RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Madzimambo

      • Madzimai aSoromoni anotsausa mwoyo wake (1-13)

      • Vanhu vaipikisa Soromoni (14-25)

      • Jerobhoamu anovimbiswa madzinza gumi (26-40)

      • Soromoni anofa; Rehobhoamu anoitwa mambo (41-43)

1 Madzimambo 11:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 17:15, 17; Ne 13:26
  • +1Mad 3:1
  • +Ge 19:36, 37
  • +1Mad 14:21
  • +1Mad 16:30, 31
  • +Ge 26:34, 35

1 Madzimambo 11:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Regai kuroorerana nawo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:16; Dhe 7:3; Jos 23:12, 13; 2VaK 6:14

1 Madzimambo 11:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kunyatsozvipira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 11:42
  • +Dhe 7:3, 4; Ne 13:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/2005, p. 29

1 Madzimambo 11:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 2:11, 13; 10:6; 1Sa 7:3
  • +Zef 1:5

1 Madzimambo 11:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 15:5

1 Madzimambo 11:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:30; Nu 33:52; 2Mad 21:1, 3
  • +Re 18:21; Mab 7:43
  • +2Mad 23:13

1 Madzimambo 11:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:3, 4; Zvi 4:23
  • +1Mad 3:5; 9:2

1 Madzimambo 11:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 7:19, 20

1 Madzimambo 11:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 17:21

1 Madzimambo 11:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 10:18, 19

1 Madzimambo 11:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:12, 15
  • +1Mad 12:20; 2Mak 11:1
  • +Dhe 12:11

1 Madzimambo 11:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:12, 14
  • +Ge 27:40

1 Madzimambo 11:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:13

1 Madzimambo 11:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 10:12

1 Madzimambo 11:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Apa hapasi kureva kuti mambokadzi uyu aitonga.

1 Madzimambo 11:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “akamurumura.”

1 Madzimambo 11:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 2:10
  • +1Mad 2:34

1 Madzimambo 11:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 11:14
  • +2Sa 8:3

1 Madzimambo 11:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “paakauraya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 10:18
  • +2Sa 8:5; 1Mad 19:15; Isa 7:8

1 Madzimambo 11:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 11:31; 12:32; 14:10; 2Mak 11:14; 13:3, 20
  • +1Mad 9:22
  • +2Mak 13:6

1 Madzimambo 11:27

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Miro.” Iri ishoko rechiHebheru rinoreva kuti “zadza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:15, 24
  • +2Sa 5:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1962

1 Madzimambo 11:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 5:16

1 Madzimambo 11:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:15; 14:2; 2Mak 9:29

1 Madzimambo 11:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:16

1 Madzimambo 11:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:20; 2Mak 11:1
  • +Ge 49:10
  • +Dhe 12:5, 6; 1Mad 11:13; Pis 132:13

1 Madzimambo 11:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:15; 2Mak 15:2

1 Madzimambo 11:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:4, 5; Pis 89:49; 132:17; Isa 9:7

1 Madzimambo 11:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:20; 2Mak 10:16

1 Madzimambo 11:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:29; 1Mad 15:4; 2Mad 8:19

1 Madzimambo 11:37

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvinodiwa nemweya wako.”

1 Madzimambo 11:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 15:5
  • +2Sa 7:11

1 Madzimambo 11:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:16
  • +Ge 49:10; Isa 11:1; Ru 1:32, 33

1 Madzimambo 11:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:25
  • +2Mak 10:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/2005, p. 30

1 Madzimambo 11:41

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 9:29-31

1 Madzimambo 11:43

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 3:10; 2Mak 13:7; Mt 1:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2005, p. 31

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Madz. 11:1Dhe 17:15, 17; Ne 13:26
1 Madz. 11:11Mad 3:1
1 Madz. 11:1Ge 19:36, 37
1 Madz. 11:11Mad 14:21
1 Madz. 11:11Mad 16:30, 31
1 Madz. 11:1Ge 26:34, 35
1 Madz. 11:2Eks 34:16; Dhe 7:3; Jos 23:12, 13; 2VaK 6:14
1 Madz. 11:41Mad 11:42
1 Madz. 11:4Dhe 7:3, 4; Ne 13:26
1 Madz. 11:5Vat 2:11, 13; 10:6; 1Sa 7:3
1 Madz. 11:5Zef 1:5
1 Madz. 11:61Mad 15:5
1 Madz. 11:7Re 26:30; Nu 33:52; 2Mad 21:1, 3
1 Madz. 11:7Re 18:21; Mab 7:43
1 Madz. 11:72Mad 23:13
1 Madz. 11:9Dhe 7:3, 4; Zvi 4:23
1 Madz. 11:91Mad 3:5; 9:2
1 Madz. 11:102Mak 7:19, 20
1 Madz. 11:112Mad 17:21
1 Madz. 11:122Mak 10:18, 19
1 Madz. 11:132Sa 7:12, 15
1 Madz. 11:131Mad 12:20; 2Mak 11:1
1 Madz. 11:13Dhe 12:11
1 Madz. 11:142Sa 7:12, 14
1 Madz. 11:14Ge 27:40
1 Madz. 11:152Sa 8:13
1 Madz. 11:18Nu 10:12
1 Madz. 11:211Mad 2:10
1 Madz. 11:211Mad 2:34
1 Madz. 11:231Mad 11:14
1 Madz. 11:232Sa 8:3
1 Madz. 11:242Sa 10:18
1 Madz. 11:242Sa 8:5; 1Mad 19:15; Isa 7:8
1 Madz. 11:261Mad 11:31; 12:32; 14:10; 2Mak 11:14; 13:3, 20
1 Madz. 11:261Mad 9:22
1 Madz. 11:262Mak 13:6
1 Madz. 11:271Mad 9:15, 24
1 Madz. 11:272Sa 5:7
1 Madz. 11:281Mad 5:16
1 Madz. 11:291Mad 12:15; 14:2; 2Mak 9:29
1 Madz. 11:311Mad 12:16
1 Madz. 11:321Mad 12:20; 2Mak 11:1
1 Madz. 11:32Ge 49:10
1 Madz. 11:32Dhe 12:5, 6; 1Mad 11:13; Pis 132:13
1 Madz. 11:33Dhe 28:15; 2Mak 15:2
1 Madz. 11:341Mad 9:4, 5; Pis 89:49; 132:17; Isa 9:7
1 Madz. 11:351Mad 12:20; 2Mak 10:16
1 Madz. 11:362Sa 7:29; 1Mad 15:4; 2Mad 8:19
1 Madz. 11:381Mad 15:5
1 Madz. 11:382Sa 7:11
1 Madz. 11:391Mad 12:16
1 Madz. 11:39Ge 49:10; Isa 11:1; Ru 1:32, 33
1 Madz. 11:401Mad 14:25
1 Madz. 11:402Mak 10:2
1 Madz. 11:412Mak 9:29-31
1 Madz. 11:431Mak 3:10; 2Mak 13:7; Mt 1:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
  • 43
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Madzimambo 11:1-43

Bhuku Rekutanga reMadzimambo

11 Asi Mambo Soromoni aida madzimai mazhinji ekune dzimwe nyika,+ tisingabatanidzi mwanasikana waFarao:+ aida vakadzi vechiMoabhi,+ vechiAmoni,+ vechiEdhomu, vechiSidhoni+ nevechiHiti.+ 2 Vaiva vemarudzi akanga anzi nezvawo naJehovha kuvaIsraeri: “Regai kupinda pakati pawo,* uye iwo ngaarege kupinda pakati penyu, nekuti chokwadi achaita kuti mwoyo yenyu itevere vanamwari vawo.”+ Asi Soromoni haana kuda kusiyana navo uye aivada. 3 Aiva nemadzimai 700 aiva nezvinzvimbo zvepamusoro, nevarongo 300, uye madzimai ake akatsausa mwoyo wake zvishoma nezvishoma. 4 Soromoni paakanga akwegura,+ madzimai ake akatsausa mwoyo wake ukatevera vamwe vanamwari,+ uye mwoyo wake wakanga usina kuperera* kuna Jehovha Mwari wake semwoyo wababa vake Dhavhidhi. 5 Uye Soromoni akatevera Ashtoreti,+ mwarikadzi wevaSidhoni, naMirikomu,+ mwari anosemesa wevaAmoni. 6 Soromoni akaita zvakaipa pamberi paJehovha, uye haana kutevera Jehovha zvizere sezvakanga zvaitwa nababa vake Dhavhidhi.+

7 Panguva iyoyo Soromoni akavakira Kemoshi mwari anosemesa wevaMoabhi nzvimbo yakakwirira+ pagomo rakatarisana neJerusarema, uye akavakirawo Moreki,+ mwari anosemesa wevaAmoni.+ 8 Ndizvo zvaakaitira madzimai ake ese ekune dzimwe nyika aikwidzira vanamwari vawo utsi hwezvibayiro, achibayira kwavari.

9 Jehovha akatsamwira Soromoni kwazvo, nekuti mwoyo wake wakanga watsauka pana Jehovha Mwari waIsraeri,+ uyo akanga azviratidza kwaari kaviri+ 10 uye akanga amuyambira nezvenyaya iyi, kuti asatevera vamwe vanamwari.+ Asi haana kuteerera zvakanga zvarayirwa naJehovha. 11 Jehovha akabva ati kuna Soromoni: “Nemhaka yekuti waita izvi, uye hauna kuchengeta sungano yangu nemirau yangu sezvandakakurayira, chokwadi ndichabvarura umambo ndichihubvisa kwauri, uye ndichahupa mumwe wevaranda vako.+ 12 Zvisinei, ndichifunga nezvababa vako Dhavhidhi, handizozviiti uchiri mupenyu. Ndichahubvarura ndichihubvisa muruoko rwemwanakomana wako,+ 13 asi handizobvaruri umambo hwacho hwese+ ndichihubvisa kwaari. Ndichapa mwanakomana wako dzinza rimwe chete,+ ndichifunga muranda wangu Dhavhidhi uyewo Jerusarema randakasarudza.”+

14 Jehovha akabva aita kuti pave nemunhu aipikisa Soromoni,+ Hadhadhi muEdhomu weimba yeumambo yeEdhomu.+ 15 Dhavhidhi paakakunda Edhomu,+ Joabhi mukuru weuto akaenda kunoviga vaya vakanga vaurayiwa, uye akaedza kuuraya vanhurume vese vaiva muEdhomu. 16 (Nekuti Joabhi nevaIsraeri vese vakagara imomo kwemwedzi 6 kusvikira aparadza vanhurume vese muEdhomu.) 17 Asi Hadhadhi akatiza nevamwe vaEdhomu, vaiva vashandi vababa vake, vachibva vaenda kuIjipiti; panguva iyoyo Hadhadhi akanga achiri mukomana wechidiki. 18 Saka vakasimuka vachibva muMidhiyani, vakasvika kuParani. Vakatora varume kuParani+ vakaenda kuIjipiti kuna Farao mambo weIjipiti, uyo akabva amupa imba, akaita kuti agare achipiwa zvekudya, uye akamupawo nzvimbo yekugara. 19 Farao akanzwira nyasha Hadhadhi, zvekuti akamupa munin’ina wemudzimai wake mambokadzi* Tapenesi, kuti ave mudzimai wake. 20 Nekufamba kwenguva, munin’ina waTapenesi akamuberekera mwanakomana ainzi Genubhati, uye Tapenesi akamurerera* muimba yaFarao, uye Genubhati akaramba ari muimba yaFarao pakati pevanakomana vaFarao.

21 Hadhadhi akanzwa ari muIjipiti kuti Dhavhidhi akanga aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake+ uye kuti Joabhi mukuru weuto akanga afa.+ Saka Hadhadhi akati kuna Farao: “Ndibvumirei kuenda kunyika yangu.” 22 Asi Farao akati kwaari: “Washayei kuno kwandiri zvawava kuda kuenda kunyika yako?” Iye akati: “Hapana, asi ndapota ndiregei ndiende.”

23 Mwari akaitawo kuti pave nemumwezve munhu aipikisa Soromoni,+ Rezoni mwanakomana waEriyadha, uyo akanga atiza ishe wake Hadhadhezeri+ mambo weZobha. 24 Akaunganidza varume, akava mukuru weboka revapambi, Dhavhidhi paakakunda* vanhu vekuZobha.+ Saka vakaenda kuDhamasiko+ vakagara ikoko, vakatanga kutonga muDhamasiko. 25 Akapikisa vaIsraeri mazuva ese aSoromoni, kuwedzera pakupikiswa kwavakaitwa naHadhadhi, uye aivenga vaIsraeri chaizvo panguva yaaitonga Siriya.

26 Uye kwaiva naJerobhoamu+ mwanakomana waNebhati, muEfremu wekuZeredha, mushandi waSoromoni,+ aiva naamai vainzi Zerua, avo vaiva chirikadzi. Naiyewo akatanga kupandukira mambo.+ 27 Izvi ndizvo zvakaita kuti apandukire mambo: Soromoni akanga agadzira Murwi Wevhu,*+ uye akanga avhara pakanga pakavhurika paguta rababa vake Dhavhidhi.+ 28 Jerobhoamu aiva murume aigona basa. Soromoni paakaona kuti jaya racho raishanda nesimba, akarigadza kuva mutariri+ webasa rese rekumanikidzwa reimba yaJosefa. 29 Panguva iyoyo Jerobhoamu akabuda muJerusarema, uye muprofita Ahija+ wekuShiro akamuwana ari mumugwagwa. Ahija akanga akapfeka nguo itsva, uye vaviri vacho vaiva vega musango. 30 Ahija akabata nguo yacho itsva yaakanga akapfeka akaibvarura kuita zvidimbu 12. 31 Akabva ati kuna Jerobhoamu:

“Tora zvidimbu gumi, nekuti zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: ‘Ndiri kubvarura umambo kuti hubve muruoko rwaSoromoni, uye ndichakupa madzinza gumi.+ 32 Asi dzinza rimwe chete richaramba riri rake+ nekuda kwemuranda wangu Dhavhidhi+ uye nekuda kweJerusarema, guta randakasarudza pamadzinza ese aIsraeri.+ 33 Ndichaita izvi nekuti vakandisiya+ uye vari kukotamira Ashtoreti mwarikadzi wevaSidhoni, Kemoshi mwari weMoabhi, naMirikomu mwari wevaAmoni, uye havana kufamba munzira dzangu vachiita zvakarurama pamberi pangu nekuchengeta mirau yangu nemitongo yangu sezvakaitwa nababa vake Dhavhidhi. 34 Asi handizobvisi umambo hwacho hwese muruoko rwake, uye ndichaita kuti arambe ari jinda mazuva ese eupenyu hwake, ndichiitira muranda wangu Dhavhidhi wandakasarudza,+ nekuti akachengeta mirayiro yangu nemirau yangu. 35 Asi ndichabvisa umambo muruoko rwemwanakomana wake ndohupa kwauri, kureva madzinza gumi.+ 36 Ndichapa mwanakomana wake dzinza rimwe chete, kuti muranda wangu Dhavhidhi agare aine rambi pamberi pangu nguva dzese muJerusarema,+ guta randakasarudza kuti rive nzvimbo yekuisa zita rangu. 37 Ndichakusarudza, uye uchatonga zvese zvaunoda,* uye uchava mambo weIsraeri. 38 Kana ukateerera zvese zvandinokurayira wofamba munzira dzangu, woita zvakarurama pamberi pangu uchiteerera mirau yangu nemirayiro yangu, sezvakaitwa nemuranda wangu Dhavhidhi,+ ndichavawo newe. Ndichakuvakira imba inogara kwenguva yakareba, sekuvakira kwandakaita Dhavhidhi,+ uye ndichakupa Israeri. 39 Ndichanyadzisa vana vaDhavhidhi nemhaka yeizvi,+ asi kwete nguva dzese.’”+

40 Saka Soromoni akaedza kuuraya Jerobhoamu, asi Jerobhoamu akatizira kuIjipiti, kuna Shishaki+ mambo weIjipiti,+ uye akaramba ari muIjipiti kusvikira Soromoni afa.

41 Kana iri nhoroondo yese yaSoromoni, zvese zvaakaita uye uchenjeri hwake, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo yaSoromoni?+ 42 Soromoni akaita makore 40 achitonga Israeri yese ari muJerusarema. 43 Soromoni akabva aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, akavigwa muguta rababa vake Dhavhidhi; uye mwanakomana wake Rehobhoamu+ akava mambo panzvimbo pake.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe