RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 28
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wemunyori weMapisarema unonzwiwa

        • ‘Jehovha, simba rangu nenhoo yangu’ (7)

Pisarema 28:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuguva.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:4; Isa 26:4
  • +Job 33:28

Pisarema 28:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:7

Pisarema 28:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 16:25, 26; Pis 26:9
  • +Pis 62:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/1995, pp. 28-29

Pisarema 28:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 59:12; Jer 18:22
  • +Pis 62:12; 2VaT 1:6

Pisarema 28:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 34:26, 27
  • +Isa 5:12

Pisarema 28:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 12:2
  • +Ge 15:1; 2Sa 22:3; Pis 3:3
  • +Pis 56:4

Pisarema 28:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:13; 2Sa 22:3; Pis 20:6

Pisarema 28:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 9:29
  • +Isa 40:11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 28:1Dhe 32:4; Isa 26:4
Pis. 28:1Job 33:28
Pis. 28:2Pis 5:7
Pis. 28:3Nu 16:25, 26; Pis 26:9
Pis. 28:3Pis 62:4
Pis. 28:4Pis 59:12; Jer 18:22
Pis. 28:4Pis 62:12; 2VaT 1:6
Pis. 28:5Job 34:26, 27
Pis. 28:5Isa 5:12
Pis. 28:7Isa 12:2
Pis. 28:7Ge 15:1; 2Sa 22:3; Pis 3:3
Pis. 28:7Pis 56:4
Pis. 28:81Sa 16:13; 2Sa 22:3; Pis 20:6
Pis. 28:9Dhe 9:29
Pis. 28:9Isa 40:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 28:1-9

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

28 Ndinoramba ndichishevedzera kwamuri, haiwa Jehovha, Dombo rangu;+

Ndinzweiwo.

Kana mukaramba makandinyararira,

Ndinenge ndangofanana nevaya vari kudzika kugomba.*+

 2 Inzwai kuteterera kwangu pandinochemera kubatsirwa nemi

Ndichisimudzira maoko angu kuimba yemukati yenzvimbo yenyu tsvene.+

 3 Musandizvuzvurudza pamwe chete nevakaipa, vanoita zvinhu zvisina kunaka,+

Vaya vari kutaura zvinhu zverugare nevamwe vavo asi mumwoyo mavo muine zvinhu zvakaipa.+

 4 Vatsivei maererano nezviito zvavo,+

Zvinoenderana nemabasa avo akaipa.

Vatsivei mabasa emaoko avo,

Maererano nezvavakaita,+

 5 Nekuti havaise pfungwa dzavo pamabasa aJehovha,+

Kana pabasa remaoko ake.+

Iye achavaputsa uye haazovavaki.

 6 Jehovha ngaarumbidzwe,

Nekuti anzwa kuchema kwangu ndichida rubatsiro.

 7 Jehovha ndiye simba rangu+ nenhoo yangu;+

Mwoyo wangu unovimba naye.+

Ndakawana rubatsiro rwake, uye mwoyo wangu uri kufara,

Saka ndichamurumbidza nerwiyo rwangu.

 8 Jehovha ndiye simba revanhu vake;

Iye inhare uye anounza ruponeso rukuru kumuzodziwa wake.+

 9 Ponesai vanhu venyu, mukomborere nhaka yenyu.+

Vafudzei, muvatakure mumaoko enyu nekusingaperi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe