RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Benzi rinorondedzerwa

        • “Jehovha haako” (1)

        • “Hapana ari kuita zvakanaka” (3)

Pisarema 14:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Munhu asina njere anoti mumwoyo make.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:4; Isa 29:16
  • +Pis 53:mashoko ekusuma-6; VaR 3:10-12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/1997, pp. 6-7

Pisarema 14:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 16:9; Pis 33:13-15; VaH 11:6

Pisarema 14:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 7:29

Pisarema 14:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:16

Pisarema 14:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:9; 142:5

Pisarema 14:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 11:26, 27

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 14:1Pis 10:4; Isa 29:16
Pis. 14:1Pis 53:mashoko ekusuma-6; VaR 3:10-12
Pis. 14:22Mak 16:9; Pis 33:13-15; VaH 11:6
Pis. 14:3Mup 7:29
Pis. 14:5Eks 15:16
Pis. 14:6Pis 9:9; 142:5
Pis. 14:7VaR 11:26, 27
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 14:1-7

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi.

14 Benzi rinoti mumwoyo maro:*

“Jehovha haako.”+

Zviito zvavo zvakaipa, uye mabasa avo anosemesa;

Hapana ari kuita zvakanaka.+

 2 Asi Jehovha anotarisa vanakomana vevanhu ari kudenga

Kuti aone kana paine munhu ane njere, kana paine munhu ari kutsvaga Jehovha.+

 3 Vese vakatsauka;+

Vese vanongova neuori.

Hapana ari kuita zvakanaka,

Kana mumwe chete zvake.

 4 Hapana kana anonzwisisa here pavanhu vanoita zvakaipa?

Vanodya vanhu vangu sekunge vari kudya chingwa.

Havadani kuna Jehovha.

 5 Asi vachabatwa nekutya kukuru,+

Nekuti Jehovha ari pakati pechizvarwa chevakarurama.

 6 Imi vakaipa munoedza kuvhiringidza zvirongwa zvemunhu akaderera,

Asi Jehovha ndiye nzvimbo yake yekupotera.+

 7 Dai ruponeso rwaIsraeri rwabva muZiyoni!+

Jehovha paanodzosa vanhu vake vakatapwa,

Jakobho ngaafare, Israeri ngaapemberere.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe