RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 26
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI ZVAKANYORWA NEVARUME VAMAMBO HEZEKIYA (25:1–29:27)

Zvirevo 26:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 30:21, 22; Mup 10:7

Zvirevo 26:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mherepere.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Kutukwa pasina mhosva hakuitikiwo.”

Zvirevo 26:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 32:9
  • +Zvi 27:22

Zvirevo 26:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuenzana naro.”

Zvirevo 26:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 21:23-25

Zvirevo 26:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “anonwa mhirizhonga.”

Zvirevo 26:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 17:7

Zvirevo 26:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 19:10; 26:1

Zvirevo 26:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vanhu vese.”

Zvirevo 26:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Pe 2:22

Zvirevo 26:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:15; 1VaK 3:18; 8:2

Zvirevo 26:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 22:13

Zvirevo 26:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:9; 19:15; 24:33, 34

Zvirevo 26:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 19:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/1997, pp. 30-31

Zvirevo 26:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “anopindira mukupopotedzana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaT 4:11; 1Pe 4:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mudzidzisi, pp. 105-106

Zvirevo 26:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “miseve inouraya.”

Zvirevo 26:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:21

Zvirevo 26:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 22:10; Jak 3:6

Zvirevo 26:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:30; 16:28; 17:14

Zvirevo 26:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “sezvinhu zvinomedzwa nemakaro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 18:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/1989, p. 13

Zvirevo 26:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ichi chimedu chemudziyo wevhu unenge waputsika.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 20:9, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2003, p. 28

Zvirevo 26:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Nekuti mwoyo wake wese unosemesa.”

Zvirevo 26:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 7:10; Pis 9:15; Zvi 28:10; Mup 10:8

Zvirevo 26:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 29:5

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 26:1Zvi 30:21, 22; Mup 10:7
Zvir. 26:3Pis 32:9
Zvir. 26:3Zvi 27:22
Zvir. 26:5Mt 21:23-25
Zvir. 26:7Zvi 17:7
Zvir. 26:8Zvi 19:10; 26:1
Zvir. 26:112Pe 2:22
Zvir. 26:12Zvi 12:15; 1VaK 3:18; 8:2
Zvir. 26:13Zvi 22:13
Zvir. 26:14Zvi 6:9; 19:15; 24:33, 34
Zvir. 26:15Zvi 19:24
Zvir. 26:171VaT 4:11; 1Pe 4:15
Zvir. 26:19Zvi 15:21
Zvir. 26:20Zvi 22:10; Jak 3:6
Zvir. 26:21Zvi 3:30; 16:28; 17:14
Zvir. 26:22Zvi 18:8
Zvir. 26:232Sa 20:9, 10
Zvir. 26:27Es 7:10; Pis 9:15; Zvi 28:10; Mup 10:8
Zvir. 26:28Zvi 29:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 26:1-28

Zvirevo

26 Sezvakaita chando muzhizha uye mvura mumwaka wekukohwa,

Kukudzwa hakuna kukodzera benzi.+

 2 Sezvo shiri ichitiza paine chikonzero uye nyenganyenga* ichibhururuka paine chikonzero,

Kutukwa hakuuyiwo pasina chikonzero chaicho.*

 3 Tyava ndeyebhiza, matomu ndeedhongi,+

Uye shamhu ndeyemisana yemapenzi.+

 4 Usapindura benzi neupenzi hwaro,

Kuti urege kufanana naro.*

 5 Pindura benzi neupenzi hwaro,

Kuti risafunga kuti rakachenjera.+

 6 Munhu anoisa nyaya mumaoko ebenzi

Akafanana nemunhu anozviremadza tsoka dzake uye anozvikuvadza.*

 7 Chirevo mumiromo yemapenzi

Chakafanana nemakumbo anokamhina emunhu akaremara.+

 8 Kukudza benzi

Kwakafanana nekusungirira dombo pachipfuramabwe.+

 9 Chirevo mumiromo yemapenzi

Chakafanana nekamuti kane minzwa kari muruoko rwechidhakwa.

10 Munhu anobhadhara benzi kana kuti anobhadhara munhu anenge achingopfuura hake kuti amushandire,

Akaita semunhu anopfura neuta achikuvadza munhu wese wese.*

11 Benzi rinodzokorora upenzi hwaro

Sezvinoita imbwa inodzokera kumarutsi ayo.+

12 Wakamboona munhu anofunga kuti akachenjera here?+

Benzi rinotova netariro kumupfuura.

13 Simbe inoti: “Mumugwagwa mune shumba diki,

Mumusika mune shumba!”+

14 Suo rinoramba richitenderera pamahinji aro,

Uye simbe inoramba ichipinduka iri pamubhedha wayo.+

15 Simbe inoisa ruoko rwayo mundiro,

Asi inonzwa usimbe hwekurudzosa pamuromo wayo.+

16 Simbe inofunga kuti yakachenjera

Kupfuura vanhu vanomwe vanopindura zvine musoro.

17 Munhu anenge achipfuurawo zvake ogumburwa nekupopotedzana* kwevanhu vasinei naye

Akafanana nemunhu anobata nzeve dzembwa.+

18 Sezvinoita munhu anopenga anokanda zvombo zvinobvira moto, miseve, nerufu,*

19 Ndizvo zvinoita munhu anonyengedza muvakidzani wake ozoti, “Ndanga ndichitamba zvangu!”+

20 Kana pasina huni, moto unodzima,

Uye kana pasina munhu anotaura mashoko anosvibisa zita remumwe, kupopotedzana kunopera.+

21 Sezvo marasha achiita kuti pave nemazimbe uye huni dzichiita kuti pave nemoto,

Munhu ane nharo anoita kuti pave nekukakavadzana.+

22 Mashoko emunhu anoreva vamwe akaita sezvekudya zvinonaka;*

Zvinomedzwa zvakadaro zvichipinda mudumbu.+

23 Mashoko eushamwari anobva mumwoyo wakaipa

Akaita sesirivha inopenya yakazorwa pachaenga.*+

24 Munhu anovenga vamwe anoita kuti zvisazivikanwa achishandisa miromo yake,

Asi nechemukati anenge aine unyengeri.

25 Kunyange achitaura nenyasha, usavimba naye,

Nekuti mumwoyo make mune zvinhu zvinomwe zvinosemesa.*

26 Kunyange zvazvo ruvengo rwake ruchifukidzwa neunyengeri,

Uipi hwake huchabudiswa pachena muungano.

27 Munhu anochera gomba achawira mariri,

Uye munhu wese anokungurutsa dombo, richamudzokera.+

28 Rurimi runonyepa runovenga vaya varunokuvadza,

Uye muromo unorumbidza zvekubata kumeso unoparadzisa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe