RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Madzimambo

      • Mambo Hiramu anopa zvekuvakisa (1-12)

      • Vanhu vakatorwa naSoromoni kuti vaite basa (13-18)

1 Madzimambo 5:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akanga agara achida Dhavhidhi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 27:3
  • +2Sa 5:11

1 Madzimambo 5:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 2:3

1 Madzimambo 5:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:5; 1Mak 22:7, 8

1 Madzimambo 5:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:24, 25
  • +Zvi 16:7

1 Madzimambo 5:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:12, 13; 1Mak 22:9, 10; 2Mak 2:4

1 Madzimambo 5:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:9, 20
  • +2Mak 2:8

1 Madzimambo 5:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 2:11, 12

1 Madzimambo 5:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 6:5; 1Mad 6:15; 2Mak 3:5

1 Madzimambo 5:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 2:15, 16; Ezr 3:7

1 Madzimambo 5:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kori uwandu hwaizadza midziyo 10 yemarita 22. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 2:10

1 Madzimambo 5:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “sungano.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:12; 4:29; Jak 1:5

1 Madzimambo 5:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2005, p. 23

1 Madzimambo 5:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 20:24; 1Mad 4:6; 12:18

1 Madzimambo 5:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “rekutakura zvinorema.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 22:15
  • +Jos 16:10; 1Mad 9:20-22; 2Mak 2:2, 17, 18; 8:7-9

1 Madzimambo 5:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2005, p. 19

1 Madzimambo 5:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:9; 1Mak 22:2
  • +Zva 21:14
  • +1Mad 6:7

1 Madzimambo 5:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 13:1, 5

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Madz. 5:1Eze 27:3
1 Madz. 5:12Sa 5:11
1 Madz. 5:22Mak 2:3
1 Madz. 5:32Sa 7:5; 1Mak 22:7, 8
1 Madz. 5:41Mad 4:24, 25
1 Madz. 5:4Zvi 16:7
1 Madz. 5:52Sa 7:12, 13; 1Mak 22:9, 10; 2Mak 2:4
1 Madz. 5:61Mad 6:9, 20
1 Madz. 5:62Mak 2:8
1 Madz. 5:72Mak 2:11, 12
1 Madz. 5:82Sa 6:5; 1Mad 6:15; 2Mak 3:5
1 Madz. 5:92Mak 2:15, 16; Ezr 3:7
1 Madz. 5:112Mak 2:10
1 Madz. 5:121Mad 3:12; 4:29; Jak 1:5
1 Madz. 5:131Mad 9:15
1 Madz. 5:142Sa 20:24; 1Mad 4:6; 12:18
1 Madz. 5:151Mak 22:15
1 Madz. 5:15Jos 16:10; 1Mad 9:20-22; 2Mak 2:2, 17, 18; 8:7-9
1 Madz. 5:161Mad 9:23
1 Madz. 5:171Mad 7:9; 1Mak 22:2
1 Madz. 5:17Zva 21:14
1 Madz. 5:171Mad 6:7
1 Madz. 5:18Jos 13:1, 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Madzimambo 5:1-18

Bhuku Rekutanga reMadzimambo

5 Hiramu mambo weTire+ paakanzwa kuti Soromoni akanga azodzwa kuva mambo panzvimbo yababa vake, akatuma varanda vake kuna Soromoni, nekuti Hiramu akanga agara ari shamwari yaDhavhidhi.*+ 2 Soromoni akabva atumirawo shoko kuna Hiramu,+ achiti: 3 “Imi munonyatsoziva kuti baba vangu Dhavhidhi havana kukwanisa kuvaka imba yezita raJehovha Mwari wavo nemhaka yekurwiswa kwavaiitwa kumativi ese, kusvikira Jehovha aisa vavengi vavo pasi petsoka dzavo.+ 4 Asi iye zvino Jehovha Mwari wangu andipa zororo kumativi ese.+ Hapana ari kundirwisa, uye hapana chakaipa chiri kuitika.+ 5 Saka ndiri kuda kuvakira zita raJehovha Mwari wangu imba, sezvakavimbiswa baba vangu Dhavhidhi naJehovha, achiti: ‘Mwanakomana wako wandichaisa pachigaro chako cheumambo panzvimbo yako, ndiye achavakira zita rangu imba.’+ 6 Zvino rayirai vanhu venyu kuti vanditemere misidhari yekuRebhanoni.+ Varanda vangu vachashanda nevaranda venyu, uye ndichapa varanda venyu mubhadharo wamunenge mataura, nekuti imi munoziva kuti pakati pedu hapana munhu anogona kutema miti sezvinoita vaSidhoni.”+

7 Hiramu paakanzwa mashoko aSoromoni, akafara chaizvo, akati: “Jehovha ngaarumbidzwe nhasi nekuti akapa Dhavhidhi mwanakomana akachenjera kuti atungamirire vanhu ava vakawanda!”+ 8 Saka Hiramu akatumira shoko kuna Soromoni, achiti: “Ndanzwa shoko rawanditumira. Ndichaita zvese zvauri kuda; ndichakupa matanda emisidhari nematanda emijunipa.+ 9 Varanda vangu vachabva nawo kuRebhanoni vodzika nawo kugungwa, uye ndichaasunga pamwe chete ndichiayeredza nemugungwa achienda kunzvimbo yauchandiudza. Ndichaita kuti asunungurwe ikoko, iwe wozoatakura. Iwewo uchandipa zvekudya zveimba yangu zvandichakumbira.”+

10 Saka Hiramu akapa Soromoni matanda ese emisidhari neemijunipa aidiwa naSoromoni. 11 Soromoni akapawo Hiramu makori* 20 000 egorosi kuti veimba yake vadye nemakori 20 emafuta akacheneswa emaorivhi. Soromoni aipa Hiramu zvinhu izvozvo gore negore.+ 12 Jehovha akapa Soromoni uchenjeri, sezvaakanga amuvimbisa.+ Pakati paHiramu naSoromoni pakava nerugare, uye vaviri vacho vakaita chibvumirano.*

13 Mambo Soromoni akatora varume kubva muIsraeri yese kuti vaite basa rekumanikidzwa;+ akatora varume 30 000. 14 Aivatuma kuRebhanoni vari mumapoka evanhu 10 000 pamwedzi. Vaiita mwedzi vari kuRebhanoni, uye mwedzi miviri vari kumisha yavo; Adhoniramu+ ndiye aitungamirira vaya vakanga vatorwa kuti vaite basa rekumanikidzwa. 15 Soromoni aiva nevashandi 70 000 vaiita basa risingadi unyanzvi* ne80 000 vaicheka matombo+ mumakomo,+ 16 uyewo paiva nevatariri+ 3 300 vaSoromoni avo vaiva maforomani evashandi vacho. 17 Vachitevera murayiro waMambo, vakachera matombo makuru, matombo anodhura,+ kuti vavake faundesheni+ yeimba yacho nematombo akavezwa.+ 18 Saka vavaki vaSoromoni nevavaki vaHiramu nevanhu vekuGebhari+ vakaveza matombo, uye vakagadzira matanda nematombo ekuvakisa imba yacho.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe