RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Vana vaDhavhidhi (1-9)

      • Dzinza reumambo rekwaDhavhidhi (10-24)

1 Makoronike 3:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 3:2-5
  • +2Sa 13:32
  • +1Sa 25:43
  • +1Sa 25:2, 39

1 Makoronike 3:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 13:28, 37; 15:10; 18:14
  • +1Mad 1:5, 11; 2:24

1 Makoronike 3:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:5

1 Makoronike 3:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 5:13-16; 1Mak 14:3-7
  • +Ru 3:23, 31
  • +Mt 1:7
  • +2Sa 11:3, 27

1 Makoronike 3:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 13:1

1 Makoronike 3:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 11:43
  • +2Mak 13:1
  • +2Mak 14:1
  • +2Mak 20:31

1 Makoronike 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 21:5
  • +2Mak 22:2
  • +2Mak 24:1

1 Makoronike 3:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 25:1
  • +2Mad 14:21
  • +2Mak 27:1

1 Makoronike 3:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 28:1
  • +2Mak 29:1
  • +2Mad 21:1

1 Makoronike 3:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 21:19
  • +2Mad 22:1

1 Makoronike 3:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 23:34; 2Mak 36:5
  • +2Mad 24:17; 2Mak 36:11

1 Makoronike 3:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:6, 8; 25:27; Es 2:6

1 Makoronike 3:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 9

    7/15/1992, pp. 5-6

1 Makoronike 3:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 5:2; Mt 1:12; Ru 3:23, 27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2005, p. 9

1 Makoronike 3:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vanakomana.”

  • *

    ChiHeb., “vanakomana.”

  • *

    ChiHeb., “vanakomana.”

  • *

    ChiHeb., “vanakomana.”

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 3:12Sa 3:2-5
1 Mak. 3:12Sa 13:32
1 Mak. 3:11Sa 25:43
1 Mak. 3:11Sa 25:2, 39
1 Mak. 3:22Sa 13:28, 37; 15:10; 18:14
1 Mak. 3:21Mad 1:5, 11; 2:24
1 Mak. 3:42Sa 5:5
1 Mak. 3:52Sa 5:13-16; 1Mak 14:3-7
1 Mak. 3:5Ru 3:23, 31
1 Mak. 3:5Mt 1:7
1 Mak. 3:52Sa 11:3, 27
1 Mak. 3:92Sa 13:1
1 Mak. 3:101Mad 11:43
1 Mak. 3:102Mak 13:1
1 Mak. 3:102Mak 14:1
1 Mak. 3:102Mak 20:31
1 Mak. 3:112Mak 21:5
1 Mak. 3:112Mak 22:2
1 Mak. 3:112Mak 24:1
1 Mak. 3:122Mak 25:1
1 Mak. 3:122Mad 14:21
1 Mak. 3:122Mak 27:1
1 Mak. 3:132Mak 28:1
1 Mak. 3:132Mak 29:1
1 Mak. 3:132Mad 21:1
1 Mak. 3:142Mad 21:19
1 Mak. 3:142Mad 22:1
1 Mak. 3:152Mad 23:34; 2Mak 36:5
1 Mak. 3:152Mad 24:17; 2Mak 36:11
1 Mak. 3:162Mad 24:6, 8; 25:27; Es 2:6
1 Mak. 3:19Ezr 5:2; Mt 1:12; Ru 3:23, 27
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 3:1-24

Bhuku Rekutanga reMakoronike

3 Ava ndivo vaiva vanakomana vaDhavhidhi vakaberekerwa muHebroni:+ dangwe raiva Amnoni,+ akaberekwa naAhinoamu+ wekuJezreeri; wechipiri aiva Dhanieri, akaberekwa naAbhigairi+ wekuKameri; 2 wechitatu aiva Absaromu+ mwanakomana waMaaka mwanasikana waTarimai mambo weGeshuri; wechina aiva Adhonija+ mwanakomana waHagiti; 3 wechishanu aiva Shefatiya, akaberekwa naAbhitari; wechi6 aiva Itreyamu, akaberekwa naEgra mudzimai waDhavhidhi. 4 Vana 6 ava vakaberekerwa muHebroni; akatonga imomo kwemakore 7 nemwedzi 6, uye akatonga muJerusarema kwemakore 33.+

5 Ava ndivo vakaberekerwa muJerusarema:+ Shimea, Shobhabhu, Natani,+ naSoromoni;+ Bhati-shebha+ mwanasikana waAmieri ndiye aiva amai vavo vese vari vana. 6 Uye vamwe vanakomana 9 vaiva Ibhari, Erishama, Erifereti, 7 Noga, Nefegi, Jafiya, 8 Erishama, Eriyadha, naErifereti. 9 Vese ava vaiva vanakomana vaDhavhidhi, tisingabatanidzi vanakomana vevarongo,* uye Tamari+ aiva hanzvadzi yavo.

10 Mwanakomana waSoromoni aiva Rehobhoamu,+ baba vaAbhija,+ uyo aiva baba vaAsa,+ uyo aiva baba vaJehoshafati,+ 11 uyo aiva baba vaJehoramu,+ uyo aiva baba vaAhaziya,+ uyo aiva baba vaJehoashi,+ 12 uyo aiva baba vaAmaziya,+ uyo aiva baba vaAzariya,+ uyo aiva baba vaJotamu,+ 13 uyo aiva baba vaAhazi,+ uyo aiva baba vaHezekiya,+ uyo aiva baba vaManase,+ 14 uyo aiva baba vaAmone,+ uyo aiva baba vaJosiya.+ 15 Vanakomana vaJosiya vaiva Johanani dangwe rake, wechipiri ari Jehoyakimu,+ wechitatu ari Zedhekiya,+ wechina ari Sharumu. 16 Mwanakomana waJehoyakimu aiva Jekoniya+ uyo aiva nemwanakomana ainzi Zedhekiya. 17 Vanakomana vaJekoniya musungwa vaiva Sheatiyeri, 18 Marikiramu, Pedhaya, Shenazari, Jekamiya, Hoshama, naNedhabhiya. 19 Vanakomana vaPedhaya vaiva Zerubhabheri+ naShimei; vanakomana vaZerubhabheri vaiva Meshuramu naHananiya (hanzvadzi yavo yaiva Sheromiti); 20 uye vamwe vanakomana vashanu vaiva Hashubha, Oheri, Bherekiya, Hasadhiya, naJushabhi-hesedhi. 21 Vanakomana vaHananiya vaiva Peratiya naJeshaya; mwanakomana* waJeshaya aiva Refaya; mwanakomana* waRefaya aiva Anani; mwanakomana* waAnani aiva Obhadhiya; mwanakomana* waObhadhiya aiva Shekaniya; 22 uye vanakomana vaShekaniya vaiva Shemaya nevanakomana vaShemaya: Hatushi, Igari, Bhariya, Neariya, naShafati, vese pamwe chete vari 6. 23 Vanakomana vaNeariya vaiva Erioenai, Hizkiya, naAzrikamu, vari vatatu. 24 Vanakomana vaErioenai vaiva Hodhavhiya, Eriyashibhi, Peraya, Akubhu, Johanani, Dheraya, naAnanai, vari 7.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe