RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 16
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raRevhitiko

      • Zuva Rekuyananisira (1-34)

Revhitiko 16:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 10:1, 2

Revhitiko 16:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 23:27
  • +Eks 40:21; VaH 6:19; 9:3, 7
  • +Nu 4:19, 20
  • +Eks 25:22
  • +Eks 40:34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2005, p. 31

    7/1/1996, p. 9

Revhitiko 16:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 4:3
  • +Re 1:3

Revhitiko 16:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chipfeko chemukati.”

  • *

    Kana kuti “kuvhara nyama yake iri pachena.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 28:39
  • +Eks 28:42
  • +Eks 39:27, 29
  • +Eks 28:4
  • +Eks 28:2
  • +Eks 30:20; VaH 10:22

Revhitiko 16:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 7:27

Revhitiko 16:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 5:1-3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1998, p. 12

Revhitiko 16:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Zvingava zvichireva kuti “Mbudzi Inonyangarika.”

Revhitiko 16:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:33

Revhitiko 16:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 14:7, 53; 16:21, 22; Isa 53:4; VaR 15:3

Revhitiko 16:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1998, pp. 12, 17

    Kupukunyuka, pp. 100-101

Revhitiko 16:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 40:29; Re 6:13; Nu 16:46; VaH 9:4
  • +Eks 30:34-36; Zva 5:8; 8:3-5
  • +Re 16:2; VaH 6:19; 10:19, 20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2019, pp. 20-22

    Zvakazarurwa, p. 87

Revhitiko 16:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:22; 2Mad 19:15
  • +Eks 25:18, 21; 1Mak 28:11
  • +Eks 34:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2019, pp. 20-22

    Zvakazarurwa, p. 87

Revhitiko 16:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 9:22
  • +VaR 3:25; VaH 9:12, 24, 25; 10:4, 12

Revhitiko 16:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:5; VaH 2:17; 5:1-3; 9:26; 1Jo 2:1, 2
  • +VaH 6:19; 9:3, 7; 10:19, 20
  • +Re 17:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1998, pp. 12, 17

    “Rugwaro Rwose,” pp. 29-30

    Kupukunyuka, pp. 100-101

Revhitiko 16:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 7:20

Revhitiko 16:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:6
  • +Mk 10:45; VaH 2:9; 7:27; 9:7, 12; Zva 1:5

Revhitiko 16:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 38:1

Revhitiko 16:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 9:23
  • +Re 16:16
  • +Re 16:8, 10

Revhitiko 16:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 53:5, 6; 2VaK 5:21

Revhitiko 16:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 53:12; VaE 1:7; VaH 9:28; 1Pe 2:24; 1Jo 3:5
  • +Pis 103:12; VaH 13:12
  • +Re 16:10

Revhitiko 16:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:20
  • +Eks 28:4; Re 8:7
  • +Re 16:3
  • +Re 16:5
  • +VaE 1:7

Revhitiko 16:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:8, 21

Revhitiko 16:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 4:11, 12; VaH 13:11, 12

Revhitiko 16:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurwadzisa mweya yenyu.” “Kuzvirwadzisa” kunowanzonzwisiswa sekunoreva nzira dzakasiyana-siyana dzekuzvinyima zvimwe zvinhu, kusanganisira kutsanya.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 23:27, 28; Nu 29:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2004, p. 24

Revhitiko 16:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 3:16; VaR 8:32; Tit 2:13, 14; 1Jo 1:7; 3:16
  • +Jer 33:8; VaH 9:13, 14; 10:2

Revhitiko 16:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurwadzisa mweya yenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 23:32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 28

Revhitiko 16:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “anozadzwa ruoko.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 29:4, 7; Re 8:12
  • +Re 8:33
  • +Nu 20:26
  • +Eks 28:39; 39:27, 28
  • +Eks 28:2; 29:29; Re 16:4

Revhitiko 16:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:16
  • +Re 16:20
  • +Re 16:18
  • +Re 16:24; 1Jo 2:1, 2

Revhitiko 16:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 23:31; Nu 29:7
  • +Eks 30:10; VaH 9:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Revh. 16:1Re 10:1, 2
Revh. 16:2Re 23:27
Revh. 16:2Eks 40:21; VaH 6:19; 9:3, 7
Revh. 16:2Nu 4:19, 20
Revh. 16:2Eks 25:22
Revh. 16:2Eks 40:34
Revh. 16:3Re 4:3
Revh. 16:3Re 1:3
Revh. 16:4Eks 28:39
Revh. 16:4Eks 28:42
Revh. 16:4Eks 39:27, 29
Revh. 16:4Eks 28:4
Revh. 16:4Eks 28:2
Revh. 16:4Eks 30:20; VaH 10:22
Revh. 16:5VaH 7:27
Revh. 16:6VaH 5:1-3
Revh. 16:9Zvi 16:33
Revh. 16:10Re 14:7, 53; 16:21, 22; Isa 53:4; VaR 15:3
Revh. 16:11Re 16:6
Revh. 16:12Eks 40:29; Re 6:13; Nu 16:46; VaH 9:4
Revh. 16:12Eks 30:34-36; Zva 5:8; 8:3-5
Revh. 16:12Re 16:2; VaH 6:19; 10:19, 20
Revh. 16:13Eks 25:22; 2Mad 19:15
Revh. 16:13Eks 25:18, 21; 1Mak 28:11
Revh. 16:13Eks 34:29
Revh. 16:14VaH 9:22
Revh. 16:14VaR 3:25; VaH 9:12, 24, 25; 10:4, 12
Revh. 16:15Re 16:5; VaH 2:17; 5:1-3; 9:26; 1Jo 2:1, 2
Revh. 16:15VaH 6:19; 9:3, 7; 10:19, 20
Revh. 16:15Re 17:11
Revh. 16:16Mup 7:20
Revh. 16:17Re 16:6
Revh. 16:17Mk 10:45; VaH 2:9; 7:27; 9:7, 12; Zva 1:5
Revh. 16:18Eks 38:1
Revh. 16:20VaH 9:23
Revh. 16:20Re 16:16
Revh. 16:20Re 16:8, 10
Revh. 16:21Isa 53:5, 6; 2VaK 5:21
Revh. 16:22Isa 53:12; VaE 1:7; VaH 9:28; 1Pe 2:24; 1Jo 3:5
Revh. 16:22Pis 103:12; VaH 13:12
Revh. 16:22Re 16:10
Revh. 16:24Eks 30:20
Revh. 16:24Eks 28:4; Re 8:7
Revh. 16:24Re 16:3
Revh. 16:24Re 16:5
Revh. 16:24VaE 1:7
Revh. 16:26Re 16:8, 21
Revh. 16:27Re 4:11, 12; VaH 13:11, 12
Revh. 16:29Re 23:27, 28; Nu 29:7
Revh. 16:30Joh 3:16; VaR 8:32; Tit 2:13, 14; 1Jo 1:7; 3:16
Revh. 16:30Jer 33:8; VaH 9:13, 14; 10:2
Revh. 16:31Re 23:32
Revh. 16:32Eks 29:4, 7; Re 8:12
Revh. 16:32Re 8:33
Revh. 16:32Nu 20:26
Revh. 16:32Eks 28:39; 39:27, 28
Revh. 16:32Eks 28:2; 29:29; Re 16:4
Revh. 16:33Re 16:16
Revh. 16:33Re 16:20
Revh. 16:33Re 16:18
Revh. 16:33Re 16:24; 1Jo 2:1, 2
Revh. 16:34Re 23:31; Nu 29:7
Revh. 16:34Eks 30:10; VaH 9:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Revhitiko 16:1-34

Revhitiko

16 Jehovha akataura naMozisi pashure pekufa kwevanakomana vaviri vaAroni avo vakafa nekuti vakanga vaswedera kuna Jehovha.+ 2 Jehovha akati kuna Mozisi: “Udza Aroni mukoma wako kuti haafaniri kupinda chero paadira munzvimbo tsvene+ mukati meketeni,+ pamberi pechekukwidibirisa chiri paAreka, kuti arege kufa,+ nekuti ndichazviratidza pamusoro pechekukwidibirisa+ ndiri mugore.+

3 “Izvi ndizvo zvinofanira kuuya naAroni paanopinda munzvimbo tsvene: mukono wemombe mudiki wechibayiro chechivi+ negondohwe rechibayiro chinopiswa.+ 4 Anofanira kupfeka nguo refu tsvene yejira,+ uye chikabudura* chejira+ chinofanira kuvhara muviri wake,* uye anofanira kusunga bhandi rejira,+ opfeka ngowani yejira.+ Izvo zvipfeko zvitsvene.+ Anofanira kugeza muviri wake nemvura+ ozvipfeka.

5 “Anofanira kutora kuungano yevaIsraeri+ mbudzana hono mbiri kuti dzive chibayiro chechivi negondohwe rimwe kuti rive chibayiro chinopiswa.

6 “Aroni anofanira kubva auya nemukono wake wemombe wechibayiro chechivi, uye achazviyananisira iye+ neimba yake.

7 “Achabva atora mbudzi mbiri, odzimisa pamberi paJehovha pasuo retende rekusanganira. 8 Aroni achakanda mijenya pamusoro pembudzi dzacho mbiri, mumwe mujenya uri waJehovha uye mumwe mujenya uri weAzazeri.* 9 Aroni achauya nembudzi inenge yabatwa nemujenya+ waJehovha, oipa kuti ive chibayiro chechivi. 10 Asi mbudzi inenge yabatwa nemujenya weAzazeri inofanira kumiswa pamberi paJehovha iri mhenyu kuti ayananisire pamusoro payo, yonosiyiwa kurenje+ iri yeAzazeri.

11 “Aroni anofanira kubva auya nemukono wake wemombe wechibayiro chechivi, uye achazviyananisira iye neimba yake; kana adaro achauraya mukono wake wechibayiro chechivi.+

12 “Achabva atora paatari iri pamberi paJehovha mazimbe oazadza mumudziyo wekuisira moto,+ onokora kaviri rusenzi yakatsetseka inonhuhwirira,+ uye achauya nazvo mukati meketeni.+ 13 Achaisawo rusenzi yacho pamoto uri pamberi paJehovha,+ uye utsi hwerusenzi huchapfungaira huchivhara chekukwidibirisa cheAreka,+ chiri pamusoro peChipupuriro,+ kuti iye arege kufa.

14 “Achatora rimwe ropa remukono wacho+ orisasa nemunwe wake pedyo nechekukwidibirisa kurutivi rwekumabvazuva, osasa rimwe ropa nemunwe wake kanomwe pamberi pechekukwidibirisa.+

15 “Achabva auraya mbudzi yechibayiro chevanhu chechivi,+ ouya neropa rayo mukati meketeni,+ oita neropa rayo+ zvaanenge aita neropa remukono wemombe; anofanira kurisasa pedyo nechekukwidibirisa uye pamberi pechekukwidibirisa.

16 “Anofanira kuyananisira nzvimbo tsvene pamabasa evaIsraeri ekusachena uye pakutadza kwavo nepazvivi zvavo,+ uye izvozvo ndizvo zvaanofanira kuitira tende rekusanganira, iro riri kugara pakati pavo vachiita mabasa avo ekusachena.

17 “Hapana mumwe munhu anofanira kunge ari mutende rekusanganira kubvira paanopinda kuti ayananisire ari munzvimbo tsvene kusvikira abuda. Achazviyananisira iye pamwe neimba yake+ neungano yese yaIsraeri.+

18 “Achabva abuda oenda paatari+ iri pamberi paJehovha, oiyananisira, uye achabva atora rimwe ropa remukono wemombe nerimwe ropa rembudzi, oriisa panyanga dzeatari kumativi ese. 19 Achasasawo nemunwe wake rimwe ropa pamusoro payo kanomwe oichenesa pamabasa ekusachena evaIsraeri, kuti ive tsvene.

20 “Kana apedza kuyananisira+ nzvimbo tsvene netende rekusanganira neatari,+ achauyawo nembudzi mhenyu.+ 21 Aroni achaisa maoko ake ese pamusoro wembudzi yacho mhenyu, oreurura pamusoro payo kukanganisa kwese kwevaIsraeri nekutadza kwavo kwese nezvivi zvavo zvese, uye achazviisa pamusoro wembudzi yacho,+ oita kuti iendwe nayo kurenje nemunhu akasarudzwa onoisiya ikoko. 22 Mbudzi yacho ichatakura kukanganisa kwavo kwese+ ichienda kugwenga,+ uye iye achaisiya kurenje.+

23 “Aroni achabva apinda mutende rekusanganira, obvisa nguo dzaanga akapfeka paapinda munzvimbo tsvene, odziisa pasi imomo. 24 Anofanira kugeza muviri wake nemvura+ munzvimbo tsvene, opfeka nguo dzake;+ achabva abuda opa chibayiro chake chinopiswa+ nechibayiro chinopiswa chevanhu,+ ozviyananisira iye nevanhu vacho.+ 25 Achaita kuti mafuta echibayiro chechivi apfungaire paatari.

26 “Munhu uya anenge anosiya mbudzi yeAzazeri+ kurenje anofanira kugeza zvipfeko zvake, ogeza muviri wake nemvura, uye kana adaro anogona hake kupinda mumusasa.

27 “Uye mukono wemombe wechibayiro chechivi nembudzi yechibayiro chechivi, zvine ropa rakapindwa naro munzvimbo tsvene pakuyananisira, zvichabudiswa kunze kwemusasa, uye matehwe azvo, nenyama yazvo nendove yazvo zvichapiswa nemoto.+ 28 Anenge azvipisa anofanira kugeza zvipfeko zvake, uye anofanira kugeza muviri wake nemvura, uye kana adaro anogona hake kupinda mumusasa.

29 “Uchava murau kwamuri uchagara uripo: Mumwedzi wechinomwe pazuva rechigumi remwedzi wacho, munofanira kuzvirwadzisa,* uye hapana munhu anofanira kuita chero basa,+ angava wemunyika yenyu kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu. 30 Pazuva iri muchayananisirwa,+ kuti munzi makachena. Muchava vakachena pazvivi zvenyu zvese pamberi paJehovha.+ 31 Iro isabata rekuti muzorore zvakakwana, uye munofanira kuzvirwadzisa.*+ Uyu murau uchagara uripo.

32 “Mupristi anozodzwa+ uye anogadzwa* kuti ashumire semupristi+ achitsiva baba vake,+ ndiye achayananisira zvivi uye achapfeka nguo dzejira,+ idzo nguo tsvene.+ 33 Achayananisira nzvimbo tsvenetsvene,+ tende rekusanganira,+ neatari;+ uye achayananisira vapristi nevanhu vese veungano.+ 34 Uyu uchava murau kwamuri uchagara uripo,+ kuti muyananisire vaIsraeri zvivi zvavo zvese kamwe chete pagore.”+

Saka akaita zvese zvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe