RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 39
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Upfupi hweupenyu

        • Munhu akafanana nemhepowo zvayo inofemwa (5, 11)

        • “Musaita semusiri kuona misodzi yangu” (12)

Pisarema 39:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:41; 25:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1958

Pisarema 39:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 18:21
  • +Pis 141:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2009, p. 4

    5/15/2006, p. 20

    Bhuku reChikoro, p. 95

Pisarema 39:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 38:13; Mt 27:12; 1Pe 2:23

Pisarema 39:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Pandaigomera.”

Pisarema 39:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:12

Pisarema 39:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:9; Jak 4:14
  • +Pis 90:4
  • +Pis 62:9; 144:4

Pisarema 39:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Anongoita ruzha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 49:10; Mup 2:18, 19; 4:8; Ru 12:19, 20

Pisarema 39:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:11; Mik 7:19

Pisarema 39:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 40:4; Pis 38:13
  • +2Sa 16:10

Pisarema 39:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Aka kachipembenene kanodya machira.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:8
  • +Pis 39:5; 102:11

Pisarema 39:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 28:1
  • +Re 25:23; 1Mak 29:15
  • +VaH 11:13

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 39:mashoko ekusuma1Mak 16:41; 25:1
Pis. 39:1Zvi 18:21
Pis. 39:1Pis 141:3
Pis. 39:2Pis 38:13; Mt 27:12; 1Pe 2:23
Pis. 39:4Pis 90:12
Pis. 39:5Pis 90:9; Jak 4:14
Pis. 39:5Pis 90:4
Pis. 39:5Pis 62:9; 144:4
Pis. 39:6Pis 49:10; Mup 2:18, 19; 4:8; Ru 12:19, 20
Pis. 39:8Pis 25:11; Mik 7:19
Pis. 39:9Job 40:4; Pis 38:13
Pis. 39:92Sa 16:10
Pis. 39:11Pis 90:8
Pis. 39:11Pis 39:5; 102:11
Pis. 39:12Pis 28:1
Pis. 39:12Re 25:23; 1Mak 29:15
Pis. 39:12VaH 11:13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 39:1-13

Mapisarema

Kumutungamiriri; rweJedhutuni.*+ Rwiyo rwaDhavhidhi.

39 Ndakati: “Ndichachengetedza nhanho dzangu

Kuti ndirege kutadza nerurimi rwangu.+

Ndichachengetedza muromo wangu nematomu+

Chero bedzi munhu akaipa ari pamberi pangu.”

 2 Ndakava mbeveve uye ndakanyarara;+

Ndakaramba ndakanyarara, ndisingatauri kunyange zvakanaka,

Asi marwadzo angu akanga akanyanya.

 3 Mwoyo wangu wakatsva mukati mangu.

Pandaifungisisa,* moto wakaramba uchibvira.

Rurimi rwangu rwakabva rwataura kuti:

 4 “Jehovha, ndibatsireiwo kuziva kuti ndichaguma sei,

Uye yerai mazuva angu,+

Kuti ndizive kuti upenyu hwangu hupfupi zvakadii.

 5 Chokwadi, makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+

Uye upenyu hwangu hachisi chinhu pamberi penyu.+

Chokwadi munhu wese, kunyange achiita seakachengeteka, anongova mhepowo zvayo inofemwa.+ (Sera)

 6 Chokwadi munhu wese anofamba-famba semumvuri.

Anomhanya-mhanya* pasina.

Anounganidza pfuma asi asingazivi kuti ndiani achaidya.+

 7 Saka chii chandingatarisira, nhai Jehovha?

Ndimi mega tariro yangu.

 8 Ndiponesei pakudarika kwangu kwese.+

Musaita kuti benzi rindizvidze.

 9 Ndakaramba ndakanyarara;

Ndaitadza kuvhura muromo wangu,+

Nekuti ndimi makanga mazviita.+

10 Bvisai dambudziko ramakaisa pandiri.

Ndapera nekuti ruoko rwenyu ruri kundirova.

11 Munoruramisa munhu nekumuranga kana akanganisa;+

Sechitemamachira,* munoparadza zvinhu zvaanokoshesa.

Chokwadi munhu wese imhepo zvayo inofemwa.+ (Sera)

12 Inzwaiwo munyengetero wangu, Jehovha,

Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa.+

Musaita semusiri kuona misodzi yangu.

Nekuti ndinongova hangu mutorwa kwamuri,+

Munhu ari kungopfuurawo zvake, sezvakangoita madzitateguru angu ese.+

13 Bvisai pandiri ziso renyu rakatsamwa, kuti ndifarewo

Ndisati ndapfuura uye ndisisipo.”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe