RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 107
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Ongai Mwari nekuda kwemabasa ake anoshamisa

        • Akavatungamirira munzira yakarurama (7)

        • Akagutsa vaiva nenzara nenyota (9)

        • Akavabudisa murima (14)

        • Akatumira shoko rake kuti avaporese (20)

        • Anodzivirira varombo kuti vasadzvinyirirwa (41)

Pisarema 107:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 18:19
  • +1Mak 16:34; Pis 103:17

Pisarema 107:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vakadzikinurwa.”

  • *

    Kana kuti “pasimba remhandu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 35:10; Jer 15:21; Mik 4:10

Pisarema 107:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 106:47; Jer 29:14
  • +Isa 43:5, 6; Jer 31:8

Pisarema 107:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya yavo yakanga yarukutika.”

Pisarema 107:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 5:14, 15
  • +Isa 41:17

Pisarema 107:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 30:21
  • +Ne 11:3

Pisarema 107:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:8
  • +Pis 40:5

Pisarema 107:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya yaiva nenyota.”

  • *

    Kana kuti “mweya yaiva nenzara igutswe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:10; Isa 55:2; Ru 1:53

Pisarema 107:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 106:43; Mari 3:42

Pisarema 107:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:21

Pisarema 107:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 68:6; 146:7; Isa 49:8, 9; 61:1

Pisarema 107:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 3:22

Pisarema 107:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 45:1, 2

Pisarema 107:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 2:19
  • +Mari 3:39

Pisarema 107:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya yavo yakanga yava kusema zvekudya.”

Pisarema 107:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 147:3

Pisarema 107:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 7:12; Pis 50:14

Pisarema 107:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 9:21; Eze 27:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2005, p. 32

Pisarema 107:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:21; Pis 104:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2005, p. 32

Pisarema 107:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 135:7; Jer 10:13; Jon 1:4

Pisarema 107:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya yavo inopera.”

Pisarema 107:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jon 1:4, 13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2006, p. 14

Pisarema 107:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jon 1:14

Pisarema 107:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 65:7; 89:9; Jon 1:15

Pisarema 107:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 105:5

Pisarema 107:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “pachigaro chevakuru.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 111:1

Pisarema 107:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 17:1, 7; Isa 42:15; Amo 4:7

Pisarema 107:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 13:10; Dhe 29:22, 23

Pisarema 107:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 3:17; Isa 35:7; 41:18

Pisarema 107:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 146:7; Ru 1:53
  • +Pis 107:7

Pisarema 107:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 65:21
  • +Mab 14:17

Pisarema 107:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:13, 14

Pisarema 107:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 12:21, 24

Pisarema 107:41

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anoisa varombo pakakwirira,” kureva, pasingasvikiki.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 2:8

Pisarema 107:42

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 58:10
  • +Eks 11:7; Pis 63:11

Pisarema 107:43

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 64:9; Ho 14:9
  • +Pis 77:12; 143:5; Jer 9:24

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 107:1Ru 18:19
Pis. 107:11Mak 16:34; Pis 103:17
Pis. 107:2Isa 35:10; Jer 15:21; Mik 4:10
Pis. 107:3Pis 106:47; Jer 29:14
Pis. 107:3Isa 43:5, 6; Jer 31:8
Pis. 107:6Ho 5:14, 15
Pis. 107:6Isa 41:17
Pis. 107:7Isa 30:21
Pis. 107:7Ne 11:3
Pis. 107:81Mak 16:8
Pis. 107:8Pis 40:5
Pis. 107:9Pis 34:10; Isa 55:2; Ru 1:53
Pis. 107:11Pis 106:43; Mari 3:42
Pis. 107:12Re 26:21
Pis. 107:14Pis 68:6; 146:7; Isa 49:8, 9; 61:1
Pis. 107:15Mari 3:22
Pis. 107:16Isa 45:1, 2
Pis. 107:17Jer 2:19
Pis. 107:17Mari 3:39
Pis. 107:20Pis 147:3
Pis. 107:22Re 7:12; Pis 50:14
Pis. 107:232Mak 9:21; Eze 27:9
Pis. 107:24Ge 1:21; Pis 104:25
Pis. 107:25Pis 135:7; Jer 10:13; Jon 1:4
Pis. 107:27Jon 1:4, 13
Pis. 107:28Jon 1:14
Pis. 107:29Pis 65:7; 89:9; Jon 1:15
Pis. 107:31Pis 105:5
Pis. 107:32Pis 111:1
Pis. 107:331Mad 17:1, 7; Isa 42:15; Amo 4:7
Pis. 107:34Ge 13:10; Dhe 29:22, 23
Pis. 107:352Mad 3:17; Isa 35:7; 41:18
Pis. 107:36Pis 146:7; Ru 1:53
Pis. 107:36Pis 107:7
Pis. 107:37Isa 65:21
Pis. 107:37Mab 14:17
Pis. 107:38Dhe 7:13, 14
Pis. 107:40Job 12:21, 24
Pis. 107:411Sa 2:8
Pis. 107:42Pis 58:10
Pis. 107:42Eks 11:7; Pis 63:11
Pis. 107:43Pis 64:9; Ho 14:9
Pis. 107:43Pis 77:12; 143:5; Jer 9:24
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 107:1-43

Mapisarema

BHUKU RECHISHANU

(Mapisarema 107-150)

107 Ongai Jehovha, nekuti akanaka;+

Rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.+

 2 Vaya vakanunurwa* naJehovha ngavataure izvi,

Vaya vaakanunura muruoko rwemhandu,*+

 3 Vaakaunganidza kubva munyika zhinji,+

Kubva kumabvazuva nekumavirira,

Kubva kuchamhembe nekumaodzanyemba.+

 4 Vakadzungaira vari murenje, vari mugwenga;

Havana kuwana nzira ingavaendesa kuguta ravaigona kugara.

 5 Vaiva nenzara nenyota;

Vakanga varukutika* pamusana pekuneta.

 6 Vakaramba vachichema kuna Jehovha vari mumatambudziko;+

Akavanunura mutsekwende yavaiva mairi.+

 7 Akaita kuti vafambe munzira yakarurama+

Kuti vasvike kuguta ravaigona kugara.+

 8 Vanhu ngavaonge Jehovha+ nekuda kwerudo rwake rusingachinji

Uye nekuda kwemabasa ake anoshamisa aakaitira vanakomana vevanhu.+

 9 Nekuti akapa mvura vaiva nenyota,*

Akaita kuti vaya vaiva nenzara vagutswe* nezvinhu zvakanaka.+

10 Vamwe vaigara murima gobvu,

Vari vasungwa vaitambudzika uye vakasungwa nesimbi.

11 Nekuti vakanga vapandukira shoko raMwari;

Havana kuremekedza zano reWekumusorosoro.+

12 Saka akaninipisa mwoyo yavo nekuita kuti vatambure;+

Vakagumburwa, asi pakanga pasina anovabatsira.

13 Vakashevedzera kuna Jehovha kuti vabatsirwe pakutambudzika kwavo;

Akavaponesa mutsekwende yavaiva mairi.

14 Akavabudisa murima gobvu,

Uye akadambura cheni dzavo.+

15 Vanhu ngavaonge Jehovha nekuda kwerudo rwake rusingachinji+

Uye nekuda kwemabasa ake anoshamisa aakaitira vanakomana vevanhu.

16 Nekuti akapaza masuo emhangura

Uye akacheka mazariro esimbi.+

17 Vakanga vari mapenzi uye vakatambura+

Nemhaka yekudarika kwavo uye kutadza kwavo.+

18 Vakanga vasisina shungu nezvekudya* zvese;

Vakanga vava pedyo nemagedhi erufu.

19 Vaishevedzera kuna Jehovha kuti vabatsirwe pakutambudzika kwavo;

Aivaponesa mutsekwende yavaiva mairi.

20 Aituma shoko rake, ovaporesa+

Uye aivanunura mumakomba avainge vawira maari.

21 Vanhu ngavaonge Jehovha nekuda kwerudo rwake rusingachinji

Uye nekuda kwemabasa ake anoshamisa aakaitira vanakomana vevanhu.

22 Ngavape zvibayiro zvekuonga,+

Vazivise mabasa ake vachishevedzera nemufaro.

23 Vaya vanofamba nengarava mugungwa,

Vanoita bhizimisi pamusoro pemvura zhinji,+

24 Vakaona mabasa aJehovha

Nemabasa ake anoshamisa mumvura yakadzika;+

25 Kusimudzwa kunoitwa dutu guru neshoko rake,+

Richisimudza mafungu egungwa.

26 Vanosimudzwa mudenga;

Vanonyura mumvura yakadzika.

Chivindi chavo chinopera* nemhaka yedambudziko rava kusvika.

27 Vanodzedzereka nekutatarika sezvidhakwa,

Uye unyanzvi hwavo hwese hunotadza kuvabatsira.+

28 Vanobva vachema kuna Jehovha mukutambudzika kwavo,+

Uye anovanunura mutsekwende yavanenge vari.

29 Anodzikamisa dutu;

Masaisai egungwa anobva anyarara.+

30 Vanofara paanodzikama,

Uye iye anovatungamirira kumahombekombe kwavari kuda kusvikira.

31 Vanhu ngavaonge Jehovha nekuda kwerudo rwake rusingachinji

Uye nekuda kwemabasa ake anoshamisa aakaitira vanakomana vevanhu.+

32 Ngavamurumbidze vari muungano yevanhu,+

Uye ngavamurumbidze vari padare revakuru.*

33 Anochinja nzizi kuti dzive gwenga,

Nezvitubu zvemvura kuti zvive nyika yakaoma,+

34 Ivhu rinobereka kuti rive ivhu rine munyu risingabereki,+

Nemhaka yeuipi hwevaya vanogaramo.

35 Anochinja gwenga kuti rive madziva emvura ane tsanga zhinji,

Nenyika yakaoma kuti ive zvitubu zvemvura.+

36 Anoita kuti vane nzara vagare ikoko,+

Kuti vavake guta ravangagara.+

37 Vanodyara minda nekusima mizambiringa+

Inobereka zvakawanda.+

38 Anovakomborera uye vanowedzera chaizvo;

Haaregi zvipfuwo zvavo zvichipera.+

39 Asi vanova zvakare vashoma uye vanonyadziswa

Nemhaka yekudzvinyirirwa, dambudziko, uye shungu.

40 Anodurura kuzvidzwa pavakuru vakuru

Uye anoita kuti vadzungaire nemasango.+

41 Asi anodzivirira varombo* kuti vasadzvinyirirwa+

Uye anoita kuti mhuri dzavo dziwande sezvipfuwo.

42 Vakarurama vanoona izvi vofara;+

Asi vese vasina kururama vanovhara miromo yavo.+

43 Munhu wese akachenjera achaona zvinhu izvi+

Uye achanyatsofungisisa mabasa aJehovha anoratidza rudo rusingachinji.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe