RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 25
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Jehovha anoita gakava nemarudzi (1-38)

        • Marudzi achava pasi peBhabhironi kwemakore 70 (11)

        • Kapu yewaini yekutsamwa kwaMwari (15)

        • Dambudziko rinobva kune rumwe rudzi richienda kune rumwe rudzi (32)

        • Vaya vachaurayiwa naJehovha (33)

Jeremiya 25:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nebhukadrezari.” Ichi ndechimwewo chiperengo chacho.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:1; Jer 36:1; 46:2; Dha 1:1

Jeremiya 25:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuvanhu.”

Jeremiya 25:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ndichimukira mangwanani ndichitaura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:2
  • +Jer 7:13; 13:10

Jeremiya 25:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “achimukira mangwanani achivatuma.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 29:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/1/1988, p. 22

Jeremiya 25:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 17:13; Isa 55:7; Jer 18:11; 35:15; Eze 18:30; 33:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 19

Jeremiya 25:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 19

Jeremiya 25:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:21; Ne 9:26

Jeremiya 25:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 19

Jeremiya 25:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nebhukadrezari.” Ichi ndechimwewo chiperengo chacho.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:25; Isa 5:26; Jer 1:15
  • +Jer 27:6; 43:10
  • +Dhe 28:49, 50; Jer 5:15; Eze 7:24
  • +Eze 26:7; 29:19; Ha 1:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    7/2012, p. 31

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 19

    Shoko raMwari, pp. 119-120

Jeremiya 25:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 24:7; Eze 26:13
  • +Jer 7:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/1/2015, p. 15

    6/1/2014, p. 9

    3/1/1994, pp. 19-20

    Zvakazarurwa, p. 270

Jeremiya 25:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:20, 21; Dha 9:2; Zek 1:12; 7:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    7/2012, p. 31

    Nharireyomurindi,

    10/1/2011, pp. 26-28

    3/1/1994, pp. 19-20

    Jeremiya, p. 162

    Zvakazarurwa, p. 270

    Shoko raMwari, pp. 119-120

Jeremiya 25:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndicharanga mambo weBhabhironi nerudzi irworwo nekukanganisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 30:3; Ezr 1:1, 2; Jer 29:10
  • +Isa 47:1; Jer 51:1; Dha 5:26, 30
  • +Isa 13:1, 19; 14:4, 23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 20

    “Rugwaro Rwose,” p. 84

Jeremiya 25:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 20

Jeremiya 25:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 50:9; 51:27
  • +Isa 14:2; Ha 2:8
  • +Pis 137:8; Jer 50:29; 51:6, 24; Zva 18:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 20

Jeremiya 25:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 206-207

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 20

Jeremiya 25:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 51:7; Mari 4:21; Eze 23:32-34; Na 3:7, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 206-207

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 20

Jeremiya 25:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, pp. 20-21

Jeremiya 25:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 51:17
  • +Jer 24:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, pp. 20-21

Jeremiya 25:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 46:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, pp. 20-21

Jeremiya 25:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 47:1
  • +Jer 47:5

Jeremiya 25:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 49:17; Mari 4:21
  • +Jer 48:1
  • +Jer 49:1

Jeremiya 25:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 27:2, 3; 47:4

Jeremiya 25:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 49:8
  • +Jer 9:25, 26; 49:32

Jeremiya 25:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 49:31, 32

Jeremiya 25:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 49:34
  • +Jer 51:11

Jeremiya 25:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iri rinoita sezita rechibhende raishandisirwa Bhabheri (Bhabhironi).

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 51:41

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, pp. 20-21

Jeremiya 25:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 63:6; Ha 2:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 21

Jeremiya 25:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 21

Jeremiya 25:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:7; Jer 7:12, 14; Dha 9:18; Ho 12:2; Mik 6:2
  • +Jer 49:12; Obh 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 21

Jeremiya 25:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 22

Jeremiya 25:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kunyama yese.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joe 3:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 22

Jeremiya 25:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 34:2, 3; Jer 25:17
  • +Zef 3:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 22

Jeremiya 25:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 22

Jeremiya 25:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 282-283

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, pp. 22-23

Jeremiya 25:35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, pp. 22-23

Jeremiya 25:36

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, pp. 22-23

Jeremiya 25:37

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 23

Jeremiya 25:38

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “seshumba yava nezenze.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 5:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1994, p. 23

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 25:12Mad 24:1; Jer 36:1; 46:2; Dha 1:1
Jer. 25:3Jer 1:2
Jer. 25:3Jer 7:13; 13:10
Jer. 25:4Jer 29:19
Jer. 25:52Mad 17:13; Isa 55:7; Jer 18:11; 35:15; Eze 18:30; 33:11
Jer. 25:7Dhe 32:21; Ne 9:26
Jer. 25:9Re 26:25; Isa 5:26; Jer 1:15
Jer. 25:9Jer 27:6; 43:10
Jer. 25:9Dhe 28:49, 50; Jer 5:15; Eze 7:24
Jer. 25:9Eze 26:7; 29:19; Ha 1:6
Jer. 25:10Isa 24:7; Eze 26:13
Jer. 25:10Jer 7:34
Jer. 25:112Mak 36:20, 21; Dha 9:2; Zek 1:12; 7:5
Jer. 25:12Dhe 30:3; Ezr 1:1, 2; Jer 29:10
Jer. 25:12Isa 47:1; Jer 51:1; Dha 5:26, 30
Jer. 25:12Isa 13:1, 19; 14:4, 23
Jer. 25:14Jer 50:9; 51:27
Jer. 25:14Isa 14:2; Ha 2:8
Jer. 25:14Pis 137:8; Jer 50:29; 51:6, 24; Zva 18:6
Jer. 25:16Jer 51:7; Mari 4:21; Eze 23:32-34; Na 3:7, 11
Jer. 25:17Jer 1:10
Jer. 25:18Isa 51:17
Jer. 25:18Jer 24:9
Jer. 25:19Jer 46:2
Jer. 25:20Jer 47:1
Jer. 25:20Jer 47:5
Jer. 25:21Jer 49:17; Mari 4:21
Jer. 25:21Jer 48:1
Jer. 25:21Jer 49:1
Jer. 25:22Jer 27:2, 3; 47:4
Jer. 25:23Jer 49:8
Jer. 25:23Jer 9:25, 26; 49:32
Jer. 25:24Jer 49:31, 32
Jer. 25:25Jer 49:34
Jer. 25:25Jer 51:11
Jer. 25:26Jer 51:41
Jer. 25:27Isa 63:6; Ha 2:16
Jer. 25:291Mad 9:7; Jer 7:12, 14; Dha 9:18; Ho 12:2; Mik 6:2
Jer. 25:29Jer 49:12; Obh 16
Jer. 25:31Joe 3:2
Jer. 25:32Isa 34:2, 3; Jer 25:17
Jer. 25:32Zef 3:8
Jer. 25:38Ho 5:14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 25:1-38

Jeremiya

25 Pakauya shoko kuna Jeremiya pamusoro pevanhu vese veJudha mugore rechina raJehoyakimu+ mwanakomana waJosiya, mambo weJudha, iro raiva gore rekutanga raMambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi. 2 Izvi ndizvo zvakataurwa nemuprofita Jeremiya pamusoro pevanhu* vese veJudha nevagari vese vemuJerusarema:

3 “Kubvira mugore rechi13 raJosiya+ mwanakomana waAmone, mambo weJudha, kusvikira nhasi, makore 23 aya, shoko raJehovha ranga richiuya kwandiri uye ndakaramba ndichitaura ndataurazve nemi,* asi hamuna kuteerera.+ 4 Uye Jehovha akakutumirai vashumiri vake vese vaprofita, achivatuma avatumazve,* asi hamuna kuteerera, uyewo hamuna kurereka nzeve dzenyu kuti munzwe.+ 5 Vaiti, ‘Tapota mumwe nemumwe wenyu ngaatendeuke abve panzira dzenyu dzakaipa uye pane zvakaipa zvenyu;+ kana mukadaro muchagara kwenguva refu munyika yamakapiwa naJehovha kare kare, imi nemadzitateguru enyu. 6 Musatevera vamwe vanamwari muchivashumira nekuvakotamira, muchindigumbura nebasa remaoko enyu; nekuti ndingakuunzirai dambudziko.’

7 “‘Asi hamuna kunditeerera,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. ‘Pane kudaro, makandigumbura nebasa remaoko enyu, muchizviunzira dambudziko.’+

8 “Saka zvanzi naJehovha wemauto, ‘“Nekuti hamuna kuteerera mashoko angu, 9 ndiri kushevedza mhuri dzese dzekuchamhembe,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “ndiri kushevedza Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi, mushumiri wangu,+ uye ndichavaunza kuti varwise nyika ino+ nevagari vayo nemarudzi aya ese akavapoteredza.+ Ndichaita kuti vaparadzwe, ndovaita chinhu chinotyisa uye chinoridzisa muridzo uye dongo nekusingaperi. 10 Ndichaita kuti pasanzwika inzwi rekupembera nemufaro nenzwi remufaro mukuru pakati pavo,+ inzwi remurume ari kuroora nenzwi remwenga,+ nekurira kweguyo, uye ndichadzima chiedza cherambi. 11 Nyika ino yese ichaitwa dongo uye chinhu chinoita kuti vanhu vatye, uye marudzi aya achava pasi pamambo weBhabhironi kwemakore 70.”’+

12 “‘Asi kana makore 70 apera,+ ndichatonga mambo weBhabhironi nerudzi irworwo nemhaka yekukanganisa* kwavo,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye ndichaita kuti nyika yevaKadheya ive dongo nekusingaperi.+ 13 Ndichaunza panyika yacho mashoko angu ese andakataura nezvenyika yacho, zvese zvakanyorwa mubhuku rino zvakaprofitwa naJeremiya pamusoro pemarudzi ese. 14 Nekuti marudzi mazhinji nemadzimambo makuru+ achavaita varanda,+ uye ini ndichavaitira zvinoenderana nezvavakaita uye nebasa remaoko avo.’”+

15 Nekuti Jehovha Mwari waIsraeri ati kwandiri: “Tora kapu iyi yewaini yekutsamwa muruoko rwangu, unwise marudzi ese andinokutuma kwaari. 16 Achainwa odzedzereka, oita sevanhu vanopenga nekuti ndiri kutuma bakatwa pakati pawo.”+

17 Saka ndakatora kapu yacho muruoko rwaJehovha, ndikanwisa marudzi ese andakatumwa kwaari naJehovha:+ 18 kutanga neJerusarema nemaguta eJudha,+ madzimambo aro, nemachinda aro, kuti zvive matongo, chinhu chinotyisa, chinhu chinoridzisa muridzo uye chakatukwa,+ sezvazviri nhasi; 19 kwozotevera Farao mambo weIjipiti nevaranda vake nemachinda ake, nevanhu vake vese,+ 20 nevanhu vavo vese vemarudzi akasiyana-siyana; madzimambo ese enyika yeUzi; madzimambo ese enyika yevaFiristiya,+ Ashkeroni,+ Gaza, Ekroni, nevakasara pavanhu vekuAshdhodhi; 21 Edhomu,+ Moabhi,+ nevaAmoni;+ 22 madzimambo ese eTire, madzimambo ese eSidhoni,+ nemadzimambo echitsuwa chiri mugungwa; 23 Dhedhani,+ Tema, Bhuzi, nevaya vese vane bvudzi repamberi penzeve rakadimburirwa;+ 24 madzimambo ese evaArabhu,+ nemadzimambo ese emarudzi akasiyana-siyana anogara murenje; 25 madzimambo ese eZimri, madzimambo ese eEramu,+ nemadzimambo ese evaMedhiya;+ 26 nemadzimambo ese ekuchamhembe, ari pedyo neari kure, mumwe pashure pemumwe, nehumwe umambo hwese hwepanyika. Uye mambo weSheshaki*+ achanwa kana ivo vapedza.

27 “Uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Inwai mudhakwe, murutse uye muwe zvekuti hamugoni kumuka+ nekuti ndiri kutuma bakatwa pakati penyu.”’ 28 Kana vakaramba kutora kapu yacho muruoko rwako kuti vanwe, uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha wemauto: “Munofanira kuinwa! 29 Nekuti kana ndiri kuunza dambudziko ndichitanga neguta rine zita rangu,+ imi mungarega kurangwa here?”’+

“‘Hamuzoregi kurangwa, nekuti ndiri kushevedza bakatwa kuti riuye pavagari vese vepanyika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto.

30 “Uye unofanira kuprofita kwavari mashoko aya ese, woti kwavari,

‘Jehovha achadzvova ari kumusoro,

Uye achaita kuti inzwi rake rinzwike ari kunzvimbo yake tsvene yaanogara.

Nzvimbo yake yaanogara achaidzvovera zvine simba.

Achaimba rwiyo rwekukunda vagari vese vepanyika,

Achishevedzera sevaya vari kutsika-tsika muchisviniro chewaini.’

31 ‘Ruzha rukuru ruchasvika kumigumo yenyika,

Nekuti Jehovha ane gakava nemarudzi.

Iye pachake achapa mutongo kuvanhu vese.*+

Uye achaisa vakaipa kubakatwa,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

32 Zvanzi naJehovha wemauto:

‘Inzwai! Pane dambudziko riri kupararira richibva kune rumwe rudzi richienda kune rumwe rudzi,+

Uye mhepo huru ine mvura icharegedzerwa ichibva kumativi ari kure kwazvo enyika.+

33 “‘Uye vaya vachaurayiwa naJehovha pazuva iroro vachava panyika yese, kubvira kumugumo wayo kusvika kune mumwe mugumo wayo. Havazochemwi, uyewo havazounganidzwi kana kuvigwa. Vachava semupfudze panyika.’

34 Ridzai mhere imi vafudzi, mushevedzere!

Umburukai imi vakuru veboka rezvipfuwo,

Nekuti nguva yekuurayiwa kwenyu neyekuparadzirwa kwenyu yasvika,

Uye muchawa semudziyo unokosha!

35 Vafudzi havana nzvimbo yekutizira,

Uye vakuru veboka rezvipfuwo havana pekupukunyuka napo.

36 Inzwai! Pane kushevedzera kwevafudzi

Uye kuchema kwevakuru veboka rezvipfuwo,

Nekuti Jehovha ari kuparadza mafuro avo.

37 Nzvimbo dzekugara dzine rugare dzasiyiwa dzisina chinhu chipenyu

Nekuda kwekutsamwa kukuru kwaJehovha.

38 Abuda seshumba ine simba* munzvimbo yake yaanogara,+

Nekuti nyika yavo yava chinhu chinotyisa

Nemhaka yebakatwa rine utsinye

Uye nemhaka yekutsamwa kwake kukuru.”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe