RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Habhakuki 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raHabhakuki

      • Muprofita anochemera kubatsirwa (1-4)

        • ‘Kusvikira riini Jehovha?’ (2)

        • “Nei muchingosiya udzvinyiriri huripo?” (3)

      • Mwari acharanga achishandisa vaKadheya (5-11)

      • Muprofita anoteterera Jehovha (12-17)

        • ‘Mwari wangu, hamufi’ (12)

        • ‘Makachena zvekuti hamungaoni zvakaipa’ (13)

Habhakuki 1:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Zvingava zvichireva kuti “Kumbundira.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 161

Habhakuki 1:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “musingaponesi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 13:1
  • +Pis 22:1; 74:10; Zva 6:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, pp. 14-15

    Nharireyomurindi,

    6/15/2000, p. 19

    2/1/2000, pp. 8-9

    1/15/2000, p. 10

    12/15/1999, p. 21

Habhakuki 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, pp. 14-15

Habhakuki 1:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 12:6; Pis 12:8; Mup 8:11; Isa 1:21; Mab 7:52, 53

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, pp. 8-9

Habhakuki 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 28:21; 29:14; Mari 4:11, 12; Mab 13:40, 41

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, pp. 15, 17

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    11/2017, p. 6

    Nharireyomurindi,

    11/15/2007, p. 10

    2/1/2000, pp. 10-11, 13

    6/1/1991, p. 22

    “Rugwaro Rwose,” pp. 161-162

Habhakuki 1:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 22:7; 46:2
  • +Dhe 28:49-51; Jer 5:15-17; 6:22, 23; Eze 23:22, 23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, p. 15

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    11/2017, p. 6

    Nharireyomurindi,

    11/15/2007, p. 10

    2/1/2000, p. 11

    “Rugwaro Rwose,” pp. 161-162

Habhakuki 1:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 39:5-7; Dha 5:18, 19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 11

Habhakuki 1:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 5:6
  • +Jer 4:13; Mari 4:19; Eze 17:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 11

Habhakuki 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 25:9
  • +Isa 27:8; Eze 17:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 11

Habhakuki 1:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:12
  • +Jer 32:24; 52:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 11

Habhakuki 1:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “simba ravo ndiro mwari wavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 47:5, 6; Jer 51:24; Zek 1:15
  • +Dha 5:1, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 11

Habhakuki 1:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “hatizofi.”

  • *

    Kana kuti “vatsiure.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 90:2; 93:2; Zva 1:8
  • +1Ti 1:17; Zva 15:3
  • +Dhe 32:4
  • +Jer 30:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, p. 15

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, pp. 11-12

    3/1/1991, p. 29

Habhakuki 1:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:4, 5
  • +Jer 12:1
  • +Pis 35:21, 22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    11/2018, p. 15

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 12

    9/15/1989, pp. 17-18

Habhakuki 1:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2000, p. 12

Habhakuki 1:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, muvengi wechiKadheya.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 50:11

Habhakuki 1:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “achipfungaidzira utsi hwezvibayiro.”

Habhakuki 1:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “achivhomora bakatwa rake here?”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:17; Na 3:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Hab. 1:2Pis 13:1
Hab. 1:2Pis 22:1; 74:10; Zva 6:10
Hab. 1:4Job 12:6; Pis 12:8; Mup 8:11; Isa 1:21; Mab 7:52, 53
Hab. 1:5Isa 28:21; 29:14; Mari 4:11, 12; Mab 13:40, 41
Hab. 1:6Jer 22:7; 46:2
Hab. 1:6Dhe 28:49-51; Jer 5:15-17; 6:22, 23; Eze 23:22, 23
Hab. 1:7Jer 39:5-7; Dha 5:18, 19
Hab. 1:8Jer 5:6
Hab. 1:8Jer 4:13; Mari 4:19; Eze 17:3
Hab. 1:9Isa 27:8; Eze 17:10
Hab. 1:9Jer 25:9
Hab. 1:102Mad 24:12
Hab. 1:10Jer 32:24; 52:7
Hab. 1:11Isa 47:5, 6; Jer 51:24; Zek 1:15
Hab. 1:11Dha 5:1, 4
Hab. 1:12Pis 90:2; 93:2; Zva 1:8
Hab. 1:121Ti 1:17; Zva 15:3
Hab. 1:12Dhe 32:4
Hab. 1:12Jer 30:11
Hab. 1:13Pis 5:4, 5
Hab. 1:13Jer 12:1
Hab. 1:13Pis 35:21, 22
Hab. 1:15Jer 50:11
Hab. 1:172Mak 36:17; Na 3:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Habhakuki 1:1-17

Habhakuki

1 Mashoko anokosha akapiwa muprofita Habhakuki* achiita zvekuratidzwa:

 2 Jehovha, ndichachemera kuti ndibatsirwe kusvikira riini, imi musinganzwi?+

Ndichasvika riini ndichishevedzera kwamuri kuti mundibatsire pandinorwiswa, imi musingapindiri?*+

 3 Nei muchiita kuti ndione zvinhu zvakaipa?

Nei muchingosiya udzvinyiriri huripo?

Nei ndichingogara ndichiona kuparadzwa kwezvinhu nemhirizhonga?

Uye nei paine kupopotedzana nekunetsana kwakanyanya kudai?

 4 Zvino mutemo hausisina simba,

Uye hapachatomboitwi zvakarurama.

Vanhu vakaipa vakomba vanhu vakarurama;

Saka nyaya hadzichatongwi zvakarurama.+

 5 “Tarisai pakati pemarudzi muone!

Tarisai makashama miromo yenyu, muchishamisika;

Nekuti pane zvichaitika mumazuva enyu

Zvamusingazobvumi kunyange mukaudzwa nezvazvo.+

 6 Nekuti ndichamutsa vaKadheya,+

Rudzi rune utsinye uye runopengereka.

Rudzi rwacho runosvika kure panyika,

Ruchitora misha isiri yarwo.+

 7 Vanovhundutsa uye vanotyisa.

Vanogadza mitemo yavo vega uye vanozvipa masimba.+

 8 Mabhiza avo anomhanya kupfuura mbada,

Uye anotyisa kupfuura zvinoita mhumhi usiku.+

Mabhiza avo ehondo anomhanya kwazvo;

Mabhiza avo anobva kure.

Anomhanya achidzika segondo riri kuenda kunobata chimwe chinhu.+

 9 Vese zvavo vanouya vachingoda zvemhirizhonga.+

Pavanoungana, vanenge vakaita semhepo yekumabvazuva,+

Uye vanodyorera nhapwa sejecha.

10 Vanonyomba madzimambo

Uye vanoseka makurukota.+

Vanoseka nzvimbo dzese dzakavakwa zvakasimba;+

Vanounganidza murwi wevhu vodzikunda.

11 Vanobva vaenda mberi semhepo vopfuura,

Asi vachava nemhosva,+

Nekuti vanoti simba ravo rinobva kuna mwari wavo.”*+

12 Haiwa Jehovha, hamuna kugara muriko nekusingaperi here?+

Haiwa Mwari wangu, Mutsvene wangu, hamufi.*+

Haiwa Jehovha, makavagadza kuti vaite zvamakatonga;

Imi Dombo rangu,+ makavasarudza kuti varange.*+

13 Maziso enyu akachena chaizvo zvekuti haangatarisi zvakaipa,

Uye hamugoni kungosiya zvakaipa zvichiitika.+

Saka nei muchingosiya vanhu vanonyengera vakadaro,+

Uye muchingoramba makanyarara munhu akaipa achimedza munhu ari nani paari?+

14 Munoitirei kuti vanhu vaite sehove dzemugungwa,

Sezvinhu zvinokambaira, zvinhu zvisina anozvitonga?

15 Anodhonza* vese ivava nechirauro.

Anovabata mumambure ake ekukukudzisa,

Anovaunganidza mumambure ake ekubatisa hove.

Ndokusaka achipembera nemufaro.+

16 Ndokusaka achipa chibayiro kumambure ake ekukukudzisa

Uye achipa zvibayiro* kumambure ake ekubatisa hove,

Nekuti ndiwo anoita kuti awane zvakanuna,

Uye kuti adye machikichori.

17 Zvino acharamba achingokutura mambure ake ekukukudzisa here?*

Acharamba achingouraya marudzi zvisina tsitsi here?+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe