RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nehemiya 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raNehemiya

      • Shoko rinobva kuJerusarema (1-3)

      • Munyengetero waNehemiya (4-11)

Nehemiya 1:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Jah Anonyaradza.”

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera B15.

  • *

    Iyi inzvimbo yaishandiswa kuhwanda uchitiza muvengi.

  • *

    Kana kuti “mumuzinda unonzi.”

  • *

    Kana kuti “Susa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 1:11; 5:14; 10:1
  • +Es 1:2; 3:15; Dha 8:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), pp. 1951, 2052

    Nharireyomurindi,

    2/1/2006, pp. 8-9

Nehemiya 1:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 7:2
  • +Jer 52:30

Nehemiya 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:7; Ne 9:36, 37; Pis 79:4
  • +2Mad 25:10
  • +Ne 2:17; Mari 1:4

Nehemiya 1:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:3; Ezr 8:21

Nehemiya 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:9; Dha 9:4

Nehemiya 1:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 88:1; Ru 18:7
  • +2Mak 29:6; Ezr 9:6

Nehemiya 1:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 106:6
  • +Re 27:34; Nu 36:13; Dhe 12:1; Ne 9:34

Nehemiya 1:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yambiro yamakapa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:33; Dhe 4:27; 28:64

Nehemiya 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 30:1-4
  • +Dhe 12:5; Pis 132:13

Nehemiya 1:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 25:42; Dhe 5:15; 9:26, 29

Nehemiya 1:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:49, 50; Ezr 7:6; Pis 106:46; Zvi 21:1
  • +Ne 2:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/2010, p. 9

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Neh. 1:1Ne 1:11; 5:14; 10:1
Neh. 1:1Es 1:2; 3:15; Dha 8:2
Neh. 1:2Ne 7:2
Neh. 1:2Jer 52:30
Neh. 1:31Mad 9:7; Ne 9:36, 37; Pis 79:4
Neh. 1:32Mad 25:10
Neh. 1:3Ne 2:17; Mari 1:4
Neh. 1:42Mak 20:3; Ezr 8:21
Neh. 1:5Dhe 7:9; Dha 9:4
Neh. 1:62Mak 29:6; Ezr 9:6
Neh. 1:6Pis 88:1; Ru 18:7
Neh. 1:7Pis 106:6
Neh. 1:7Re 27:34; Nu 36:13; Dhe 12:1; Ne 9:34
Neh. 1:8Re 26:33; Dhe 4:27; 28:64
Neh. 1:9Dhe 30:1-4
Neh. 1:9Dhe 12:5; Pis 132:13
Neh. 1:10Re 25:42; Dhe 5:15; 9:26, 29
Neh. 1:111Mad 8:49, 50; Ezr 7:6; Pis 106:46; Zvi 21:1
Neh. 1:11Ne 2:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Nehemiya 1:1-11

Nehemiya

1 Mashoko aNehemiya*+ mwanakomana waHakariya: Mumwedzi waKisrevhi,* mugore rechi20, ini ndaiva munhare* inonzi* Shushani.*+ 2 Panguva iyoyo Hananai,+ mumwe wehama dzangu, akasvika aine vamwe varume vaibva kuJudha, ndikavabvunza nezvevaJudha vakasara, vaya vakanga vapukunyuka kubva kuutapwa,+ uyewo nezveJerusarema. 3 Vakandipindura vachiti: “Vaya vari mudunhu racho, avo vakapukunyuka kubva kuutapwa, vari kutambudzika chaizvo uye vari kushorwa.+ Masvingo eJerusarema akaputswa,+ uye magedhi aro akapiswa nemoto.”+

4 Pandakangonzwa mashoko aya, ndakagara pasi ndikatanga kuchema, ndikaita mazuva ndichichema, uye ndakaramba ndichitsanya,+ ndichinyengetera pamberi paMwari wedenga. 5 Ndakati: “Haiwa Jehovha Mwari wedenga, Mwari mukuru neanoshamisa, anochengeta sungano yake uye anoratidza rudo rusingachinji kune vaya vanomuda, vanochengeta mirayiro yake,+ 6 ndapota, nzeve yenyu ngaiteerere uye maziso enyu ngaasvinure, kuti muteerere munyengetero wemushumiri wenyu wandiri kunyengetera kwamuri nhasi, siku nesikati,+ pamusoro pevashumiri venyu, ivo vaIsraeri, ndichireururawo zvivi zvakaitwa nevaIsraeri kwamuri. Takatadza, ini neimba yababa vangu.+ 7 Chokwadi takaita zvakaipa kwamuri+ nekurega kuchengeta mirayiro, uye mirau nemitongo yamakapa mushumiri wenyu Mozisi.+

8 “Ndapota, yeukai shoko ramakarayira* mushumiri wenyu Mozisi, muchiti: ‘Kana mukaita zvisina kutendeka, ndichaita kuti mupararire pakati pemarudzi.+ 9 Asi kana mukadzoka kwandiri, mochengeta mirayiro yangu nekuiteerera, kunyange vanhu venyu vaya vakapararira kusvika kunogumira denga, ndichavaunganidza+ kubva ikoko ndovaunza kunzvimbo yandakasarudza kuti zita rangu rigare.’+ 10 Vanhu ava vashumiri venyu uye vanhu venyu, vamakadzikinura nesimba renyu guru uye neruoko rwenyu rune simba.+ 11 Haiwa Jehovha, ndapota, nzeve yenyu ngaiteerere munyengetero wemushumiri wenyu nemunyengetero wevashumiri venyu vanofarira kutya zita renyu, uye ndapota, itai kuti mushumiri wenyu abudirire nhasi, uye murume uyu ngaandinzwire tsitsi.”+

Ini ndaiva mudiri wamambo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe