RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 68
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • ‘Vavengi vaMwari ngavapararire’

        • “Baba venherera” (5)

        • Mwari anopa vakasurukirwa pekugara (6)

        • “Vakadzi vanozivisa mashoko akanaka” (11)

        • Varume vakazova zvipo (18)

        • ‘Jehovha anotitakurira mutoro wedu zuva nezuva’ (19)

Pisarema 68:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 10:35; Pis 21:8

Pisarema 68:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Na 1:6

Pisarema 68:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 32:11

Pisarema 68:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “anotasva pamakore.”

  • *

    “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 12:4
  • +Eks 6:3

Pisarema 68:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mudziviriri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 22:22-24; Dhe 10:17, 18; Pis 10:14; 146:9
  • +Isa 57:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 4

Pisarema 68:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vapanduki.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 113:9
  • +Isa 61:1
  • +Dhe 28:15, 23; Pis 107:33, 34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 1 2018, p. 11

Pisarema 68:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:21

Pisarema 68:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 114:1, 4; VaH 12:26
  • +Eks 19:18; Vat 5:4, 5

Pisarema 68:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 10:34

Pisarema 68:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:20; Vat 5:1; 11:34; 1Sa 18:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2014, p. 10

    1/1/1991, p. 23

Pisarema 68:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 31:25-27; Jos 10:12, 16; 12:7; Vat 5:19
  • +Nu 31:27; 1Sa 30:23-25

Pisarema 68:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “makarara pakati pematanga emakwai.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 10

Pisarema 68:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Zvakaita sekuti muZarimoni muri kunaya chando.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 21:3; Jos 10:5, 10

Pisarema 68:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “igomo rakakura.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 21:33; Dhe 3:8, 10

Pisarema 68:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “rinofarirwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 11:5; Pis 48:2, 3; 132:13
  • +Dhe 12:5, 6; 1Mad 9:3; VaH 12:22

Pisarema 68:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 6:16, 17; Mt 26:53
  • +Eks 19:23; Dhe 33:2

Pisarema 68:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:7
  • +VaE 4:8, 11
  • +Dhe 2:36; 7:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/2010, p. 18

    6/1/2006, p. 10

    6/1/1999, pp. 9-10

    5/15/1993, pp. 13-14

Pisarema 68:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 55:22; 1Pe 5:6, 7

Pisarema 68:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 12:2; 45:17
  • +Dhe 32:39

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/2006, p. 14

Pisarema 68:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anofamba-famba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 55:23; Eze 18:26

Pisarema 68:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 21:33

Pisarema 68:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 58:10

Pisarema 68:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 15:25, 28; Pis 24:7

Pisarema 68:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 15:16; Pis 87:7; 150:3
  • +Vat 11:34; 1Sa 18:6

Pisarema 68:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 95:6; Isa 44:2

Pisarema 68:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 49:27; 1Sa 9:21

Pisarema 68:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 138:8

Pisarema 68:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:1; 1Mak 16:1; Ezr 5:14
  • +1Mad 10:10; 2Mak 32:23; Pis 72:10

Pisarema 68:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “achitsika-tsika.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 39:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 10

Pisarema 68:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Vamiririri vachabuda muIjipiti.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 45:14; 60:5

Pisarema 68:32

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ridzirai Jehovha rwiyo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:43

Pisarema 68:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 104:3

Pisarema 68:34

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mumakore.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 96:7

Pisarema 68:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 47:2; 66:5
  • +Pis 29:11; Isa 40:29-31

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 68:1Nu 10:35; Pis 21:8
Pis. 68:2Na 1:6
Pis. 68:3Pis 32:11
Pis. 68:4Isa 12:4
Pis. 68:4Eks 6:3
Pis. 68:5Eks 22:22-24; Dhe 10:17, 18; Pis 10:14; 146:9
Pis. 68:5Isa 57:15
Pis. 68:6Pis 113:9
Pis. 68:6Isa 61:1
Pis. 68:6Dhe 28:15, 23; Pis 107:33, 34
Pis. 68:7Eks 13:21
Pis. 68:8Pis 114:1, 4; VaH 12:26
Pis. 68:8Eks 19:18; Vat 5:4, 5
Pis. 68:10Nu 10:34
Pis. 68:11Eks 15:20; Vat 5:1; 11:34; 1Sa 18:6
Pis. 68:12Nu 31:25-27; Jos 10:12, 16; 12:7; Vat 5:19
Pis. 68:12Nu 31:27; 1Sa 30:23-25
Pis. 68:14Nu 21:3; Jos 10:5, 10
Pis. 68:15Nu 21:33; Dhe 3:8, 10
Pis. 68:161Mak 11:5; Pis 48:2, 3; 132:13
Pis. 68:16Dhe 12:5, 6; 1Mad 9:3; VaH 12:22
Pis. 68:172Mad 6:16, 17; Mt 26:53
Pis. 68:17Eks 19:23; Dhe 33:2
Pis. 68:182Sa 5:7
Pis. 68:18VaE 4:8, 11
Pis. 68:18Dhe 2:36; 7:22
Pis. 68:19Pis 55:22; 1Pe 5:6, 7
Pis. 68:20Isa 12:2; 45:17
Pis. 68:20Dhe 32:39
Pis. 68:21Pis 55:23; Eze 18:26
Pis. 68:22Nu 21:33
Pis. 68:23Pis 58:10
Pis. 68:241Mak 15:25, 28; Pis 24:7
Pis. 68:251Mak 15:16; Pis 87:7; 150:3
Pis. 68:25Vat 11:34; 1Sa 18:6
Pis. 68:26Pis 95:6; Isa 44:2
Pis. 68:27Ge 49:27; 1Sa 9:21
Pis. 68:28Pis 138:8
Pis. 68:291Mad 6:1; 1Mak 16:1; Ezr 5:14
Pis. 68:291Mad 10:10; 2Mak 32:23; Pis 72:10
Pis. 68:30Eze 39:18
Pis. 68:31Isa 45:14; 60:5
Pis. 68:32Dhe 32:43
Pis. 68:33Pis 104:3
Pis. 68:34Pis 96:7
Pis. 68:35Pis 47:2; 66:5
Pis. 68:35Pis 29:11; Isa 40:29-31
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 68:1-35

Mapisarema

Kumutungamiriri. Pisarema raDhavhidhi. Rwiyo.

68 Mwari ngaasimuke, vavengi vake ngavapararire,

Uye vaya vanomuvenga ngavatize pamberi pake.+

 2 Sekudzingwa kunoitwa utsi nemhepo, vadzingei;

Sekunyunguduka kunoita namo mumoto,

Vakaipa ngavaparare pamberi paMwari.+

 3 Asi vakarurama ngavafare;+

Ngavafare chaizvo pamberi paMwari;

Ngavapembere vachifara.

 4 Imbirai Mwari; imbai muchirumbidza zita rake.+

Imbirai iye anopfuura nemumapani erenje.*

Jah* ndiro zita rake!+ Pemberai pamberi pake!

 5 Baba venherera uye mutongi* wechirikadzi+

Ndiye Mwari ari munzvimbo yake tsvene yaanogara.+

 6 Mwari anopa vaya vakasurukirwa musha wekugara;+

Anotungamirira vasungwa achibuda navo kuti vabudirire.+

Asi vaya vakaoma musoro* vanofanira kugara munyika yakaita gwenga.+

 7 Haiwa Mwari, pamakatungamirira vanhu venyu,+

Pamakafamba nemugwenga, (Sera)

 8 Nyika yakadengenyeka;+

Denga rakadurura mvura nemhaka yaMwari;

Sinai iri rakadengenyeka nemhaka yaMwari, iye Mwari waIsraeri.+

 9 Makaita kuti mvura inaye yakawanda, haiwa Mwari;

Makasimbisazve vanhu venyu vakanga varukutika.

10 Vakagara mumusasa wenyu wematende;+

Nekunaka kwenyu makariritira varombo, haiwa Mwari.

11 Jehovha anopa murayiro;

Vakadzi vanozivisa mashoko akanaka iuto guru.+

12 Madzimambo emauto anotiza,+ anotiza!

Uya anosara kumba anowanawo mugove wezvakapambwa.+

13 Kunyange zvazvo imi makanga makarara makabatidza moto mumusasa,*

Pachava nemapapiro enjiva akafukidzwa nesirivha,

Ane minhenga yegoridhe rakanatswa.

14 Wemasimbaose paakaparadzira madzimambo ayo,+

Chando chakatanga kunaya muZarimoni.*

15 Gomo reBhashani+ igomo raMwari;*

Gomo reBhashani igomo rine misoro mizhinji.

16 Imi makomo ane misoro mizhinji, munotarisirei muchichiva

Gomo rakasarudzwa* naMwari kuti agare?+

Chokwadi Jehovha achagara mariri nekusingaperi.+

17 Ngoro dzaMwari dzehondo dzinosvika makumi ezviuru, zviuru nezviuru.+

Jehovha abva kuSinai achipinda munzvimbo tsvene.+

18 Makakwira kumusoro;+

Makaenda nenhapwa;

Makatora varume vakazova zvipo,+

Makatora kunyange vakaoma musoro,+ kuti vagare pakati pavo, haiwa Jah Mwari.

19 Jehovha ngaarumbidzwe, anotitakurira mutoro wedu zuva nezuva,+

Mwari wechokwadi weruponeso rwedu. (Sera)

20 Kwatiri Mwari wechokwadi ndiMwari wekuponesa;+

Uye Jehovha, Changamire Ishe anowanisa nzira dzekupona nadzo murufu.+

21 Chokwadi Mwari achapwanya misoro yevavengi vake,

Nhongonya ine bvudzi yemusoro wemunhu anoramba* achiita chivi.+

22 Jehovha ati: “Ndichavadzosa kubva kuBhashani;+

Ndichavadzosa kubva pasi pegungwa,

23 Kuti tsoka dzenyu dzinyure muropa+

Uye kuti rurimi rwembwa dzenyu ruwane mugove warwo pavavengi.”

24 Vanoona midungwe yevanhu venyu, haiwa Mwari,

Midungwe yevanhu vaMwari wangu, iye Mambo wangu, ichipinda munzvimbo tsvene.+

25 Vaimbi vanofamba vari pamberi, vaya vanoridza zviridzwa zvine tambo vari shure kwavo;+

Pakati pavo pane vasikana vari kuridza matambureni.+

26 Rumbidzai Mwari pakati peungano yakakura;

Rumbidzai Jehovha, imi munobva kuTsime raIsraeri.+

27 Ikoko Bhenjamini,+ gotwe racho, ari kuvakunda,

Uye machinda eJudha nechaunga chavo chine ruzha vari kukundawo,

Nemachinda aZebhuroni, nemachinda aNaftari.

28 Mwari wako arayira kuti uchapiwa simba.

Ratidzai simba renyu, haiwa Mwari, sezvamakambotiitira.+

29 Nekuda kwetemberi yenyu iri kuJerusarema,+

Madzimambo achakuunzirai zvipo.+

30 Tukai zvikara zvemutsanga,

Mombe+ dzakaungana nemhuru dzacho,

Kusvikira marudzi akotama achiunza* sirivha.

Asi anoparadzira marudzi anofarira hondo.

31 Zvinhu zvakagadzirwa nemhangura zvichabva kuIjipiti;*+

Kushi ichakurumidza kupa Mwari zvipo.

32 Haiwa imi umambo hwenyika, imbirai Mwari,+

Imbai muchirumbidza Jehovha,* (Sera)

33 Imbirai uya akatasva denga rematenga ekare.+

Onai! Iye anotinhira nenzwi rake, inzwi rake rine simba.

34 Bvumai simba rina Mwari.+

Ukuru hwake huri pamusoro paIsraeri,

Uye simba rake riri mudenga.*

35 Mwari anoshamisa ari munzvimbo yake tsvene.+

Ndiye Mwari waIsraeri,

Anopa simba uye anosimbisa vanhu.+

Mwari ngaarumbidzwe.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe