RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raRevhitiko

      • Moto unobva kuna Jehovha unouraya Nadhabhi naAbhihu (1-7)

      • Zvinofanira kuitwa nevapristi panyaya yekunwa nekudya (8-20)

Revhitiko 10:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:23; 1Mak 24:2
  • +Eks 30:34, 35; Re 16:12
  • +Eks 30:9; Re 10:9; 16:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2004, p. 22

Revhitiko 10:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 16:35
  • +Nu 26:61

Revhitiko 10:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:22

Revhitiko 10:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:18

Revhitiko 10:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 21:10

Revhitiko 10:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 28:41; Re 8:12; 21:11, 12

Revhitiko 10:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 44:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2014, p. 17

    12/1/2004, pp. 21-22

    5/15/2004, p. 22

    “Rugwaro Rwose,” p. 27

Revhitiko 10:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 44:23

Revhitiko 10:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 33:10; 2Mak 17:8, 9; Ne 8:7, 8; Mar 2:7

Revhitiko 10:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko rakashandurwa kuti zviyo rinoreva zvirimwa zvakasiyana-siyana zvine tsanga zvakadai segorosi nebhari.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 6:14, 16
  • +Re 21:22

Revhitiko 10:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 6:26; Nu 18:10

Revhitiko 10:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iyi inyama yepachipfuva pemhuka, panosangana mbabvu.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 22:13; Nu 18:11
  • +Eks 29:26-28; Re 7:31, 34; 9:21

Revhitiko 10:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 9:13

Revhitiko 10:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 9:3, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2011, p. 12

Revhitiko 10:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 6:25, 26; Eze 44:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2011, p. 12

Revhitiko 10:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 6:29, 30

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2011, p. 12

Revhitiko 10:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 9:8, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2011, p. 12

Revhitiko 10:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2011, p. 12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Revh. 10:1Eks 6:23; 1Mak 24:2
Revh. 10:1Eks 30:34, 35; Re 16:12
Revh. 10:1Eks 30:9; Re 10:9; 16:1, 2
Revh. 10:2Nu 16:35
Revh. 10:2Nu 26:61
Revh. 10:3Eks 19:22
Revh. 10:4Eks 6:18
Revh. 10:6Re 21:10
Revh. 10:7Eks 28:41; Re 8:12; 21:11, 12
Revh. 10:9Eze 44:21
Revh. 10:10Eze 44:23
Revh. 10:11Dhe 33:10; 2Mak 17:8, 9; Ne 8:7, 8; Mar 2:7
Revh. 10:12Re 6:14, 16
Revh. 10:12Re 21:22
Revh. 10:13Re 6:26; Nu 18:10
Revh. 10:14Re 22:13; Nu 18:11
Revh. 10:14Eks 29:26-28; Re 7:31, 34; 9:21
Revh. 10:151VaK 9:13
Revh. 10:16Re 9:3, 15
Revh. 10:17Re 6:25, 26; Eze 44:29
Revh. 10:18Re 6:29, 30
Revh. 10:19Re 9:8, 12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Revhitiko 10:1-20

Revhitiko

10 Vanakomana vaAroni, Nadhabhi naAbhihu,+ vakazotora mumwe nemumwe mudziyo wake wekuisira moto, vakaisa moto mumidziyo yacho ndokuisamo rusenzi.+ Vakabva vatanga kuipisira pamberi paJehovha nemoto usingabvumirwi,+ waakanga asina kuvarayira kuti vabatidze. 2 Pavakadaro, moto wakabva kuna Jehovha ndokuvaparadza,+ zvekuti vakafira pamberi paJehovha.+ 3 Mozisi akabva ati kuna Aroni: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha, ‘Vanhu vese vari pedyo neni vanofanira kuziva kuti ndiri mutsvene,+ uye ndinofanira kukudzwa pamberi pevanhu vese.’” Uye Aroni akaramba akanyarara.

4 Saka Mozisi akashevedza Mishaeri naErizafani, vanakomana vaUzieri,+ babamudiki vaAroni, akati kwavari: “Uyai kuno mutakure hama dzenyu dzibve pamberi penzvimbo tsvene mudziendese kunze kwemusasa.” 5 Saka vakauya, vakatakura varume vacho vachakapfeka nguo dzavo refu, vakavaendesa kunze kwemusasa, sezvavakanga vaudzwa naMozisi.

6 Mozisi akabva ati kuna Aroni nevamwe vanakomana vake Eriyezari naItamari: “Musasiya misoro yenyu yakati nyangarara kana kubvarura nguo dzenyu,+ kuti murege kufa uye kuti Mwari arege kutsamwira ungano yese. Hama dzenyu dzeimba yese yaIsraeri ndidzo dzichachema vaya vaurayiwa naJehovha nemoto. 7 Musabuda pasuo retende rekusanganira kuti murege kufa, nekuti mafuta aJehovha ekuzodza nawo ari pamuri.”+ Saka vakaita zvakataurwa naMozisi.

8 Jehovha akabva ati kuna Aroni: 9 “Iwe nevanakomana vako vauinavo hamufaniri kunwa waini kana zvimwe zvinwiwa zvinodhaka, pamunopinda mutende rekusanganira,+ kuti murege kufa. Uyu murau uchagara uripo kwezvizvarwa zvenyu zvese. 10 Izvi zvichasiyanisa chinhu chitsvene nechisiri chitsvene uye chinhu chisina kuchena nechakachena,+ 11 uye zvichadzidzisa vaIsraeri mirau yese yavakataurirwa naJehovha achishandisa Mozisi.”+

12 Mozisi akabva ataura naAroni nevanakomana vake vakanga vasara, Eriyezari naItamari, achiti: “Torai zvakasara pamupiro wezviyo* wakapisirwa Jehovha nemoto mozvibikisa chingwa chisina mbiriso, mochidyira pedyo neatari,+ nekuti izvo zvinhu zvitsvenetsvene.+ 13 Munofanira kuzvidyira munzvimbo tsvene,+ nekuti ndiwo mugove wenyu nemugove wevanakomana venyu unobva pamipiro inopisirwa Jehovha nemoto, nekuti ndizvo zvandakarayirwa. 14 Iwe nevanakomana vako nevanasikana vako vauinavo+ munofanirawo kutora chityu* chechibayiro chinovheyeswa nechidya chemugove mutsvene+ mozvidyira panzvimbo yakachena, nekuti zvakapiwa kuti zvive mugove wako nemugove wevanakomana vako unobva pazvibayiro zverugare zvevaIsraeri. 15 Vachauya nechidya chemugove mutsvene nechityu chechibayiro chinovheyeswa pamwe chete nezvibayiro zvemafuta zvinopiswa nemoto, kuti vavheyese zvibayiro zvinovheyeswa pamberi paJehovha; uye izvi zvicharamba zviri mugove wako nevanakomana vako vauinavo,+ sezvakarayirwa naJehovha.”

16 Mozisi akatanga kutsvaga mbudzi yechibayiro chechivi,+ asi akaona kuti yakanga yapiswa. Saka akatsamwira Eriyezari naItamari, vanakomana vaAroni vakanga vasara, uye akati: 17 “Maregererei kudyira chibayiro chechivi munzvimbo tsvene,+ sezvo chiri chinhu chitsvenetsvene chaakakupai kuti mutakure chivi cheungano uye kuti muiyananisire pamberi paJehovha? 18 Zvino chionai! Ropa racho harina kuunzwa mukati menzvimbo tsvene.+ Manga muchifanira kuchidyira munzvimbo tsvene, sezvandakarayirwa.” 19 Aroni akapindura Mozisi kuti: “Zvaitika ndezvekuti, vanhu vapa chibayiro chavo chechivi nechibayiro chavo chinopiswa nhasi pamberi paJehovha.+ Asi zvino ini ndawirwa nedambudziko iri. Dai ndanga ndadya chibayiro chechivi nhasi, Jehovha angadai afara nazvo here?” 20 Mozisi paakanzwa izvozvo, akagutsikana.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe