RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raEksodho

      • Kugunun’una nezvekushaya mvura paHorebhi (1-4)

      • Mvura inobuda padombo (5-7)

      • Kurwiswa nevaAmareki uye kuvakunda (8-16)

Eksodho 17:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 33:12
  • +Nu 33:2
  • +Nu 33:14

Eksodho 17:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 5:19, 21; Nu 14:2, 3; 20:3
  • +Nu 14:22; Pis 78:18, 22; 106:14

Eksodho 17:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:2, 3

Eksodho 17:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 7:20

Eksodho 17:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 20:8; Dhe 8:14, 15; Ne 9:15; Pis 78:15; 105:41; 1VaK 10:1, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2018, pp. 13-14

Eksodho 17:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Kuedza; Muedzo.”

  • *

    Kureva kuti “Kupopota.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 9:22
  • +Pis 81:7
  • +Dhe 6:16; Pis 95:8, 9; VaH 3:8, 9

Eksodho 17:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 36:12
  • +Dhe 25:17; 1Sa 15:2

Eksodho 17:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 11:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2002, pp. 9-10

Eksodho 17:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 11:15
  • +Eks 24:13, 14

Eksodho 17:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 11:12

Eksodho 17:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 24:20; Dhe 25:19; 1Mak 4:42, 43

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 10

Eksodho 17:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Jehovha Ndiye Mureza Wangu; Jehovha Ndiye Utiziro Hwangu.”

Eksodho 17:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 19:1
  • +1Sa 15:20; Es 9:24

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Eks. 17:1Nu 33:12
Eks. 17:1Nu 33:2
Eks. 17:1Nu 33:14
Eks. 17:2Eks 5:19, 21; Nu 14:2, 3; 20:3
Eks. 17:2Nu 14:22; Pis 78:18, 22; 106:14
Eks. 17:3Eks 16:2, 3
Eks. 17:5Eks 7:20
Eks. 17:6Nu 20:8; Dhe 8:14, 15; Ne 9:15; Pis 78:15; 105:41; 1VaK 10:1, 4
Eks. 17:7Dhe 9:22
Eks. 17:7Pis 81:7
Eks. 17:7Dhe 6:16; Pis 95:8, 9; VaH 3:8, 9
Eks. 17:8Ge 36:12
Eks. 17:8Dhe 25:17; 1Sa 15:2
Eks. 17:9Nu 11:28
Eks. 17:10Jos 11:15
Eks. 17:10Eks 24:13, 14
Eks. 17:13Jos 11:12
Eks. 17:14Nu 24:20; Dhe 25:19; 1Mak 4:42, 43
Eks. 17:16Zva 19:1
Eks. 17:161Sa 15:20; Es 9:24
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Eksodho 17:1-16

Eksodho

17 Ungano yese yevaIsraeri yakabva kurenje reSini+ ichiti ikafamba yombomira, sezvayaiudzwa naJehovha,+ ndokuzodzika musasa paRefidhimu.+ Asi pakanga pasina mvura yekuti vanhu vanwe.

2 Saka vanhu vakatanga kupopotera Mozisi+ vachiti: “Tipe mvura tinwe.” Asi Mozisi akati kwavari: “Nei muri kundipopotera? Munorambirei muchiedza Jehovha?”+ 3 Asi vanhu vakanga vanzwa nenyota, uye vakaramba vachigunun’unira Mozisi+ vachiti: “Wakatibudisirei muIjipiti? Kuti utiuraye nenyota pamwe nevanakomana vedu nezvipfuwo zvedu?” 4 Mozisi akazochemera Jehovha, achiti: “Ndoita sei nevanhu ava? Ndikavanonokera vachanditema nematombo!”

5 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Famba uri pamberi pevanhu, uine vamwe vakuru vaIsraeri netsvimbo yako yawakarova nayo Rwizi rwaNire.+ Enda nayo iri muruoko rwako. 6 Ini ndichange ndakamira ipapo pamberi pako padombo riri muHorebhi. Unofanira kurova dombo racho, mvura yobuda mariri, uye vanhu vachainwa.”+ Mozisi akaita saizvozvo vakuru vaIsraeri vakatarisa. 7 Saka akatumidza nzvimbo yacho kuti Masa*+ uye Meribha,*+ nemhosva yekupopota kwevaIsraeri, uye nekuti vakaedza+ Jehovha vachiti: “Jehovha ari pakati pedu here kana kuti kwete?”

8 VaAmareki+ vakauya, vakarwisa Israeri muRefidhimu.+ 9 Mozisi akabva ati kuna Joshua:+ “Tisarudzire varume, moenda kunorwisa vaAmareki. Mangwana ini ndichanomira pamusoro pechikomo, ndiine tsvimbo yaMwari wechokwadi muruoko rwangu.” 10 Joshua akabva aita zvaakanga audzwa naMozisi,+ uye akarwisa vaAmareki. Uye Mozisi, Aroni, naHeri+ vakakwira pamusoro pechikomo.

11 Mozisi paairamba akasimudza maoko ake, vaIsraeri vaikunda, asi paaingodzikisa maoko ake, vaAmareki vaikunda. 12 Maoko aMozisi paakanga ava kurema, vakatora dombo, vakariisa pasi pake, akagara pariri. Aroni naHeri vakabva vatsigira maoko ake, mumwe akatsigira ruoko urwu uye mumwe rumwe rwacho, kuti maoko ake arambe akatsiga kusvikira zuva ravira. 13 Saka Joshua akakunda vaAmareki nemauto avo nebakatwa.+

14 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Nyora izvi mubhuku kuti zvive chiyeuchidzo, uye uzvitaurire Joshua, ‘Ndichaita kuti vaAmareki vasayeukwa zvachose pasi pedenga.’”+ 15 Mozisi akabva avaka atari, akaitumidza kuti Jehovha-nisi,* 16 achiti: “Nekuti ruoko rwaAmareki runorwisana nechigaro cheumambo chaJah,+ Jehovha acharwa naye kwezvizvarwa nezvizvarwa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe