RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 32
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raEksodho

      • Kunamata mhuru yegoridhe (1-35)

        • Mozisi anonzwa kuimba kwevanhu kwaasinganzwisisi (17, 18)

        • Mozisi anopwanya mahwendefa emutemo (19)

        • VaRevhi vanoramba vakavimbika kuna Jehovha (26-29)

Eksodho 32:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:18; Dhe 9:9
  • +Mab 7:40

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2009, p. 11

Eksodho 32:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:35, 36

Eksodho 32:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mufananidzo wakaumbwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 9:16; Isa 46:6; Mab 7:41
  • +Eks 20:4; Ne 9:18; Pis 106:19, 20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 44

Eksodho 32:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 10:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1995, p. 16

Eksodho 32:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:15-18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 44

Eksodho 32:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mufananidzo wakaumbwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 18:20; 20:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 44

Eksodho 32:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vakaoma mutsipa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:9; Dhe 9:6; Mab 7:51

Eksodho 32:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:12; Dhe 9:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2010, pp. 5-6

Eksodho 32:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 106:23
  • +Dhe 9:18, 19

Eksodho 32:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvidembei.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 9:28

Eksodho 32:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 22:15-17; 35:10, 11; VaH 6:13, 14
  • +Ge 13:14, 15; 26:3, 4

Eksodho 32:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akazvidemba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 106:45

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    9/2018, p. 6

    Nharireyomurindi,

    10/15/2010, pp. 5-6

Eksodho 32:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 40:20; Dhe 5:22
  • +Dhe 9:15

Eksodho 32:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 31:18; Dhe 9:10

Eksodho 32:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kwevanhu vaita chimwe chinhu nesimba.”

Eksodho 32:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:18; Pis 106:19, 20; Mab 7:41
  • +Dhe 9:16, 17

Eksodho 32:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:25
  • +Dhe 9:21

Eksodho 32:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:24; 16:2; 17:2; Dhe 9:7; 31:27

Eksodho 32:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 32:1; Mab 7:40

Eksodho 32:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 24:15; 2Mad 10:15

Eksodho 32:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 25:5

Eksodho 32:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 25:11; Dhe 13:6-9
  • +Dhe 33:8, 9

Eksodho 32:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 16:47; 21:7; Dhe 9:18

Eksodho 32:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:23

Eksodho 32:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:19
  • +VaF 4:3; Zva 3:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2012, p. 15

Eksodho 32:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 23:20; 33:2

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Eks. 32:1Eks 24:18; Dhe 9:9
Eks. 32:1Mab 7:40
Eks. 32:2Eks 12:35, 36
Eks. 32:4Dhe 9:16; Isa 46:6; Mab 7:41
Eks. 32:4Eks 20:4; Ne 9:18; Pis 106:19, 20
Eks. 32:61VaK 10:7
Eks. 32:7Dhe 4:15-18
Eks. 32:8Eks 18:20; 20:3
Eks. 32:9Eks 34:9; Dhe 9:6; Mab 7:51
Eks. 32:10Nu 14:12; Dhe 9:14
Eks. 32:11Pis 106:23
Eks. 32:11Dhe 9:18, 19
Eks. 32:12Dhe 9:28
Eks. 32:13Ge 22:15-17; 35:10, 11; VaH 6:13, 14
Eks. 32:13Ge 13:14, 15; 26:3, 4
Eks. 32:14Pis 106:45
Eks. 32:15Eks 40:20; Dhe 5:22
Eks. 32:15Dhe 9:15
Eks. 32:16Eks 31:18; Dhe 9:10
Eks. 32:19Ne 9:18; Pis 106:19, 20; Mab 7:41
Eks. 32:19Dhe 9:16, 17
Eks. 32:20Dhe 7:25
Eks. 32:20Dhe 9:21
Eks. 32:22Eks 15:24; 16:2; 17:2; Dhe 9:7; 31:27
Eks. 32:23Eks 32:1; Mab 7:40
Eks. 32:26Jos 24:15; 2Mad 10:15
Eks. 32:27Nu 25:5
Eks. 32:29Nu 25:11; Dhe 13:6-9
Eks. 32:29Dhe 33:8, 9
Eks. 32:30Nu 16:47; 21:7; Dhe 9:18
Eks. 32:31Eks 20:23
Eks. 32:32Nu 14:19
Eks. 32:32VaF 4:3; Zva 3:5
Eks. 32:34Eks 23:20; 33:2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Eksodho 32:1-35

Eksodho

32 Vanhu pavakaona kuti Mozisi akanga achinonoka kuburuka mugomo,+ vakaunganira Aroni, vakati kwaari: “Simuka utigadzirire mwari achatitungamirira,+ nekuti hatizivi kuti chii chakaitika kuna Mozisi uyu, murume uya akatibudisa munyika yeIjipiti.” 2 Aroni akabva ati kwavari: “Bvisai mhete dzegoridhe+ dziri panzeve dzemadzimai enyu, vanakomana venyu, nevanasikana venyu muuye nadzo kwandiri.” 3 Saka vanhu vese vakatanga kubvisa mhete dzegoridhe dzaiva panzeve dzavo vachiuya nadzo kuna Aroni. 4 Akabva atambira goridhe racho, akarigadzirisa mufananidzo wemhuru* achishandisa chekuvezesa.+ Ivo vakatanga kuti: “Uyu ndiye Mwari wako iwe Israeri, akakubudisa munyika yeIjipiti.”+

5 Aroni paakazviona, akavaka atari pamberi pemufananidzo wacho. Akabva ashevedzera kuti: “Mangwana kune mutambo uchaitirwa Jehovha.” 6 Saka vakafumomuka mangwana acho vakatanga kupa zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zverugare. Pashure paizvozvo vanhu vakagara pasi vakatanga kudya nekunwa. Vakabva vasimuka vakatanga kufara.+

7 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Buruka uende kuvanhu vako vawakabudisa munyika yeIjipiti, nekuti vazvisvibisa.+ 8 Vakurumidza kutsauka panzira yandakavarayira kuti vafambe nayo.+ Vazvigadzirira mufananidzo wemhuru,* uye vari kuukotamira vachibayira zvibayiro kwauri, vachiti, ‘Uyu ndiye Mwari wako iwe Israeri, akakubudisa munyika yeIjipiti.’” 9 Jehovha akaenderera mberi achiti kuna Mozisi: “Ndaona kuti vanhu ava vakaoma musoro.*+ 10 Saka ndisiye ndivaparadze ndakatsamwa kudai, uye rega ndiite kuti iwe uve rudzi rukuru.”+

11 Mozisi akabva ateterera Jehovha Mwari+ achiti: “Jehovha, chokwadi mungabva mashatirirwa vanhu venyu here imi makavabudisa munyika yeIjipiti nesimba guru uye neruoko rune simba?+ 12 Munoda here kuti vaIjipiti vazoti, ‘Aivafungira zvakaipa paakavabudisa muno. Aida kuvaurayira mumakomo uye kuvaparadza panyika’?+ Dzorai hasha dzenyu huru uye dzorai mwoyo wenyu,* murege kuunzira vanhu venyu dambudziko iri. 13 Yeukai vashumiri venyu Abrahamu, Isaka, naIsraeri, vamakavimbisa muchipika nemi pachenyu muchiti: ‘Ndichaita kuti vana* venyu vawande senyeredzi dzekudenga,+ uye ndichapa vana* venyu nyika yese iyi yandakasarudza, kuti vaitore ive yavo zvachose.’”+

14 Saka Jehovha akadzora mwoyo wake* akarega kuunza dambudziko raakanga ataura kuti aida kuunzira vanhu vake.+

15 Mozisi akabva atendeuka, ndokuburuka mugomo aine mahwendefa maviri eChipupuriro+ muruoko rwake.+ Mahwendefa acho akanga akanyorwa kumativi ese; akanga akanyorwa seri neseri. 16 Mahwendefa acho akanga ari basa raMwari, uye zvakanyorwa zvacho zvakanga zvanyorwa naMwari zvichiita zvekutemerwa pamahwendefa acho.+ 17 Joshua paakanzwa ruzha rwevanhu vaishevedzera, akati kuna Mozisi: “Mumusasa mune ruzha rwehondo.” 18 Asi Mozisi akati:

“Harusi ruzha rwekuimba kwevanhu vakunda,*

Uye harusi ruzha rwekuchema kwevanhu vakundwa;

Ruzha rwandiri kunzwa nderwekumwewo kuimba.”

19 Mozisi paakangosvika pedyo nemusasa ndokuona mhuru yacho,+ uye vanhu vachitamba, akashatirwa chaizvo, akakanda pasi mahwendefa aiva mumaoko ake, akaaputsira mujinga regomo.+ 20 Akatora mhuru yavakanga vagadzira akaipisa nemoto, akaikuya-kuya kusvikira yaita upfu;+ achibva azohumwayira mumvura, akainwisa vaIsraeri.+ 21 Uye Mozisi akati kuna Aroni: “Vanhu ava vakakuita sei kuti uzovaunzira chivi chikuru ichi?” 22 Aroni akapindura kuti: “Musashatirwa ishe wangu. Imi munonyatsoziva kuti vanhu ava vanongoda kuita zvakaipa chete.+ 23 Saka vakati kwandiri, ‘Tigadzirire mwari achatitungamirira, nekuti hatizivi kuti chii chakaitika kuna Mozisi uyu, murume uya akatibudisa munyika yeIjipiti.’+ 24 Saka ndakati kwavari, ‘Munhu wese ane goridhe ngaabvise andipe.’ Ndakabva ndarikanda mumoto, mukabuda mhuru iyi.”

25 Mozisi akaona kuti vanhu vakanga vasina kuzvidzora nekuti Aroni akavasiya vakadaro, zvekuti vakanga vava kuzvinyadzisa pamberi pevavengi vavo. 26 Mozisi akabva amira pagedhi remusasa akati: “Ndiani ari kurutivi rwaJehovha? Ngaauye kwandiri!”+ Uye vaRevhi vese vakaungana kwaari. 27 Akabva ati kwavari: “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri, ‘Mumwe nemumwe wenyu ngaasungirire bakatwa rake, apfuure nemumusasa kubva kune rimwe gedhi kusvika kune rimwe gedhi, achiuraya hama yake, muvakidzani wake, uye shamwari yake yepedyo.’”+ 28 VaRevhi vakaita zvakanga zvataurwa naMozisi. Saka varume vangasvika 3 000 vakaurayiwa musi iwoyo. 29 Mozisi akabva ati: “Zvitsaurei pane vamwe kuti mushumire Jehovha, nekuti mumwe nemumwe wenyu arwisana nemwanakomana wake uye hama yake;+ nhasi achakupai chikomborero.”+

30 Zuva rakatevera racho, Mozisi akati kuvanhu: “Makaita chivi chakakura, saka iye zvino ndava kukwira kuna Jehovha kuti ndione kana ndingagona kukuyananisai naye pachivi chenyu chamakaita.”+ 31 Saka Mozisi akadzokera kuna Jehovha akati: “Chivi chakaitwa nevanhu ava chakakura! Kuzvigadzirira mwari wegoridhe!+ 32 Asi kana muchida henyu, varegererei chivi chavo;+ kana mukasavaregerera, ndidzimei henyu mubhuku renyu ramakanyora.”+ 33 Asi Jehovha akati kuna Mozisi: “Anenge anditadzira, ndiye wandichadzima mubhuku rangu. 34 Chienda, utungamirire vanhu kunzvimbo yandakakuudza nezvayo. Ona! Ngirozi yangu ichakutungamirira,+ uye pazuva randichavaongorora, ndichavaranga nemhaka yechivi chavo.” 35 Jehovha akatanga kutambudza vanhu nekuti vakanga vagadzira mhuru, iya yakanga yagadzirwa naAroni.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe