RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 33
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Jakobho anosangana naIsau (1-16)

      • Jakobho anoenda kuShekemu (17-20)

Genesisi 33:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 32:6
  • +Ge 32:22

Genesisi 33:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 30:7, 12
  • +Ge 30:19
  • +Ge 30:22-24

Genesisi 33:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 32:22; Pis 127:3

Genesisi 33:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 33:2

Genesisi 33:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 32:16
  • +Ge 32:4, 5

Genesisi 33:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:6, 7

Genesisi 33:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 32:11, 20

Genesisi 33:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 32:13-15
  • +Ge 30:43

Genesisi 33:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 31:17

Genesisi 33:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 32:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2005, p. 18

Genesisi 33:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Matumba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 13:24, 27; 1Mad 7:46

Genesisi 33:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 25:20; 28:6
  • +Jos 24:1
  • +Ge 10:19; 12:6

Genesisi 33:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 24:32; Mab 7:15, 16

Genesisi 33:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 35:1, 7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 33:1Ge 32:6
Gen. 33:1Ge 32:22
Gen. 33:2Ge 30:7, 12
Gen. 33:2Ge 30:19
Gen. 33:2Ge 30:22-24
Gen. 33:5Ge 32:22; Pis 127:3
Gen. 33:7Ge 33:2
Gen. 33:8Ge 32:16
Gen. 33:8Ge 32:4, 5
Gen. 33:9Ge 36:6, 7
Gen. 33:10Ge 32:11, 20
Gen. 33:11Ge 32:13-15
Gen. 33:11Ge 30:43
Gen. 33:13Ge 31:17
Gen. 33:14Ge 32:3
Gen. 33:17Jos 13:24, 27; 1Mad 7:46
Gen. 33:18Ge 25:20; 28:6
Gen. 33:18Jos 24:1
Gen. 33:18Ge 10:19; 12:6
Gen. 33:19Jos 24:32; Mab 7:15, 16
Gen. 33:20Ge 35:1, 7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 33:1-20

Genesisi

33 Jakobho akabva asimudza musoro akaona Isau achiuya aine varume 400.+ Saka akakamuranisa vana pakati paReya, Rakeri, nevarandakadzi vaviri.+ 2 Akaisa varandakadzi nevana vavo pamberi,+ pachizotevera Reya nevana vake,+ Rakeri+ naJosefa vari shure kwavo. 3 Iye pachake akabva aenda mberi kwavo akakotama kanomwe kusvikira ava pedyo nemukoma wake.

4 Asi Isau akamhanya kuzosangana naye, akamumbundira, akamutsvoda, vakatanga kuchema. 5 Paakasimudza musoro akaona vakadzi nevana, akati: “Ava vauinavo ndivanaani?” Iye akapindura kuti: “Vana vakapiwa muranda wenyu naMwari.”+ 6 Varandakadzi vacho vakabva vauya mberi pamwe nevana vavo vakakotama, 7 uye Reya akauyawo mberi nevana vake, vakakotama. Josefa akazouyawo mberi naRakeri, vakakotama.+

8 Isau akati: “Watumireiko boka rese iri revanhu randasangana naro?”+ Iye akapindura kuti: “Ndati ndinzwirwe nyasha naishe wangu.”+ 9 Isau akabva ati: “Ndine zvinhu zvakawanda kwazvo munin’ina.+ Chengeta hako zvinhu zvako.” 10 Asi Jakobho akati: “Aiwa kani. Kana mandinzwira nyasha, torai chipo chandiri kukupai, nekuti ndauya nacho kuti ndikwanise kuona chiso chenyu. Uye ndaona chiso chenyu sekunge ndiri kuona chiso chaMwari, pakuti manditambira nemufaro.+ 11 Ndapota, torai chipo chinoratidza mufaro wangu chandakuunzirai,+ nekuti Mwari akandinzwira nyasha uye ndine zvese zvandinoda.”+ Akaramba achimuteterera kusvikira achitora.

12 Isau akazoti: “Ngatibvei pano tiende. Rega ini nditungamire.” 13 Asi akati kwaari: “Ishe wangu anoziva kuti vana vachiri vadiki+ uye ndine makwai nemombe zviri kuyamwisa. Kana zvikaswera zvichimhanyiswa, zvinofa zvese. 14 Ndapota, ishe wangu ngaaende mberi kwemuranda wake, asi ini ndichasimudzira nerwendo zvishoma nezvishoma maererano nekufamba kwezvipfuwo zvangu nekwevana, kusvikira ndasvika kunashe wangu kuSeiri.”+ 15 Isau akabva ati: “Ndapota, rega ndikusiyire vamwe vanhu vangu.” Iye akati: “Muchidarirei zvenyu? Ishe wangu ngaangondinzwira nyasha chete.” 16 Saka zuva iroro Isau akadzokera kuSeiri.

17 Jakobho akabva ipapo akaenda kuSukoti,+ akazvivakira imba, akagadzirira zvipfuwo zvake matumba. Ndokusaka akatumidza nzvimbo yacho kuti Sukoti.*

18 Paakabva kuPadhani-aramu,+ Jakobho akasvika zvakanaka kuguta reShekemu+ munyika yeKenani,+ uye akadzika musasa pedyo neguta racho. 19 Akabva atenga nzvimbo nemasirivha 100+ kuvanakomana vaHamori, baba vaShekemu, achibva adzika tende rake munzvimbo iyoyo. 20 Akavaka atari ipapo, akaitumidza kuti Mwari ndiMwari waIsraeri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe