RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 44
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wekukumbira kubatsirwa

        • “Ndimi makatiponesa” (7)

        • ‘Semakwai anofanira kuurayiwa’ (22)

        • “Simukai semubatsiri wedu!” (26)

Pisarema 44:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:19

Pisarema 44:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 13:14; Nu 21:14; Vat 6:13

Pisarema 44:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:1
  • +Eks 15:17; Pis 78:55; 80:8, 9
  • +Jos 10:5, 11; Pis 135:10, 11

Pisarema 44:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:38; Jos 24:12
  • +1Sa 12:22
  • +Isa 63:11-13
  • +Dhe 7:7, 8

Pisarema 44:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ave neruponeso rukuru.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 74:12; Isa 33:22

Pisarema 44:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:39; VaF 4:13
  • +Pis 60:12

Pisarema 44:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:45; Pis 20:7; 33:16

Pisarema 44:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 24:8

Pisarema 44:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:15, 25

Pisarema 44:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:64

Pisarema 44:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:30

Pisarema 44:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “chirevo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:37; 2Mak 7:20

Pisarema 44:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:10

Pisarema 44:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iyi imhuka yakada kufanana negava.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 8

Pisarema 44:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 139:1; Mup 12:14; Jer 17:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 36

Pisarema 44:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:36

Pisarema 44:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 7:6; 78:65, 66
  • +Job 13:24; Pis 13:1; 88:14

Pisarema 44:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya yedu yadzikiswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:25

Pisarema 44:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Tidzikinurei.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 33:20
  • +Pis 130:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 44:mashoko ekusuma2Mak 20:19
Pis. 44:1Eks 13:14; Nu 21:14; Vat 6:13
Pis. 44:2Dhe 7:1
Pis. 44:2Eks 15:17; Pis 78:55; 80:8, 9
Pis. 44:2Jos 10:5, 11; Pis 135:10, 11
Pis. 44:3Dhe 4:38; Jos 24:12
Pis. 44:31Sa 12:22
Pis. 44:3Isa 63:11-13
Pis. 44:3Dhe 7:7, 8
Pis. 44:4Pis 74:12; Isa 33:22
Pis. 44:5Pis 18:39; VaF 4:13
Pis. 44:5Pis 60:12
Pis. 44:61Sa 17:45; Pis 20:7; 33:16
Pis. 44:7Jos 24:8
Pis. 44:10Dhe 28:15, 25
Pis. 44:11Dhe 28:64
Pis. 44:12Dhe 32:30
Pis. 44:14Dhe 28:37; 2Mak 7:20
Pis. 44:17Eks 34:10
Pis. 44:21Pis 139:1; Mup 12:14; Jer 17:10
Pis. 44:22VaR 8:36
Pis. 44:23Pis 7:6; 78:65, 66
Pis. 44:23Job 13:24; Pis 13:1; 88:14
Pis. 44:25Pis 119:25
Pis. 44:26Pis 33:20
Pis. 44:26Pis 130:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 44:1-26

Mapisarema

Kumutungamiriri. Rwiyo rwevanakomana vaKora.+ Maskiri.*

44 Haiwa Mwari, takanzwa nenzeve dzedu,

Madzitateguru edu akarondedzera kwatiri+

Mabasa amakaita mumazuva avo,

Mumazuva ekare kare.

 2 Neruoko rwenyu makadzinga marudzi,+

Mukagarisa madzitateguru edu ikoko.+

Makapwanya marudzi, mukaadzinga.+

 3 Havana kutora nyika yacho nebakatwa ravo,+

Uye ruoko rwavo harusi irwo rwakaita kuti vakunde.+

Asi rwaiva ruoko rwenyu rwerudyi nesimba renyu+ uye nechiedza chechiso chenyu,

Nekuti maivafarira.+

 4 Muri Mambo wangu, haiwa Mwari;+

Rayirai kuti Jakobho akunde zvakakwana.*

 5 Nesimba renyu tichadzingirira mhandu dzedu;+

Muzita renyu tichatsika-tsika vaya vanotipandukira.+

 6 Nekuti handivimbi neuta hwangu,

Uye bakatwa rangu harikwanisi kundiponesa.+

 7 Imi ndimi makatiponesa pamhandu dzedu,+

Mukanyadzisa vaya vanotivenga.

 8 Tichaswera tichirumbidza Mwari,

Uye tichaonga zita renyu nekusingaperi. (Sera)

 9 Asi iye zvino matirasa, mukatinyadzisa,

Uye hamuendi nemauto edu.

10 Munoramba muchiita kuti titize mhandu dzedu;+

Vaya vanotivenga vanotora chero zvavada.

11 Munotiisa mumaoko avo kuti tibvamburwe-bvamburwe semakwai;

Makatiparadzira pakati pemarudzi.+

12 Munotengesa vanhu venyu nemutengo usina maturo;+

Hamuna chamunowana pamunovatengesa.

13 Munoita kuti tizvidzwe nevavakidzani vedu,

Tava kutukwa nevanhu vese vakatipoteredza uye vari kutinyomba.

14 Munoita kuti tive chiseko* pakati pemarudzi,+

Vanhu vachidzungudza misoro yavo pavanotiona.

15 Ndinonzwa kunyara zuva rese,

Uye handichagoni kusimudza musoro nekunyara,

16 Nemhaka yekushora kwavo nekutuka kwavo,

Pamusana pekutsiva kuri kuita muvengi wedu.

17 Zvese izvi zvatiwira, asi hatina kukukanganwai,

Uye hatina kuputsa sungano yenyu.+

18 Mwoyo yedu haina kutsauka;

Tsoka dzedu hadzitsauki panzira yenyu.

19 Asi makatipwanyira munzvimbo inogara hunguhwe;*

Mukatifukidza nerima gobvu.

20 Kana takakanganwa zita raMwari wedu

Kana kuti takatambanudza maoko edu tichinyengetera kuna mwari wekumwe,

21 Mwari angatadza kuzozviziva here?

Anoziva zviri mumwoyo.+

22 Nekuda kwenyu tiri kuswera tichiurayiwa;

Takanzi tiri makwai anofanira kuurayiwa.+

23 Mukai. Munorambirei makarara, haiwa Jehovha?+

Mukai! Musaramba muchitirasa nekusingaperi.+

24 Munovanzirei chiso chenyu?

Munokanganwirei kutambudzika kwedu nekudzvinyirirwa kwedu?

25 Nekuti tadzikiswa* muguruva;

Miviri yedu yakatsimbirirwa pasi.+

26 Simukai semubatsiri wedu!+

Tinunurei* nekuda kwerudo rwenyu rusingachinji.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe