RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 46
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • “Mwari ndiye nzvimbo yedu yekupotera”

        • Mabasa aMwari anoshamisa (8)

        • Mwari anogumisa hondo munyika yese (9)

Pisarema 46:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1948

    Nharireyomurindi,

    12/1/2009, p. 29

Pisarema 46:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 14:26; Isa 25:4
  • +Dhe 4:7; Pis 145:18, 19; Na 1:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2008, p. 13

Pisarema 46:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 54:10

Pisarema 46:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 93:4; Jer 5:22

Pisarema 46:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 6:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kunamata Kwakachena, p. 204

Pisarema 46:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 23:14; Pis 132:13; Isa 12:6
  • +Eks 14:24

Pisarema 46:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 2:24

Pisarema 46:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yakakwirira yakachengeteka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 1:9; Jer 1:19; VaR 8:31

Pisarema 46:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Anopisa nhoo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 11:9; Mik 4:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2004, p. 5

    4/15/1990, p. 5

Pisarema 46:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 2:11
  • +1Mak 29:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kutsanangurwa Kwemavhesi, nyaya 26

Pisarema 46:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:17
  • +Pis 48:3; 125:2

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 46:mashoko ekusuma2Mak 20:19
Pis. 46:1Zvi 14:26; Isa 25:4
Pis. 46:1Dhe 4:7; Pis 145:18, 19; Na 1:7
Pis. 46:2Isa 54:10
Pis. 46:3Pis 93:4; Jer 5:22
Pis. 46:42Mak 6:6
Pis. 46:5Dhe 23:14; Pis 132:13; Isa 12:6
Pis. 46:5Eks 14:24
Pis. 46:6Jos 2:24
Pis. 46:7Jos 1:9; Jer 1:19; VaR 8:31
Pis. 46:9Isa 11:9; Mik 4:3
Pis. 46:10Isa 2:11
Pis. 46:101Mak 29:11
Pis. 46:112Mak 20:17
Pis. 46:11Pis 48:3; 125:2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 46:1-11

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwevanakomana vaKora.+ Mutinhimira weAramoti.*

46 Mwari ndiye nzvimbo yedu yekupotera nesimba redu.+

Ndiye rubatsiro runowanika zviri nyore munguva yekutambudzika.+

 2 Ndokusaka tisingazotyi, kunyange nyika ichichinja,

Kunyange makomo achizununguka achinyura mukati megungwa,+

 3 Kunyange mvura yaro ikaita ruzha ichipupuma,+

Kunyange makomo akazununguka nekuda kwekusagadzikana kwaro. (Sera)

 4 Pane rwizi rune hova dzinoita kuti guta raMwari rifare,+

Tebhenekeri huru tsvene yeWekumusorosoro.

 5 Mwari ari muguta racho;+ harigoni kupidigurwa.

Mwari acharibatsira panguva yemambakwedza.+

 6 Marudzi aiita mheremhere, uye madzimambo akapidigurwa;

Akakwidza inzwi rake, uye nyika yakanyunguduka.+

 7 Jehovha wemauto anesu;+

Mwari waJakobho ndiye nzvimbo yedu yekupotera.* (Sera)

 8 Uyai muone mabasa aJehovha,

Maitiro aakaita zvinhu zvinokatyamadza panyika.

 9 Ari kugumisa hondo munyika yese.+

Anotyora uta uye anotyora-tyora pfumo;

Anopisa ngoro dzehondo* nemoto.

10 “Bvumai uye zivai kuti ndini Mwari.

Ndichakwidziridzwa pakati pemarudzi;+

Ndichakwidziridzwa munyika.”+

11 Jehovha wemauto anesu;+

Mwari waJakobho ndiye nzvimbo yedu yekupotera.+ (Sera)

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe