RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 70
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kukumbira kubatsirwa nekukurumidza

        • “Kurumidzai kundibatsira” (5)

Pisarema 70:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:13-17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1991, pp. 21-22

Pisarema 70:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kutsvaga mweya wangu.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1991, p. 22

Pisarema 70:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1991, p. 22

Pisarema 70:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:11; Mari 3:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1991, pp. 22-23

Pisarema 70:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 109:22
  • +Pis 141:1
  • +Pis 18:2
  • +Pis 13:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1991, p. 23

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 70:1Pis 40:13-17
Pis. 70:4Pis 5:11; Mari 3:25
Pis. 70:5Pis 109:22
Pis. 70:5Pis 141:1
Pis. 70:5Pis 18:2
Pis. 70:5Pis 13:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 70:1-5

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi rwechiyeuchidzo.

70 Haiwa Mwari, ndinunureiwo;

Haiwa Jehovha, kurumidzai kuzondibatsira.+

 2 Dai vaya vari kutsvaga kundiuraya*

Vakanyara uye vakashaya pekupinda.

Dai vaya vari kufarira dambudziko rangu

Vakadzokera vachinyara.

 3 Dai vaya vari kuti: “Tsvatu waro! Tsvatu waro!”

Vakamanikidzwa kudzokera vachinyara.

 4 Asi itai kuti vaya vari kukutsvagai

Vapembere nemufaro vachikufarirai.+

Vaya vanoda mabasa enyu ekuponesa ngavagare vachiti:

“Mwari ngaakudzwe!”

 5 Asi ini handina simba uye ndiri murombo;+

Haiwa Mwari, kurumidzai kundibatsira.+

Ndimi mubatsiri wangu uye mununuri wangu;+

Haiwa Jehovha, musanonoka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe