RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kukumbira kunzwirwa nyasha

        • Vakafa havarumbidzi Mwari (5)

        • Mwari anonzwa zvikumbiro zvekunzwirwa nyasha (9)

Pisarema 6:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1968

Pisarema 6:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 38:1; Jer 10:24

Pisarema 6:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “tsitsi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 41:4; 103:2, 3

Pisarema 6:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu uri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 26:38, 39
  • +Pis 13:1, 2

Pisarema 6:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nunuraiwo mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 50:15
  • +Pis 119:88; Mari 3:22

Pisarema 6:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anokuyeukai.”

  • *

    Kana kuti “muSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 30:9; 115:17; Mup 9:5, 10

Pisarema 6:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:3
  • +Pis 39:12

Pisarema 6:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Rachembera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:9

Pisarema 6:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 3:4; 145:18, 19; VaH 5:7

Pisarema 6:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:22; 40:1; Jon 2:2

Pisarema 6:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 40:14; Jer 20:11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 6:1Pis 38:1; Jer 10:24
Pis. 6:2Pis 41:4; 103:2, 3
Pis. 6:3Mt 26:38, 39
Pis. 6:3Pis 13:1, 2
Pis. 6:4Pis 50:15
Pis. 6:4Pis 119:88; Mari 3:22
Pis. 6:5Pis 30:9; 115:17; Mup 9:5, 10
Pis. 6:6Pis 69:3
Pis. 6:6Pis 39:12
Pis. 6:7Pis 31:9
Pis. 6:8Pis 3:4; 145:18, 19; VaH 5:7
Pis. 6:9Pis 31:22; 40:1; Jon 2:2
Pis. 6:10Pis 40:14; Jer 20:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 6:1-10

Mapisarema

Kumutungamiriri; runofanira kuimbwa pamwe nezviridzwa zvine tambo zvichiridzwa nemutinhimira weSheminiti.* Rwiyo rwaDhavhidhi.

6 Haiwa Jehovha, musanditsiura makatsamwa,

Musandiruramisa makashatirwa.+

 2 Ndinzwireiwo nyasha* Jehovha, nekuti ndiri kupera simba.

Ndiporeseiwo Jehovha,+ nekuti mapfupa angu ari kudedera.

 3 Ndiri* kunetseka chaizvo,+

Uye kusvikira riini, nhai Jehovha?+

 4 Dzokai, Jehovha, ndinunureiwo;*+

Ndiponeseiwo nekuti mune rudo rusingachinji.+

 5 Nekuti hapana anokutaurai* murufu;

Ndiani achakurumbidzai muGuva?*+

 6 Simba rangu rapera nekugomera kwangu;+

Ndinozadza mubhedha wangu nemisodzi usiku hwese;

Pandinorara panoti chakwata nekuchema+ kwangu.

 7 Ziso rangu raneta nenhamo;+

Harichanyatsooni* nemhaka yevaya vari kunditambudza.

 8 Ndisiyei, imi mese munoita zvakaipa,

Nekuti Jehovha achanzwa kuchema kwangu.+

 9 Jehovha achanzwa kukumbira kwangu kunzwirwa nyasha;+

Jehovha achagamuchira munyengetero wangu.

10 Vavengi vangu vese vachanyadziswa uye vachanetseka;

Vachangoerekana vadonha nekunyara.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe