Mak 21:29
1 Mak. 8:291Mak 9:35-38
1 Mak. 8:331Sa 14:50
1 Mak. 8:331Sa 9:1, 2; 11:15
1 Mak. 8:331Sa 14:45
1 Mak. 8:331Sa 14:49
1 Mak. 8:331Sa 31:2
1 Mak. 8:332Sa 2:8; 1Mak 9:39-44
1 Mak. 8:342Sa 4:4
1 Mak. 8:342Sa 9:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 8:1-40

Bhuku Rekutanga reMakoronike

8 Bhenjamini+ akabereka Bhira,+ dangwe rake, wechipiri ari Ashbheri,+ wechitatu ari Ahara, 2 wechina ari Noha, uye wechishanu ari Rafa. 3 Vanakomana vaBhira vaiva Adhari, Gera,+ Abhihudhi, 4 Abhishua, Naamani, Ahoa, 5 Gera, Shefufani, naHuramu. 6 Ava ndivo vaiva vanakomana vaEhudhi, vakuru vedzimba dzemadzibaba evagari vemuGebha,+ avo vakatapwa vakaendeswa kuManahati: 7 Naamani, Ahija, uye Gera uyo akavaendesa kuutapwa. Gera akabereka Aza naAhihudhi. 8 Shaharaimu akabereka vana munyika yeMoabhi, pashure pekunge avadzinga. Madzimai ake aiva Hushimu naBhaara.* 9 Nemudzimai wake Hodheshi akabereka Jobhabhu, Zibhiya, Mesha, Marikamu, 10 Jeuzi, Sakiya, naMima. Ava ndivo vaiva vanakomana vake, vakuru vedzimba dzemadzibaba avo.

11 Hushimu akamuberekera Abhitubhu naEripaari. 12 Uye vanakomana vaEripaari vaiva Ebheri, Mishamu, Shemedhi (uyo akavaka Ono+ neRodhi+ nemaguta madiki akaipoteredza), 13 Bheria, naShema. Ava vaiva vakuru vedzimba dzemadzibaba evagari vemuAijaroni.+ Ndivo vakadzinga vagari vemuGati. 14 Uye kwaiva naAhiyo, Shashaki, Jeremoti, 15 Zebhadhiya, Aradhi, Edheri, 16 Mikaeri, Ishpa, Joha, vanakomana vaBheria; 17 naZebhadhiya, Meshuramu, Hizki, Hebheri, 18 Ishmerai, Izriya, Jobhabhu, vanakomana vaEripaari; 19 naJakimu, Zikri, Zabdhi, 20 Erienai, Ziretai, Erieri, 21 Adhaya, Bheraya, Shimrati, vanakomana vaShimei; 22 naIshpani, Ebheri, Erieri, 23 Abdhoni, Zikri, Hanani, 24 Hananiya, Eramu, Anatotija, 25 Ifidheya, Penueri, vanakomana vaShashaki; 26 naShamsherai, Shehariya, Atariya, 27 Jaareshiya, Eriya, Zikri, vanakomana vaJerohamu. 28 Ava ndivo vaiva vakuru vedzimba dzemadzibaba muzvizvarwa zvavo. Vakuru vacho vaigara muJerusarema.

29 Jeyieri baba vaGibhiyoni, aigara muGibhiyoni.+ Mudzimai wake ainzi Maaka.+ 30 Mwanakomana wake wedangwe aiva Abdhoni, achiteverwa naZuri, Kishi, Bhaari, Nadhabhi, 31 Gedhori, Ahiyo, naZekeri. 32 Mikroti akabereka Shimeya. Uye vese vaigara pedyo nehama dzavo muJerusarema pamwe chete nedzimwewo hama dzavo.

33 Neri+ akabereka Kishi; Kishi akabereka Sauro;+ Sauro akabereka Jonatani,+ Mariki-shua,+ Abhinadhabhi,+ naEshbhaari.*+ 34 Mwanakomana waJonatani aiva Meribhi-bhaari.*+ Meribhi-bhaari akabereka Mika.+ 35 Vanakomana vaMika vaiva Pitoni, Mereki, Tarea, naAhazi. 36 Ahazi akabereka Jehoadha; Jehoadha akabereka Aremeti, Azmavheti, naZimri. Zimri akabereka Moza. 37 Moza akabereka Bhineya, aiva nemwanakomana ainzi Rafaa, aiva nemwanakomana ainzi Ereyasa, aiva nemwanakomana ainzi Azeri. 38 Azeri aiva nevanakomana 6, uye mazita avo aiva: Azrikamu, Bhokeru, Ishmaeri, Sheariya, Obhadhiya, naHanani. Vese ava vaiva vanakomana vaAzeri. 39 Vanakomana vaEsheki hama yake vaiva Uramu dangwe rake, wechipiri ari Jeushi, uye wechitatu ari Erifereti. 40 Vanakomana vaUramu vaiva varwi vane simba vaigona kushandisa* uta, uye vaiva nevanakomana nevazukuru vazhinji, vaiva 150. Vese ava vaiva vekwaBhenjamini.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe