RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 22
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 Madzimambo

      • Josiya, mambo weJudha (1, 2)

      • Mirayiridzo yekugadziridza temberi (3-7)

      • Bhuku reMutemo rinowanikwa (8-13)

      • Uprofita hwaHuridha hwedambudziko (14-20)

2 Madzimambo 22:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 13:2; Jer 1:2; Zef 1:1
  • +2Mak 34:1, 2
  • +Jos 15:20, 39

2 Madzimambo 22:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 15:5

2 Madzimambo 22:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 34:8

2 Madzimambo 22:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 6:13
  • +2Mad 12:4, 5; 2Mak 24:8
  • +2Mad 12:9; 2Mak 34:9

2 Madzimambo 22:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “dzakapazika.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 12:11, 12; 2Mak 34:10

2 Madzimambo 22:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 34:11

2 Madzimambo 22:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 12:15; 2Mak 34:12

2 Madzimambo 22:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 22:3
  • +Dhe 31:24-26
  • +2Mak 34:14, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1990, p. 28

2 Madzimambo 22:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 34:16-18

2 Madzimambo 22:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:9

2 Madzimambo 22:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 34:19-21; Joe 2:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2000, p. 30

2 Madzimambo 22:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:22; Jer 26:24

2 Madzimambo 22:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:24; 29:27; 31:17

2 Madzimambo 22:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:20; Vat 4:4; Ne 6:14; Ru 2:36; Mab 21:8, 9
  • +2Mak 34:22-28

2 Madzimambo 22:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 22:8

2 Madzimambo 22:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:22; Isa 33:14; Jer 7:20; Eze 20:48
  • +Eks 20:3; Dhe 32:17; Vat 2:12; Jer 2:11
  • +Isa 2:8

2 Madzimambo 22:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “zvawapfava.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 21:29; Jak 4:6
  • +2Mad 22:11

2 Madzimambo 22:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Iri idimikira raishandiswa kureva rufu.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2000, p. 30

    9/15/2000, p. 30

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Madz. 22:11Mad 13:2; Jer 1:2; Zef 1:1
2 Madz. 22:12Mak 34:1, 2
2 Madz. 22:1Jos 15:20, 39
2 Madz. 22:21Mad 15:5
2 Madz. 22:32Mak 34:8
2 Madz. 22:41Mak 6:13
2 Madz. 22:42Mad 12:4, 5; 2Mak 24:8
2 Madz. 22:42Mad 12:9; 2Mak 34:9
2 Madz. 22:52Mad 12:11, 12; 2Mak 34:10
2 Madz. 22:62Mak 34:11
2 Madz. 22:72Mad 12:15; 2Mak 34:12
2 Madz. 22:82Mad 22:3
2 Madz. 22:8Dhe 31:24-26
2 Madz. 22:82Mak 34:14, 15
2 Madz. 22:92Mak 34:16-18
2 Madz. 22:10Dhe 31:9
2 Madz. 22:112Mak 34:19-21; Joe 2:13
2 Madz. 22:122Mad 25:22; Jer 26:24
2 Madz. 22:13Dhe 4:24; 29:27; 31:17
2 Madz. 22:14Eks 15:20; Vat 4:4; Ne 6:14; Ru 2:36; Mab 21:8, 9
2 Madz. 22:142Mak 34:22-28
2 Madz. 22:162Mad 22:8
2 Madz. 22:17Dhe 32:22; Isa 33:14; Jer 7:20; Eze 20:48
2 Madz. 22:17Eks 20:3; Dhe 32:17; Vat 2:12; Jer 2:11
2 Madz. 22:17Isa 2:8
2 Madz. 22:191Mad 21:29; Jak 4:6
2 Madz. 22:192Mad 22:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 Madzimambo 22:1-20

Bhuku Rechipiri reMadzimambo

22 Josiya+ aiva nemakore 8 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 31 muJerusarema.+ Amai vake vainzi Jedhidha mwanasikana waAdhaya wekuBhozkati.+ 2 Akaita zvakarurama pamberi paJehovha uye akafamba nenzira dzese dzatateguru vake Dhavhidhi,+ haana kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe.

3 Mugore rechi18 raMambo Josiya, mambo akatuma Shafani munyori, mwanakomana waAzaria, mwanakomana waMeshuramu kuimba yaJehovha+ achiti: 4 “Enda kumupristi mukuru Hirikiya,+ uye ngaatore mari yese iri kuunzwa muimba yaJehovha,+ yakaunganidzwa nevachengeti vemasuo kubva kuvanhu.+ 5 Ita kuti vaipe vaya vakagadzwa kuti vatungamirire basa muimba yaJehovha, avo vachaipa vashandi vari muimba yaJehovha vachagadzira nzvimbo dzakatsemuka* dzeimba yacho,+ 6 kureva mhizha, vavaki, nevanhu vanovaka nematombo; uye vanofanira kuishandisa kutenga matanda nematombo akavezwa kuti vagadziridze imba yacho.+ 7 Asi havafaniri kubvunzwa mashandisiro avachaita mari yacho yavanopiwa, nekuti vakavimbika.”+

8 Gare gare mupristi mukuru Hirikiya akati kumunyori Shafani:+ “Ndawana bhuku reMutemo+ muimba yaJehovha.” Saka Hirikiya akapa Shafani bhuku racho, akatanga kuriverenga.+ 9 Munyori Shafani akabva aenda kuna mambo akamuudza kuti: “Varanda venyu vadurura mari yanga iri mumba, uye vaipa vaya vakagadzwa kuti vatungamirire basa muimba yaJehovha.”+ 10 Munyori Shafani akaudzawo mambo kuti: “Pane bhuku+ randapiwa nemupristi Hirikiya.” Shafani akabva atanga kuriverenga pamberi pamambo.

11 Mambo paakangonzwa mashoko ebhuku reMutemo, akabvarura nguo dzake.+ 12 Mambo akabva arayira mupristi Hirikiya, Ahikamu+ mwanakomana waShafani, Akibhori mwanakomana waMikaya, munyori Shafani, naAsaya mushandi wamambo, achiti: 13 “Endai munondibvunzira Jehovha, ini nevanhu, nevaJudha vese, pamusoro pemashoko ebhuku iri rawanikwa; nekuti kutsamwa kwaJehovha uko kwatungidzwa patiri kukuru,+ nekuti madzitateguru edu haana kuteerera mashoko ebhuku rino, paasina kuchengeta zvese zvakanyorwa pamusoro pedu.”

14 Saka mupristi Hirikiya, Ahikamu, Akibhori, Shafani, naAsaya vakaenda kumuprofitakadzi Huridha.+ Aiva mudzimai waSharumu mwanakomana waTikvha mwanakomana waHahasi uyo aiona nezvenzvimbo yaichengeterwa nguo. Aigara kuRutivi Rutsva rweJerusarema; uye vakataura naye ikoko.+ 15 Akati kwavari: “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri, ‘Udzai murume akutumai kwandiri kuti: 16 “Zvanzi naJehovha, ‘Ndichaunza dambudziko panzvimbo ino nevagari vayo, iwo mashoko ese ebhuku raverengwa namambo weJudha.+ 17 Kutsamwa kwangu kuchatungidzwa panzvimbo ino uye hakuzodzimwi+ nemhaka yekuti vakandisiya uye vari kuita kuti zvibayiro zvipfungaire kune vamwe vanamwari,+ vachindigumbura nebasa rese remaoko avo.’”+ 18 Asi muti kuna mambo weJudha akutumai kuzobvunza Jehovha, “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: ‘Kana ari mashoko awanzwa, 19 mwoyo wako zvawateerera,* ukazvininipisa+ pamberi paJehovha pawanzwa zvandakataura pamusoro penzvimbo ino nevagari vayo, kuti vachava vanhu vakatukwa uye vanhu vanovaona vacharohwa nehana, uye iwe wabva wabvarura nguo dzako,+ ukachema pamberi pangu, iniwo ndakunzwa, ndizvo zvinotaurwa naJehovha. 20 Ndokusaka ndichakuisa kwakaiswa madzitateguru ako,* uye ucharadzikwa muguva rako nerugare, uye maziso ako haazooni dambudziko rese randichaunza panzvimbo ino.’”’” Vakabva vadzokera nemhinduro yacho kuna mambo.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe