RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 48
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Ziyoni, guta raMambo Mukuru

        • Mufaro wenyika yese (2)

        • Ongororai guta neshongwe dzaro (11-13)

Pisarema 48:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:19

Pisarema 48:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 2:15
  • +Pis 47:8; 135:21; Mt 5:34, 35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    ‘Nyika Yakanaka’, p. 20

Pisarema 48:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yakakwirira yakachengeteka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 125:1

Pisarema 48:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “akarangana ndokusangana.”

Pisarema 48:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 87:5; Isa 2:2; Mik 4:1

Pisarema 48:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 26:3; 40:10; 63:3

Pisarema 48:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 113:3
  • +Pis 17:7; 60:5; 98:2

Pisarema 48:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Vanasikana veJudha ngavafare.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:68
  • +Pis 97:8

Pisarema 48:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 12:38, 39

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2015, p. 9

Pisarema 48:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 26:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2015, p. 9

Pisarema 48:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “kusvikira tafa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:14
  • +Isa 58:11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 48:mashoko ekusuma2Mak 20:19
Pis. 48:2Mari 2:15
Pis. 48:2Pis 47:8; 135:21; Mt 5:34, 35
Pis. 48:3Pis 125:1
Pis. 48:8Pis 87:5; Isa 2:2; Mik 4:1
Pis. 48:9Pis 26:3; 40:10; 63:3
Pis. 48:10Pis 113:3
Pis. 48:10Pis 17:7; 60:5; 98:2
Pis. 48:11Pis 78:68
Pis. 48:11Pis 97:8
Pis. 48:12Ne 12:38, 39
Pis. 48:13Isa 26:1
Pis. 48:14Pis 31:14
Pis. 48:14Isa 58:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 48:1-14

Mapisarema

Rwiyo. Pisarema revanakomana vaKora.+

48 Jehovha mukuru uye akanyatsokodzera kurumbidzwa,

Kurumbidzwa muguta raMwari wedu, mugomo rake dzvene.

 2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+

Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,

Guta raMambo Mukuru.+

 3 Mushongwe dzaro dzakavakwa zvakasimba,

Mwari azivisa kuti iye inzvimbo yekupotera.*+

 4 Nekuti onai! madzimambo akaungana;*

Akaenda mberi ari pamwe chete.

 5 Pavakazviona, vakashamiswa.

Vakavhunduka, vakatiza nekutya.

 6 Vakatanga kudedera vari ikoko,

Vakarwadziwa sezvinoita mukadzi ari kusununguka.

 7 Munoparadza ngarava dzekuTashishi nemhepo yekumabvazuva.

 8 Zvatakanga taita zvekunzwa, iye zvino tava kuzvionera

Muguta raJehovha wemauto, muguta raMwari wedu.

Mwari acharisimbisa kwazvo nekusingaperi.+ (Sera)

 9 Haiwa Mwari, tinofungisisa nezverudo rwenyu rusingachinji+

Tiri mutemberi yenyu.

10 Kungofanana nezita renyu, haiwa Mwari, kurumbidzwa kwenyu

Kunosvika kumigumo yenyika.+

Ruoko rwenyu rwerudyi rwakazara nekururama.+

11 Gomo reZiyoni+ ngaripembere,

Maguta eJudha ngaafare,* nekuda kwemitongo yenyu.+

12 Forai muchitenderera Ziyoni; ripotererei;

Verengai shongwe dzaro.+

13 Isai mwoyo yenyu pamasvingo aro anodzivirira.+

Ongororai shongwe dzaro dzakavakwa zvakasimba,

Kuti muzokwanisa kuzvirondedzera kuzvizvarwa zvichatevera.

14 Nekuti Mwari uyu ndiye Mwari wedu+ nariini nariini.

Achatitungamirira nekusingaperi.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe