RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 113
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mwari ari kumusoro anosimudza vakaderera

        • Zita raJehovha richarumbidzwa nekusingaperi (2)

        • Mwari anokotama (6)

Pisarema 113:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/1997, p. 16

    11/15/1992, pp. 8-9

Pisarema 113:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:36; 29:10; Pis 106:48

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, pp. 8-9

Pisarema 113:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:19; 86:9; Isa 59:19; Mar 1:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2006, p. 14

    11/15/1992, p. 9

Pisarema 113:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 97:9; 99:2
  • +1Mad 8:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, p. 9

Pisarema 113:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anogara pachigaro cheumambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:11

Pisarema 113:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:35; 138:6; Isa 57:15; 66:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2006, p. 14

    6/15/2006, p. 31

    10/15/2005, p. 27

    11/1/2004, p. 29

    12/1/1993, pp. 14-15

    11/15/1992, p. 9

Pisarema 113:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “munorasirwa marara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 2:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2006, p. 14

    11/15/1992, pp. 9-10

Pisarema 113:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, pp. 9-10

Pisarema 113:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vanakomana.”

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 2:5; Isa 54:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1992, p. 10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 113:21Mak 16:36; 29:10; Pis 106:48
Pis. 113:3Pis 72:19; 86:9; Isa 59:19; Mar 1:11
Pis. 113:4Pis 97:9; 99:2
Pis. 113:41Mad 8:27
Pis. 113:5Eks 15:11
Pis. 113:6Pis 18:35; 138:6; Isa 57:15; 66:2
Pis. 113:71Sa 2:7
Pis. 113:91Sa 2:5; Isa 54:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 113:1-9

Mapisarema

113 Rumbidzai Jah!*

Murumbidzei, imi vashumiri vaJehovha,

Rumbidzai zita raJehovha.

 2 Zita raJehovha ngarirumbidzwe

Kubva zvino zvichienda mberi uye nekusingaperi.+

 3 Kubvira pakubuda kwezuva kusvikira pakuvira kwaro,

Zita raJehovha ngarirumbidzwe.+

 4 Jehovha ari pamusoro pemarudzi ese;+

Kubwinya kwake kuri pamusoro pematenga.+

 5 Ndiani akaita saJehovha Mwari wedu,+

Iye anogara* pakakwirira?

 6 Anokotama kuti atarise denga nenyika,+

 7 Achisimudza munhu akaderera kubva muguruva.

Anosimudza murombo kubva mumurwi wemadota*+

 8 Kuti aite kuti agare nevakuru vakuru,

Nevakuru vakuru vevanhu vake.

 9 Anopa mukadzi asingabereki musha

Kuti ave amai vanofara vane vana.*+

Rumbidzai Jah!*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe