RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 25
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Vaimbi nevanoridza zviridzwa paimba yaMwari (1-31)

1 Makoronike 25:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:41, 42; 2Mak 5:11, 12; 35:15
  • +1Sa 10:5
  • +1Mak 15:16

1 Makoronike 25:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 16:41, 42
  • +1Mak 15:16, 18
  • +VaE 5:19

1 Makoronike 25:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 15:16, 19

1 Makoronike 25:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kuti asimudze nyanga yake.”

1 Makoronike 25:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 13:8; 15:16; 16:5

1 Makoronike 25:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:33

1 Makoronike 25:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1, 2
  • +1Mak 25:1, 3

1 Makoronike 25:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1, 2

1 Makoronike 25:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1, 2

1 Makoronike 25:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1, 4

1 Makoronike 25:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1, 4

1 Makoronike 25:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1, 4

1 Makoronike 25:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 25:1, 4

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 25:11Mak 16:41, 42; 2Mak 5:11, 12; 35:15
1 Mak. 25:11Sa 10:5
1 Mak. 25:11Mak 15:16
1 Mak. 25:31Mak 16:41, 42
1 Mak. 25:31Mak 15:16, 18
1 Mak. 25:3VaE 5:19
1 Mak. 25:41Mak 15:16, 19
1 Mak. 25:61Mak 13:8; 15:16; 16:5
1 Mak. 25:8Zvi 16:33
1 Mak. 25:91Mak 25:1, 2
1 Mak. 25:91Mak 25:1, 3
1 Mak. 25:101Mak 25:1, 2
1 Mak. 25:121Mak 25:1, 2
1 Mak. 25:201Mak 25:1, 4
1 Mak. 25:291Mak 25:1, 4
1 Mak. 25:301Mak 25:1, 4
1 Mak. 25:311Mak 25:1, 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 25:1-31

Bhuku Rekutanga reMakoronike

25 Dhavhidhi nevakuru vemapoka ebasa vakasarudzawo vamwe vanakomana vaAsafi, Hemani, naJedhutuni+ kuti vashumire vachiprofita neudimbwa, zviridzwa zvine tambo,+ nesimbi dzinorovaniswa.+ Mazita evarume vacho vakasarudzwa kuti vaite basa iri ndeaya, 2 pavanakomana vaAsafi: Zakuri, Josefa, Netaniya, naAsharera, vanakomana vaAsafi avo vaitungamirirwa naAsafi, uyo aiprofita achitungamirirwa namambo. 3 KwaJedhutuni:+ vanakomana vaJedhutuni vaiva Gedhariya, Zerai, Jeshaya, Shimei, Hashabhiya, naMatitiya,+ vari 6, vachitungamirirwa nababa vavo Jedhutuni uyo aiprofita nerudimbwa, achionga nekurumbidza Jehovha.+ 4 KwaHemani:+ vanakomana vaHemani vaiva Bhukiya, Mataniya, Uzieri, Shebhueri, Jerimoti, Hananiya, Hananai, Eriyata, Gidhariti, Romamti-ezeri, Joshbhekasha, Maroti, Hotiri, naMahaziyoti. 5 Vese ava vaiva vanakomana vaHemani, muoni wamambo wenyaya dzine chekuita naMwari wechokwadi kuti arumbidzwe;* saka Mwari wechokwadi akapa Hemani vanakomana 14 nevanasikana vatatu. 6 Vese ava vaitungamirirwa nababa vavo kuti vaimbe paimba yaJehovha, vaine zviridzwa zvesimbi zvinorovaniswa, nezviridzwa zvine tambo, neudimbwa,+ vachiita basa repaimba yaMwari wechokwadi.

Asafi, Jedhutuni, naHemani vaiva pasi pamambo.

7 Vese pamwe chete nehama dzavo idzo dzakanga dzakadzidziswa kuimbira Jehovha vaiva 288, vese vari nyanzvi. 8 Saka vakakanda mijenya+ kuti vapiwe mabasa avo, vachidaro kumukuru nemudiki, uye kunyanzvi neari kudzidzira.

9 Mujenya wakatanga kubuda waiva waAsafi uri waJosefa,+ wechipiri waiva waGedhariya+ (iye nehama dzake nevanakomana vake vaiva 12); 10 wechitatu waiva waZakuri,+ vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 11 wechina waiva waIzri, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 12 wechishanu waiva waNetaniya,+ vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 13 wechi6 waiva waBhukiya, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 14 wechi7 waiva waJesharera, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 15 wechi8 waiva waJeshaya, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 16 wechi9 waiva waMataniya, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 17 wechi10 waiva waShimei, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 18 wechi11 waiva waAzareri, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 19 wechi12 waiva waHashabhiya, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 20 wechi13 waiva waShubhaeri,+ vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 21 wechi14 waiva waMatitiya, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 22 wechi15 waiva waJeremoti, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 23 wechi16 waiva waHananiya, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 24 wechi17 waiva waJoshbhekasha, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 25 wechi18 waiva waHananai, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 26 wechi19 waiva waMaroti, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 27 wechi20 waiva waEriyata, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 28 wechi21 waiva waHotiri, vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 29 wechi22 waiva waGidhariti,+ vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 30 wechi23 waiva waMahaziyoti,+ vanakomana vake nehama dzake, vari 12; 31 wechi24 waiva waRomamti-ezeri,+ vanakomana vake nehama dzake, vari 12.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe