RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMuparidzi

      • Kuongorora zvakaedza kuitwa naSoromoni (1-11)

      • Uchenjeri hwevanhu hune pahunogumira (12-16)

      • Kushanda zvakaoma hakuna zvakunobatsira (17-23)

      • Idya, inwa, uye nakidzwa nebasa (24-26)

Muparidzi 2:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvekufara.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    7/2006, p. 6

    Nharireyomurindi,

    3/15/1997, pp. 14-15

Muparidzi 2:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nezvekufara.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, pp. 13-14

    3/15/1997, pp. 14-15

Muparidzi 2:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 104:15; Mup 10:19

Muparidzi 2:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:17-19; 2Mak 9:15, 16
  • +1Mad 7:1, 8
  • +1Mad 4:25; Rwi 8:11

Muparidzi 2:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vamwe vanakomana veimba.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 8:10, 13; 1Mad 9:22
  • +1Mad 4:22, 23

Muparidzi 2:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pfuma inowanikwa nemadzimambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:14, 28; 10:10; 2Mak 1:15
  • +1Mad 10:14, 15; 2Mak 9:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2011, p. 7

Muparidzi 2:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:13; 10:23

Muparidzi 2:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “chaikumbirwa nemaziso angu.”

  • *

    Kana kuti “kufara kwawaida.”

  • *

    Kana kuti “mugove.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 11:9
  • +Mup 3:22; 5:18; 9:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/1997, pp. 3-4

Muparidzi 2:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chinhu chinobatsira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:1
  • +Pis 49:10; Mup 1:14; 2:16; 1Ti 6:7
  • +Mup 1:3; 2:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2008, p. 21

    10/15/1997, p. 4

    2/15/1997, p. 14

Muparidzi 2:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 1:17; 7:25

Muparidzi 2:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 4:7; Mup 7:11, 12

Muparidzi 2:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “maziso akavhurika.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 4:25
  • +Zvi 14:8; 17:24; Joh 3:19; 1Jo 2:11
  • +Mup 3:19, 20; 9:2, 3, 11

Muparidzi 2:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 49:10

Muparidzi 2:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 1:8; Mup 1:11
  • +Mup 6:8; VaR 5:12

Muparidzi 2:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 19:2, 4; Jer 20:17, 18
  • +Job 7:6; Mup 2:21; VaR 8:20
  • +Mup 1:14; 5:16

Muparidzi 2:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 2:4-8
  • +Pis 39:6; Ru 12:20

Muparidzi 2:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:6, 8; 2Mak 12:1, 9

Muparidzi 2:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuzviisa zvese mumaoko emunhu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 2:18; 5:15, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2004, p. 27

Muparidzi 2:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 1:3; 3:9

Muparidzi 2:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 14:1, 2; Ru 12:29
  • +Ge 31:40, 41

Muparidzi 2:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “uye mweya wake uwane zvakanaka pakushanda.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:18; Mup 3:22; 8:15; Mab 14:17
  • +Mup 3:12, 13; 5:18, 19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 37

    Mukai!,

    11/2014, p. 6

    1/8/1998, p. 11

    Nharireyomurindi,

    7/1/2011, p. 7

Muparidzi 2:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:7, 22, 23; 10:4, 5, 21

Muparidzi 2:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 18:14; Zvi 3:32, 33; Isa 3:10
  • +Dhe 6:10, 11; Zvi 13:22; 28:8

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Mup. 2:3Pis 104:15; Mup 10:19
Mup. 2:41Mad 9:17-19; 2Mak 9:15, 16
Mup. 2:41Mad 7:1, 8
Mup. 2:41Mad 4:25; Rwi 8:11
Mup. 2:71Sa 8:10, 13; 1Mad 9:22
Mup. 2:71Mad 4:22, 23
Mup. 2:81Mad 9:14, 28; 10:10; 2Mak 1:15
Mup. 2:81Mad 10:14, 15; 2Mak 9:13, 14
Mup. 2:91Mad 3:13; 10:23
Mup. 2:10Mup 11:9
Mup. 2:10Mup 3:22; 5:18; 9:9
Mup. 2:111Mad 7:1
Mup. 2:11Pis 49:10; Mup 1:14; 2:16; 1Ti 6:7
Mup. 2:11Mup 1:3; 2:17
Mup. 2:12Mup 1:17; 7:25
Mup. 2:13Zvi 4:7; Mup 7:11, 12
Mup. 2:14Zvi 4:25
Mup. 2:14Zvi 14:8; 17:24; Joh 3:19; 1Jo 2:11
Mup. 2:14Mup 3:19, 20; 9:2, 3, 11
Mup. 2:15Pis 49:10
Mup. 2:16Eks 1:8; Mup 1:11
Mup. 2:16Mup 6:8; VaR 5:12
Mup. 2:171Mad 19:2, 4; Jer 20:17, 18
Mup. 2:17Job 7:6; Mup 2:21; VaR 8:20
Mup. 2:17Mup 1:14; 5:16
Mup. 2:18Mup 2:4-8
Mup. 2:18Pis 39:6; Ru 12:20
Mup. 2:191Mad 12:6, 8; 2Mak 12:1, 9
Mup. 2:21Mup 2:18; 5:15, 16
Mup. 2:22Mup 1:3; 3:9
Mup. 2:23Job 14:1, 2; Ru 12:29
Mup. 2:23Ge 31:40, 41
Mup. 2:24Dhe 12:18; Mup 3:22; 8:15; Mab 14:17
Mup. 2:24Mup 3:12, 13; 5:18, 19
Mup. 2:251Mad 4:7, 22, 23; 10:4, 5, 21
Mup. 2:261Sa 18:14; Zvi 3:32, 33; Isa 3:10
Mup. 2:26Dhe 6:10, 11; Zvi 13:22; 28:8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Muparidzi 2:1-26

Muparidzi

2 Ndakabva ndati nechemumwoyo: “Rega ndimboedza zvemafaro* ndione kuti chii chakanaka chandinowana.” Asi ndakaona zvisina kana zvazvaibatsira!

 2 Ndakataura nezvekuseka ndikati, “Kupenga!”

Uye nezvemafaro* ndakati, “Zvinobatsireiko?”

3 Ndakada kumbofadza mwoyo wangu nekunwa waini+ ndichida kunzwa kuti zvinoita sei, pese ipapo ndichiramba ndiine uchenjeri hwangu; ndakatomboita zveupenzi kuti ndione kuti ndezvipi zvakanyatsonakira vanhu pamazuva mashoma avainawo vachirarama pasi pedenga. 4 Ndakaita mabasa makuru.+ Ndakazvivakira dzimba;+ ndakadyara minda yangu yemizambiringa.+ 5 Ndakazvigadzirira mapindu ane miti nemaruva, ndikadyara miti yemichero yakasiyana-siyana. 6 Ndakazvigadzirira madziva emvura yekudiridza sango rakanga riine miti yakasimwa. 7 Ndakava nevarandarume nevarandakadzi,+ uye vamwe varanda vakaberekerwa muimba yangu.* Ndakavawo nezvipfuwo zvizhinji, mombe nemakwai,+ zvakawanda kupfuura zvaiva nevakambotonga muJerusarema ndisati ndavapo. 8 Ndakazviunganidzira sirivha negoridhe,+ pfuma yemadzimambo* neyematunhu.+ Ndakazvitsvagira vaimbi vechirume nevechikadzi, nezvinhu zvinofadza vanakomana vevanhu chaizvo, mukadzi, ndingatoti, vakadzi vakawanda. 9 Saka ndakava nemukurumbira kupfuura vese vakambovapo ndisati ndavapo muJerusarema.+ Uye ndakaramba ndiine uchenjeri hwangu.

10 Handina kuzvinyima chero chii zvacho chandaida.*+ Handina kunyima mwoyo wangu chero mafaro awaida,* nekuti mwoyo wangu waifara nekuda kwekushanda nesimba kwandaiita, uye uyu ndiwo waiva mubayiro* wekushanda kwangu nesimba.+ 11 Asi pandakafungisisa nezvemabasa ese emaoko angu uye kushanda nesimba kwandaiita ndichifa nebasa,+ ndakaona kuti zvese zvakanga zvisina zvazvinobatsira, kwaiva kudzingana nemhepo;+ hapana kana chinhu chine ukoshi chaihwo* pasi pezuva.+

12 Ndakabva ndatanga kufunga nezveuchenjeri, upengo uye kuita zveupenzi.+ (Nekuti munhu achazotevera pashure pamambo angaitei? Anongoita zvinhu zvakatoitwa kare.) 13 Uye ndakaona kuti uchenjeri hunobatsira kupfuura upenzi,+ sekubatsira kunoita chiedza kupfuura rima.

14 Munhu akachenjera ane maziso ari mumusoro;*+ asi benzi rinofamba murima.+ Ndakazoonawo kuti magumo avo vese akafanana.+ 15 Ndakabva ndati nechemumwoyo: “Zvinoitika kubenzi ndizvo zvichaitikawo kwandiri.”+ Saka, chii chandakawana nekuti ndakanga ndakachenjera chaizvo? Saka ndakati nechemumwoyo: “Izviwo hazvina zvazvinobatsira.” 16 Nekuti hapana acharamba achiyeukwa nekusingaperi, angava akachenjera kana kuti benzi.+ Mumazuva achauya, vanhu vese vachakanganwika. Uye munhu akachenjera achafa sei? Sezvinongoitawo benzi.+

17 Saka ndakasvika pakuvenga upenyu,+ nekuti ndaiona sekuti zvinhu zvese zvaiitwa pasi pezuva zvaindishungurudza, nekuti zvese zvakanga zvisina zvazvinobatsira,+ kudzingana nemhepo chaiko.+ 18 Ndakasvika pakuvenga zvese zvandakanga ndashandira nesimba pasi pezuva,+ nekuti ndinofanira kuzvisiyira munhu achazonditevera.+ 19 Uye ndiani anoziva kana munhu wacho achange akachenjera kana kuti ari benzi?+ Asi ndiye achava muridzi wezvinhu zvese zvandakashandira nesimba chaizvo neuchenjeri kuti ndiwane pasi pezuva. Izviwo hazvina zvazvinobatsira. 20 Saka ndakatanga kuora mwoyo pamusoro pebasa rakaoma rese randakanga ndafondoka ndichiita pasi pezuva. 21 Nekuti munhu anogona kushanda nesimba achishandisa uchenjeri, ruzivo neunyanzvi, asi anofanira kupa mugove wake munhu* asina kumbozvishandira.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira uye idambudziko chairo.

22 Munhu anonyatsowanei pakushanda nesimba kwaanoita uye pashungu dzaanenge ainadzo dzinoita kuti ashande nesimba pasi pezuva?+ 23 Nekuti mazuva ake ese, basa rake rinomuunzira marwadzo nekunetseka,+ uye kunyange usiku mwoyo wake hauzorori.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira.

24 Hapana chiri nani pane kuti munhu adye, anwe uye afadzwe nekushanda* kwake nesimba.+ Izviwo ndakaona kuti zvinobva muruoko rwaMwari wechokwadi,+ 25 nekuti ndiani anodya nekunwa kundipfuura?+

26 Anopa munhu anomufadza uchenjeri, ruzivo nemufaro,+ asi mutadzi anomupa basa rekuunganidza zvinhu ozvipa munhu anofadza Mwari wechokwadi.+ Izviwo hazvina zvazvinobatsira, kudzingana nemhepo.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe