RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 82
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kukurudzirwa kutonga nyaya zvakarurama

        • Mwari “anotonga ari pakati pavanamwari” (1)

        • “Ivai vatongi vevanhu vakaderera” (3)

        • “Muri vanamwari” (6)

Pisarema 82:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1

Pisarema 82:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pevakafanana navanamwari.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 19:6
  • +Eks 18:21, 22; Pis 82:6; Joh 10:34, 35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 11

Pisarema 82:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:15; Mup 5:8
  • +Dhe 1:16, 17; 2Mak 19:7; Zvi 18:5

Pisarema 82:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 24:17
  • +Jer 22:3

Pisarema 82:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mik 3:1
  • +Pis 11:3; Zvi 29:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 12

Pisarema 82:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Makafanana navanamwari.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 10:34, 35; 1VaK 8:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 11

Pisarema 82:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 49:12
  • +Pis 146:3, 4

Pisarema 82:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 96:13

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 82:mashoko ekusuma1Mak 25:1
Pis. 82:12Mak 19:6
Pis. 82:1Eks 18:21, 22; Pis 82:6; Joh 10:34, 35
Pis. 82:2Re 19:15; Mup 5:8
Pis. 82:2Dhe 1:16, 17; 2Mak 19:7; Zvi 18:5
Pis. 82:3Dhe 24:17
Pis. 82:3Jer 22:3
Pis. 82:5Mik 3:1
Pis. 82:5Pis 11:3; Zvi 29:4
Pis. 82:6Joh 10:34, 35; 1VaK 8:5
Pis. 82:7Pis 49:12
Pis. 82:7Pis 146:3, 4
Pis. 82:8Pis 96:13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 82:1-8

Mapisarema

Rwiyo rwaAsafi.+

82 Mwari akamira panzvimbo yake muungano yake;+

Anotonga ari pakati pavanamwari* achiti:+

 2 “Kusvikira riiniko muchitonga zvisina kururama+

Uye muchiitira vanhu vakaipa tsvete?+ (Sera)

 3 Ivai vatongi vevanhu vakaderera nenherera.+

Tongai zvakarurama vaya vasina mubatsiri uye vanoshayiwa.+

 4 Nunurai akaderera nemurombo;

Vaponesei muruoko rweakaipa.”

 5 Havazivi, uye havanzwisisi;+

Vari kufamba-famba murima;

Nheyo dzese dzenyika dziri kuzununguswa.+

 6 “Ini ndakati, ‘Muri vanamwari,*+

Mese muri vanakomana veWekumusorosoro.

 7 Asi muchafa sezvinongoita vanhu;+

Uye muchawa sezvinoita mamwe machinda ese!’”+

 8 Simukai, haiwa Mwari, mutonge nyika,+

Nekuti marudzi ese ndeenyu.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe