RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 90
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mwari wekusingaperi uye munhu anorarama kwenguva diki

        • Makore ane chiuru sezuva razuro (4)

        • Munhu anorarama makore 70 kusvika ku80 (10)

        • “Tidzidzisei kuverenga mazuva edu” (12)

Pisarema 90:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 10

Pisarema 90:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “nzvimbo yedu yekupotera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:27; Pis 91:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2013, pp. 19-23

    7/1/2010, p. 28

    11/15/2001, p. 11

    3/1/1993, p. 32

Pisarema 90:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 10:12
  • +Pis 93:2; Isa 40:28; Ha 1:12; 1Ti 1:17; Zva 1:8; 15:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 4

    Nharireyomurindi,

    10/1/2015, p. 13

    7/1/2010, p. 28

    11/15/2001, p. 11

    3/1/1993, p. 32

    “Rugwaro Rwose,” p. 278

    Kukurukurirana, p. 261

Pisarema 90:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:19; Pis 104:29; 146:3, 4; Mup 3:20; 12:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, pp. 11-12

Pisarema 90:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Pe 3:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, pp. 11-12

Pisarema 90:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 9:25
  • +Pis 103:15; 1Pe 1:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 12

Pisarema 90:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 14:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 12

Pisarema 90:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 17:12, 13; Dhe 32:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 12

Pisarema 90:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Munoziva kukanganisa kwedu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 16:17
  • +Zvi 24:12; VaH 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, pp. 12-13

Pisarema 90:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Upenyu hwedu hunopera.”

  • *

    Kana kuti “sebefu.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, pp. 12-13

Pisarema 90:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 19:34, 35
  • +Job 14:10; Pis 78:39; Ru 12:20; Jak 4:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 13

    11/15/1993, p. 3

Pisarema 90:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 33:14; Ru 12:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 13

Pisarema 90:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 39:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 13

    5/1/2005, p. 32

    11/15/2002, p. 21

    11/15/2001, p. 13

    11/15/1999, pp. 17-18

    9/1/1999, pp. 20-21

    11/1/1995, pp. 17-18

    2/1/1994, p. 15

Pisarema 90:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 6:4
  • +Pis 89:46
  • +Dhe 32:36; Pis 135:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, pp. 13-14

Pisarema 90:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 36:7; 51:1; 63:3; 85:7
  • +Pis 149:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, pp. 13-14

Pisarema 90:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 30:5
  • +Dhe 2:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 14

Pisarema 90:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 14:31; Jos 23:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 14

Pisarema 90:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “rinyatsosimba.”

  • *

    Kana kuti “rinyatsosimba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 127:1; Zvi 16:3; Isa 26:12; 1VaK 3:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2006, p. 13

    11/15/2001, pp. 14-15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 90:mashoko ekusumaDhe 33:1
Pis. 90:1Dhe 33:27; Pis 91:1
Pis. 90:2Jer 10:12
Pis. 90:2Pis 93:2; Isa 40:28; Ha 1:12; 1Ti 1:17; Zva 1:8; 15:3
Pis. 90:3Ge 3:19; Pis 104:29; 146:3, 4; Mup 3:20; 12:7
Pis. 90:42Pe 3:8
Pis. 90:5Job 9:25
Pis. 90:5Pis 103:15; 1Pe 1:24
Pis. 90:6Job 14:2
Pis. 90:7Nu 17:12, 13; Dhe 32:22
Pis. 90:8Jer 16:17
Pis. 90:8Zvi 24:12; VaH 4:13
Pis. 90:102Sa 19:34, 35
Pis. 90:10Job 14:10; Pis 78:39; Ru 12:20; Jak 4:13, 14
Pis. 90:11Isa 33:14; Ru 12:5
Pis. 90:12Pis 39:4
Pis. 90:13Pis 6:4
Pis. 90:13Pis 89:46
Pis. 90:13Dhe 32:36; Pis 135:14
Pis. 90:14Pis 36:7; 51:1; 63:3; 85:7
Pis. 90:14Pis 149:2
Pis. 90:15Pis 30:5
Pis. 90:15Dhe 2:14
Pis. 90:16Nu 14:31; Jos 23:14
Pis. 90:17Pis 127:1; Zvi 16:3; Isa 26:12; 1VaK 3:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 90:1-17

Mapisarema

BHUKU RECHINA

(Mapisarema 90-106)

Munyengetero waMozisi, munhu waMwari wechokwadi.+

90 Haiwa Jehovha, magara muri nzvimbo yedu yekugara*+ kwezvizvarwa nezvizvarwa.

 2 Makomo asati aberekwa,

Kana kuti musati masika pasi pano nenyika yese,+

Muri Mwari kubvira nariini kusvikira nariini.+

 3 Munoita kuti munhu adzokere kuguruva;

Munoti: “Dzokerai, imi vanakomana vevanhu.”+

 4 Nekuti kwamuri makore ane chiuru akaita sezuva razuro parinenge rapfuura,+

Senguva yekurinda yeusiku.

 5 Munovatsvaira voenda;+ vanoita sehopewo zvadzo;

Mangwanani vakaita seuswa hunotungira.+

 6 Mangwanani hunotumbuka, hwochinja,

Asi manheru hunosvava hwooma.+

 7 Nekuti tinopera nekushatirwa kwenyu+

Uye tinotyiswa nehasha dzenyu.

 8 Munoisa kukanganisa kwedu pamberi penyu;*+

Zvatakavanza zvinobudiswa pachena nechiedza chechiso chenyu.+

 9 Mazuva edu anopera* nekuda kwekushatirwa kwenyu;

Uye makore edu anopera sezevezeve.*

10 Tinorarama makore 70,

Kana kuti 80,+ kana munhu akati simbei.

Asi akazara nematambudziko nekusuwa;

Anokurumidza kupfuura, tobhururuka, toenda.+

11 Ndiani anogona kunzwisisa simba rekushatirwa kwenyu?

Kukura kwehasha dzenyu kunoenderana nekutyiwa kwamakakodzera.+

12 Tidzidzisei kuverenga mazuva edu+

Kuti tive nemwoyo wakachenjera.

13 Dzokai, haiwa Jehovha!+ Izvi zvicharamba zvakadai kusvikira riini?+

Nzwirai tsitsi vashumiri venyu.+

14 Tigutsei mangwanani nerudo rwenyu rusingachinji,+

Kuti tipembere nemufaro uye tifare+ mazuva edu ese.

15 Itai kuti tifare zvinoenderana nemazuva amakatitambudza,+

Zvinoenderana nemakore atakaona nhamo.+

16 Vashumiri venyu ngavaone basa renyu,

Uye vanakomana vavo ngavaone kubwinya kwenyu.+

17 Nyasha dzaJehovha Mwari wedu ngadzive patiri;

Itai kuti basa remaoko edu ribudirire.*

Chokwadi, itai kuti basa remaoko edu ribudirire.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe