RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 21
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Makomborero anopiwa mambo anovimba naJehovha

        • Mambo anopiwa upenyu hwakareba (4)

        • Vavengi vaMwari vachakundwa (8-12)

Pisarema 21:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 63:11
  • +Pis 28:7

Pisarema 21:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:8; 20:4

Pisarema 21:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 12:30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2006, p. 18

Pisarema 21:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Mazuva mazhinji.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 13:3; 61:6

Pisarema 21:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:8, 9

Pisarema 21:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:17
  • +Pis 16:11; 45:7

Pisarema 21:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Haazodzedzereki.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 30:6
  • +Pis 16:8

Pisarema 21:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:22; Pis 110:5; Mar 4:1

Pisarema 21:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “zvibereko zvavo.”

Pisarema 21:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:16
  • +Pis 2:1

Pisarema 21:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kuzviso zvavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:3; 56:9

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 21:1Pis 63:11
Pis. 21:1Pis 28:7
Pis. 21:2Pis 2:8; 20:4
Pis. 21:32Sa 12:30
Pis. 21:4Pis 13:3; 61:6
Pis. 21:52Sa 7:8, 9
Pis. 21:6Pis 72:17
Pis. 21:6Pis 16:11; 45:7
Pis. 21:71Sa 30:6
Pis. 21:7Pis 16:8
Pis. 21:9Dhe 32:22; Pis 110:5; Mar 4:1
Pis. 21:11Pis 34:16
Pis. 21:11Pis 2:1
Pis. 21:12Pis 9:3; 56:9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 21:1-13

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi.

21 Haiwa Jehovha, mambo anofara pamusana pesimba renyu;+

Anofara zvikuru pamusana pemabasa enyu ekuponesa.+

 2 Makamupa zvinodiwa nemwoyo wake,+

Uye hamuna kumunyima zvaakakumbira nemiromo yake. (Sera)

 3 Nekuti munomuchingura nemakomborero akawanda;

Munoisa korona yegoridhe rakanatswa pamusoro wake.+

 4 Akakukumbirai upenyu, mukamupa,+

Upenyu hwakareba,* nariini nariini.

 5 Mabasa enyu ekuponesa anoita kuti akudzwe zvikuru.+

Munoisa paari kuremekedzwa nekubwinya.

 6 Munoita kuti akomborerwe nekusingaperi;+

Munoita kuti afadzwe nemufaro uri pachiso chenyu.+

 7 Nekuti mambo anovimba naJehovha;+

Haazozununguswi*+ nekuti Wekumusorosoro ane rudo rusingachinji.

 8 Ruoko rwenyu ruchawana vavengi venyu vese;

Ruoko rwenyu rwerudyi ruchawana vaya vanokuvengai.

 9 Muchaita kuti vave sechoto chine moto kana nguva yasvika yekuti muvaongorore.

Jehovha achavamedza akatsamwa, uye moto uchavaparadza.+

10 Muchaparadza vazukuru vavo* panyika,

Nevana vavo pavanakomana vevanhu.

11 Nekuti vaida kukuitirai zvakaipa;+

Vakaronga mazano asingazobudiriri.+

12 Nekuti muchaita kuti vadzokere shure+

Nekunongedzera uta hwenyu kwavari.*

13 Simukai musimba renyu, haiwa Jehovha.

Tichaimba tichirumbidza simba renyu guru.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe