RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 43
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mwari seMutongi anonunura

        • “Tumai chiedza chenyu nechokwadi” (3)

        • “Nei ndisina kugadzikana mukati mangu?” (5)

        • “Mirira Mwari” (5)

Pisarema 43:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 26:1; 35:24
  • +Pis 35:1; Zvi 22:22, 23

Pisarema 43:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 28:7; 140:7
  • +Pis 42:9

Pisarema 43:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:11; Zvi 6:23
  • +Pis 5:8; 27:11; 143:10
  • +1Mak 16:1; Pis 78:68, 69

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/1993, pp. 11-12

Pisarema 43:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 84:3
  • +2Sa 6:5

Pisarema 43:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu wapererwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:7
  • +Pis 42:5, 11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 43:1Pis 26:1; 35:24
Pis. 43:1Pis 35:1; Zvi 22:22, 23
Pis. 43:2Pis 28:7; 140:7
Pis. 43:2Pis 42:9
Pis. 43:3Pis 40:11; Zvi 6:23
Pis. 43:3Pis 5:8; 27:11; 143:10
Pis. 43:31Mak 16:1; Pis 78:68, 69
Pis. 43:4Pis 84:3
Pis. 43:42Sa 6:5
Pis. 43:5Pis 37:7
Pis. 43:5Pis 42:5, 11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 43:1-5

Mapisarema

43 Nditongei, haiwa Mwari,+

Ndimiririrei panyaya+ iri pakati pangu nerudzi rusina kuvimbika.

Ndinunurei pamunhu anonyengera uye asina kururama.

 2 Nekuti muri Mwari wangu, nhare yangu.+

Mandirasireiko?

Nei ndichifanira kufamba ndakasuruvara nemhaka yekudzvinyirirwa nemuvengi wangu?+

 3 Tumai chiedza chenyu nechokwadi chenyu.+

Izvi ngazvinditungamirire;+

Ngazvinditungamirire kugomo renyu dzvene nekutebhenekeri yenyu huru.+

 4 Ndichabva ndauya kuatari yaMwari,+

Kuna Mwari, iye mufaro wangu mukuru.

Uye ndichakurumbidzai nerudimbwa,+ haiwa Mwari, imi Mwari wangu.

 5 Nei ndapererwa* netariro?

Nei ndisina kugadzikana mukati mangu?

Mirira Mwari,+

Nekuti ndichamurumbidzazve seMuponesi wangu mukuru uye Mwari wangu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe