RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 Madzimambo

      • Mukadzi wekuShunemi anodzorerwa munda wake (1-6)

      • Erisha, Bheni-hadhadhi, naHazaeri (7-15)

      • Jehoramu, mambo weJudha (16-24)

      • Ahaziya, mambo weJudha (25-29)

2 Madzimambo 8:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 4:32-35
  • +Re 26:19; Dhe 28:15, 23; 1Mad 17:1

2 Madzimambo 8:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 13:2, 3

2 Madzimambo 8:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 2:14, 20, 21; 3:17; 4:4, 7; 6:5-7; 7:1

2 Madzimambo 8:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 4:32-35
  • +Nu 36:9

2 Madzimambo 8:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 7:8
  • +1Mad 20:1; 2Mad 6:24
  • +1Mad 17:24

2 Madzimambo 8:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 19:15
  • +1Sa 9:8; 1Mad 14:2, 3

2 Madzimambo 8:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 8:15

2 Madzimambo 8:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 10:32; 12:17; 13:3; Amo 1:3
  • +Dhe 28:63; Amo 1:13

2 Madzimambo 8:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 19:15

2 Madzimambo 8:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 8:10

2 Madzimambo 8:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akariisa pachiso.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 16:8, 10; 2Mad 11:1; 15:8, 10
  • +1Mad 19:15

2 Madzimambo 8:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 1:17
  • +1Mad 22:50; 2Mak 21:3, 5

2 Madzimambo 8:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:28-30
  • +1Mad 16:32, 33; 21:25
  • +2Mad 8:26, 27; 2Mak 18:1
  • +2Mak 21:6, 7

2 Madzimambo 8:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 49:10; 2Sa 7:16, 17
  • +1Mad 11:36; Pis 132:17

2 Madzimambo 8:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 27:40; 2Sa 8:14
  • +1Mad 22:47; 2Mak 21:8-10

2 Madzimambo 8:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:13; 2Mad 19:8

2 Madzimambo 8:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 2:10; 2Mak 21:18-20
  • +1Mak 3:10, 11; 2Mak 21:16, 17; 22:1, 2

2 Madzimambo 8:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 9:29

2 Madzimambo 8:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mwanasikana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:1, 13, 16
  • +1Mad 16:16, 23

2 Madzimambo 8:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 16:33
  • +2Mad 8:16, 18; 2Mak 22:3, 4

2 Madzimambo 8:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:38; 1Mad 22:2, 3
  • +1Mad 19:17; 2Mak 22:5

2 Madzimambo 8:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achirwara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 19:17, 18; 1Mad 21:1; 2Mak 22:6
  • +2Mad 9:15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Madz. 8:12Mad 4:32-35
2 Madz. 8:1Re 26:19; Dhe 28:15, 23; 1Mad 17:1
2 Madz. 8:2Jos 13:2, 3
2 Madz. 8:42Mad 2:14, 20, 21; 3:17; 4:4, 7; 6:5-7; 7:1
2 Madz. 8:52Mad 4:32-35
2 Madz. 8:5Nu 36:9
2 Madz. 8:7Isa 7:8
2 Madz. 8:71Mad 20:1; 2Mad 6:24
2 Madz. 8:71Mad 17:24
2 Madz. 8:81Mad 19:15
2 Madz. 8:81Sa 9:8; 1Mad 14:2, 3
2 Madz. 8:102Mad 8:15
2 Madz. 8:122Mad 10:32; 12:17; 13:3; Amo 1:3
2 Madz. 8:12Dhe 28:63; Amo 1:13
2 Madz. 8:131Mad 19:15
2 Madz. 8:142Mad 8:10
2 Madz. 8:151Mad 16:8, 10; 2Mad 11:1; 15:8, 10
2 Madz. 8:151Mad 19:15
2 Madz. 8:162Mad 1:17
2 Madz. 8:161Mad 22:50; 2Mak 21:3, 5
2 Madz. 8:181Mad 12:28-30
2 Madz. 8:181Mad 16:32, 33; 21:25
2 Madz. 8:182Mad 8:26, 27; 2Mak 18:1
2 Madz. 8:182Mak 21:6, 7
2 Madz. 8:19Ge 49:10; 2Sa 7:16, 17
2 Madz. 8:191Mad 11:36; Pis 132:17
2 Madz. 8:20Ge 27:40; 2Sa 8:14
2 Madz. 8:201Mad 22:47; 2Mak 21:8-10
2 Madz. 8:22Jos 21:13; 2Mad 19:8
2 Madz. 8:241Mad 2:10; 2Mak 21:18-20
2 Madz. 8:241Mak 3:10, 11; 2Mak 21:16, 17; 22:1, 2
2 Madz. 8:252Mad 9:29
2 Madz. 8:262Mad 11:1, 13, 16
2 Madz. 8:261Mad 16:16, 23
2 Madz. 8:271Mad 16:33
2 Madz. 8:272Mad 8:16, 18; 2Mak 22:3, 4
2 Madz. 8:28Jos 21:38; 1Mad 22:2, 3
2 Madz. 8:281Mad 19:17; 2Mak 22:5
2 Madz. 8:29Jos 19:17, 18; 1Mad 21:1; 2Mak 22:6
2 Madz. 8:292Mad 9:15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 Madzimambo 8:1-29

Bhuku Rechipiri reMadzimambo

8 Erisha akati kumukadzi aiva nemwanakomana waakanga amutsa:+ “Simuka uende, iwe neimba yako, unogara uri mutorwa chero kwaunenge waenda, nekuti Jehovha arayira kuti pave nenzara,+ uye ichauya panyika kwemakore 7.” 2 Saka mukadzi wacho akasimuka akaita zvakataurwa nemunhu waMwari wechokwadi. Akaenda nevanhu veimba yake, akanogara munyika yevaFiristiya+ kwemakore 7.

3 Pakapera makore 7, mukadzi wacho akadzoka kubva kunyika yevaFiristiya, akaenda kunoteterera kuna mambo kuti apiwe imba yake nemunda wake. 4 Mambo akanga achitaura naGehazi mushandi wemunhu waMwari wechokwadi, achiti: “Ndiudze zvinhu zvese zvikuru zvakaitwa naErisha.”+ 5 Paakanga achiri kurondedzera kuna mambo nezvekumutsa kwaakanga aita munhu akafa,+ mukadzi aiva nemwanakomana waakanga amutsa akasvika kuna mambo, achiteterera kuti apiwe imba yake nemunda wake.+ Gehazi akabva ati: “Ishe wangu mambo, uyu ndiye mukadzi wacho, uye uyu ndiye mwanakomana wake akamutswa naErisha.” 6 Mambo akabva abvunza mukadzi wacho, uyo akabva arondedzera nyaya yacho kwaari. Mambo akabva amupa mumwe wevakuru vemumuzinda, akamuudza kuti: “Dzorera zvinhu zvake zvese nezvibereko zvese zvemunda wacho kubvira pazuva raakabva munyika kusvika iye zvino.”

7 Erisha akaenda kuDhamasiko+ mambo weSiriya Bheni-hadhadhi+ paakanga achirwara. Saka akaudzwa kuti: “Munhu waMwari wechokwadi+ auya kuno.” 8 Mambo akabva ati kuna Hazaeri:+ “Tora chipo uende unosangana nemunhu waMwari wechokwadi.+ Bvunza Jehovha nekwaari, uchiti: ‘Ndichapora here pakurwara uku?’” 9 Hazaeri akaenda kunosangana naye aine chipo, zvinhu zvakanaka zvemarudzi ese zveDhamasiko, mutoro wengamera 40. Akasvika akamira pamberi pake akati: “Mwanakomana wenyu Bheni-hadhadhi, mambo weSiriya, andituma kwamuri achibvunza kuti: ‘Ndichapora here pakurwara uku?’” 10 Erisha akamupindura kuti: “Enda unoti kwaari, ‘Chokwadi uchapora,’ asi Jehovha andiratidza kuti achatofa.”+ 11 Akaramba akamuti nde-e kusvikira ava kunyara. Munhu waMwari wechokwadi akabva atanga kuchema. 12 Hazaeri akabvunza kuti: “Ishe wangu ari kuchemei?” Iye akapindura kuti: “Nekuti ndinoziva zvakaipa zvauchaitira vaIsraeri.+ Uchapisa maguta avo akakomberedzwa nemasvingo, uchauraya varume vavo vane simba nebakatwa, uchapwanya-pwanya vana vavo, uye uchabvarura matumbu evakadzi vavo vane pamuviri.”+ 13 Hazaeri akati: “Ini muranda wenyu, imbwawo zvayo, ndingakwanisa sei kuita zvinhu zvakadaro?” Asi Erisha akati: “Jehovha andiratidza kuti uchava mambo weSiriya.”+

14 Pashure paizvozvo akabva kuna Erisha, akadzokera kunashe wake, uyo akati kwaari: “Erisha ati chii kwauri?” Iye akati: “Andiudza kuti chokwadi muchapora.”+ 15 Asi pazuva rakatevera, Hazaeri akatora jira repamubhedha, akarinyika mumvura, akaribata rakavhara chiso* chake kusvikira afa.+ Hazaeri akabva ava mambo panzvimbo yake.+

16 Mugore rechishanu raJehoramu+ mwanakomana waAhabhi mambo weIsraeri, Jehoshafati paaiva mambo weJudha, Jehoramu+ mwanakomana waMambo Jehoshafati weJudha akava mambo. 17 Aiva nemakore 32 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 8 muJerusarema. 18 Akafamba nenzira yemadzimambo eIsraeri,+ sezvakanga zvaitwa nevaya veimba yaAhabhi,+ nekuti akanga aroora mwanasikana waAhabhi;+ uye akaramba achiita zvakaipa pamberi paJehovha.+ 19 Asi Jehovha haana kuda kuparadza Judha achifunga muranda wake Dhavhidhi,+ nekuti akanga amuvimbisa kuti achaita kuti agare aine rambi nguva dzese,+ iye nevanakomana vake.

20 Mumazuva ake, Edhomu yakapandukira Judha,+ ikabva yagadza mambo wayo.+ 21 Saka Jehoramu akayambuka akaenda kuZairi, aine ngoro dzake dzese, uye akamuka usiku, akakunda vaEdhomu vakanga vakamupoteredza iye nevakuru vengoro; uye mauto acho akatizira kumatende awo. 22 Asi Edhomu yakaramba ichipandukira Judha uye ndizvo zvaichiri kungoita nanhasi. Ribna+ yakapandukawo panguva iyoyo.

23 Kana iri nhoroondo yese yaJehoramu, zvese zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo yenguva yemadzimambo eJudha? 24 Jehoramu akabva aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, uye akavigwa pamwe nemadzitateguru ake muGuta raDhavhidhi.+ Mwanakomana wake Ahaziya+ akava mambo panzvimbo yake.

25 Mugore rechi12 raJehoramu mwanakomana waAhabhi mambo weIsraeri, Ahaziya mwanakomana waMambo Jehoramu weJudha akava mambo.+ 26 Ahaziya aiva nemakore 22 paakava mambo, uye akatonga kwegore rimwe chete muJerusarema. Amai vake vainzi Atariya,+ vari muzukuru* waMambo Omri+ weIsraeri. 27 Akafamba nenzira yeimba yaAhabhi,+ uye akaramba achiita zvakaipa pamberi paJehovha, sezvaiita imba yaAhabhi, nekuti aiva neukama neimba yaAhabhi.+ 28 Saka akaenda naJehoramu mwanakomana waAhabhi kunorwa naMambo Hazaeri weSiriya kuRamoti-giriyedhi,+ asi vaSiriya vakakuvadza Jehoramu.+ 29 Saka Jehoramu akadzokera kuJezreeri+ kuti apore maronda aakanga akuvadzwa nevaSiriya kuRama paakarwa naMambo Hazaeri weSiriya.+ Ahaziya mwanakomana waJehoramu mambo weJudha akadzika kuJezreeri kuti anoona Jehoramu mwanakomana waAhabhi, nekuti akanga akuvadzwa.*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe