RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 61
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mwari, ishongwe yakasimba pavavengi

        • “Ndichava muenzi mutende renyu” (4)

Pisarema 61:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:2; 17:1; 28:2; 55:1

Pisarema 61:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jon 2:2
  • +Pis 27:5; 40:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/1990, pp. 8-9

Pisarema 61:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:45; Pis 18:2; Zvi 18:10

Pisarema 61:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 23:6; 27:4
  • +Pis 63:7

Pisarema 61:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 115:13

Pisarema 61:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “pamazuva amambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:50; 21:1, 4

Pisarema 61:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Achagara nekusingaperi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:16, 17; Pis 41:12
  • +Pis 40:11; 143:12; Zvi 20:28

Pisarema 61:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 146:2
  • +Pis 65:1; 66:13; Mup 5:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/1999, p. 9

    Ushumiri hwoUmambo,

    7/1996, p. 1

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 61:1Pis 5:2; 17:1; 28:2; 55:1
Pis. 61:2Jon 2:2
Pis. 61:2Pis 27:5; 40:2
Pis. 61:31Sa 17:45; Pis 18:2; Zvi 18:10
Pis. 61:4Pis 23:6; 27:4
Pis. 61:4Pis 63:7
Pis. 61:5Pis 115:13
Pis. 61:6Pis 18:50; 21:1, 4
Pis. 61:72Sa 7:16, 17; Pis 41:12
Pis. 61:7Pis 40:11; 143:12; Zvi 20:28
Pis. 61:8Pis 146:2
Pis. 61:8Pis 65:1; 66:13; Mup 5:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 61:1-8

Mapisarema

Kumutungamiriri; runofanira kuimbwa pamwe nezviridzwa zvine tambo. Rwiyo rwaDhavhidhi.

61 Haiwa Mwari, inzwai kuchemera kwangu kubatsirwa.

Teererai munyengetero wangu.+

 2 Ndichachema kwamuri ndiri kumigumo yenyika

Pandinenge ndakaora mwoyo.+

Nditungamirirei mundikwidze padombo rakakwirira kundipfuura.+

 3 Nekuti muri nzvimbo yangu yekupotera,

Shongwe yakasimba inondidzivirira pamuvengi.+

 4 Ndichava muenzi mutende renyu nekusingaperi;+

Ndichapotera pasi pemapapiro enyu.+ (Sera)

 5 Nekuti imi, haiwa Mwari, makanzwa mhiko dzangu.

Makandipa nhaka yevaya vanotya zita renyu.+

 6 Muchawedzera mamwe mazuva paupenyu hwamambo,*+

Uye makore ake achabva muchizvarwa kusvika muchizvarwa.

 7 Achagara pachigaro cheumambo nekusingaperi* pamberi paMwari;+

Itai kuti rudo rusingachinji uye kutendeka zvive paari, kuti zvimuchengetedze.+

 8 Ndichabva ndaimba ndichirumbidza zita renyu nekusingaperi,+

Ndichiripa mhiko dzangu zuva nezuva.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe