RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Jehovha Mutongi akarurama

        • “Nditongeiwo, Jehovha” (8)

Pisarema 7:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “rwekuchema.”

Pisarema 7:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:2; Zvi 18:10
  • +Jer 15:15; 2VaK 4:9; 2Pe 2:9

Pisarema 7:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vachabvambura-bvambura mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 10:9

Pisarema 7:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Ndichisiya uya anondivenga pasina chikonzero.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 17:13

Pisarema 7:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ngaadzingirire abate mweya wangu.”

Pisarema 7:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 3:7; 35:1
  • +Pis 103:6

Pisarema 7:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:25; Pis 9:7, 8
  • +Pis 18:20; 26:11; 41:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2008, p. 6

Pisarema 7:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anoedza mwoyo neitsvo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:25
  • +Dhe 32:4; Zva 15:3
  • +1Sa 16:7
  • +1Mak 28:9; Jer 17:10; Zva 2:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2008, p. 6

Pisarema 7:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:1; Zvi 30:5
  • +Zvi 2:21

Pisarema 7:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:25; Pis 9:4; 98:9

Pisarema 7:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 55:7
  • +Dhe 32:41
  • +Dhe 32:21, 23

Pisarema 7:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:42

Pisarema 7:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 1:15

Pisarema 7:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 7:10; Pis 10:2; 35:7, 8; 57:6; Zvi 26:27

Pisarema 7:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 9:24, 25

Pisarema 7:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 35:28
  • +Isa 25:1; VaH 13:15; Zva 15:4
  • +Dha 4:17

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 7:1Pis 18:2; Zvi 18:10
Pis. 7:1Jer 15:15; 2VaK 4:9; 2Pe 2:9
Pis. 7:2Pis 10:9
Pis. 7:4Zvi 17:13
Pis. 7:6Pis 3:7; 35:1
Pis. 7:6Pis 103:6
Pis. 7:8Ge 18:25; Pis 9:7, 8
Pis. 7:8Pis 18:20; 26:11; 41:12
Pis. 7:9Pis 37:25
Pis. 7:9Dhe 32:4; Zva 15:3
Pis. 7:91Sa 16:7
Pis. 7:91Mak 28:9; Jer 17:10; Zva 2:23
Pis. 7:10Ge 15:1; Zvi 30:5
Pis. 7:10Zvi 2:21
Pis. 7:11Ge 18:25; Pis 9:4; 98:9
Pis. 7:12Isa 55:7
Pis. 7:12Dhe 32:41
Pis. 7:12Dhe 32:21, 23
Pis. 7:13Dhe 32:42
Pis. 7:14Jak 1:15
Pis. 7:15Es 7:10; Pis 10:2; 35:7, 8; 57:6; Zvi 26:27
Pis. 7:16Es 9:24, 25
Pis. 7:17Pis 35:28
Pis. 7:17Isa 25:1; VaH 13:15; Zva 15:4
Pis. 7:17Dha 4:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 7:1-17

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi rwekushungurudzika,* rwaakaimbira Jehovha nezvemashoko aKushi muBhenjamini.

7 Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndakapotera kwamuri.+

Ndiponesei pane vese vanonditambudza, mundinunure.+

 2 Mukasadaro vachandibvambura-bvambura* sezvinoita shumba,+

Vachienda neni pasina anondinunura.

 3 Haiwa Jehovha Mwari wangu, kana ndiri ini ndakatadza,

Kana ndakaita zvisina kururama,

 4 Kana ndakatadzira munhu aindiitira zvakanaka,+

Kana kuti, kana ndakapamba zvinhu zvemuvengi wangu pasina chikonzero,*

 5 Muvengi ngaandidzingirire andibate;*

Ngaatsike-tsike upenyu hwangu panyika,

Aite kuti kukudzwa kwangu kuparare muguruva. (Sera)

 6 Haiwa Jehovha, simukai makatsamwa;

Simukai murwisane nevavengi vangu+ vakatsamwa;

Mukai muite kuti nditongwe zvakarurama.+

 7 Marudzi ngaakukombei;

Uye muchaarwisa muri kumusoro.

 8 Jehovha achapa mutongo pamarudzi.+

Nditongeiwo, Jehovha, zvinoenderana nekururama kwangu

Uye zvinoenderana nekuperera kwangu+ kwamuri.

 9 Ndapota gumisai zvakaipa zvevakaipa.

Asi simbisai vakarurama,+

Sezvo muri Mwari akarurama+ anoongorora mwoyo+ uye pfungwa dzakadzama.*+

10 Mwari inhoo yangu,+ Muponesi wevaya vane mwoyo wakarurama.+

11 Mwari Mutongi akarurama,+

Uye Mwari anozivisa mitongo yake mazuva ese.

12 Kana munhu asingapfidzi,+ Mwari anorodza bakatwa rake;+

Anosunga uta hwake ohukunga.+

13 Anogadzirira zvombo zvake zvekuurayisa;

Anogadzirira miseve yake inopfuta.+

14 Tarisai munhu ane pamuviri pezvakaipa;

Anobata pamuviri pematambudziko uye anozvara nhema.+

15 Anofukunura gomba, orichera kuti ridzike,

Asi anowira mugomba racho raakachera.+

16 Matambudziko aanokonzera achadzoka pamusoro pake;+

Zvinhu zvemhirizhonga zvaanoita zvichawira panhongonya yake.

17 Ndicharumbidza Jehovha nekuti anotonga zvakarurama;+

Ndichaimba ndichirumbidza zita raJehovha+ Wekumusorosoro.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe