RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 125
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Jehovha anodzivirira vanhu vake

        • “Sekupoteredzwa kwakaitwa Jerusarema nemakomo” (2)

        • “Israeri ngaave nerugare” (5)

Pisarema 125:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 17:7
  • +1Mad 8:12, 13; Pis 48:2; 132:13, 14

Pisarema 125:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 11:7; Mab 1:12
  • +Pis 34:7; Isa 31:5; Zek 2:4, 5

Pisarema 125:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 14:5
  • +Mup 7:7

Pisarema 125:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 51:18
  • +Pis 36:10; 73:1

Pisarema 125:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 10:13; Pis 53:5; Isa 59:8

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 125:1Jer 17:7
Pis. 125:11Mad 8:12, 13; Pis 48:2; 132:13, 14
Pis. 125:21Mad 11:7; Mab 1:12
Pis. 125:2Pis 34:7; Isa 31:5; Zek 2:4, 5
Pis. 125:3Isa 14:5
Pis. 125:3Mup 7:7
Pis. 125:4Pis 51:18
Pis. 125:4Pis 36:10; 73:1
Pis. 125:51Mak 10:13; Pis 53:5; Isa 59:8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 125:1-5

Mapisarema

Rwiyo Rwekukwidza.

125 Vaya vanovimba naJehovha+

Vakaita seGomo reZiyoni, risingagoni kuzununguswa

Asi rinogara nekusingaperi.+

 2 Sekupoteredzwa kwakaitwa Jerusarema nemakomo,+

Jehovha anopoteredzawo vanhu vake+

Kubva zvino zvichienda mberi uye nekusingaperi.

 3 Tsvimbo yeumambo yezvakaipa haizorambi iri munyika yakagoverwa vakarurama,+

Kuti vakarurama varege kutsauka votanga kuita zvakaipa.+

 4 Itai zvakanaka, haiwa Jehovha, kune vaya vakanaka,+

Kune vaya vane mwoyo wakarurama.+

 5 Kana vari vaya vanotsaukira kunzira dzavo dzisina kururama,

Jehovha achavabvisa pamwe chete nevanoita zvakaipa.+

Israeri ngaave nerugare.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe