RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 29
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvirevo

    • ZVIREVO ZVASOROMONI ZVAKANYORWA NEVARUME VAMAMBO HEZEKIYA (25:1–29:27)

Zvirevo 29:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anoramba achiomesa musoro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 11:10; 2Mak 36:11-13
  • +1Sa 2:22-25; 2Mak 36:15, 16

Zvirevo 29:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 3:13, 15

Zvirevo 29:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 27:11
  • +Zvi 5:8-10; 6:26; Ru 15:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2006, p. 23

Zvirevo 29:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:15; Pis 89:14; Isa 9:7

Zvirevo 29:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 26:28; VaR 16:18

Zvirevo 29:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 5:22
  • +Pis 97:11

Zvirevo 29:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 41:1
  • +Jer 5:28

Zvirevo 29:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 3:6
  • +Mab 19:29, 35

Zvirevo 29:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 26:4

Zvirevo 29:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chaanopomerwa.”

  • *

    Kana kuti “mweya yevanhu.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Asi munhu akarurama anotsvaga kuchengetedza upenyu hwake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 27:41; 1Sa 20:31; 1Jo 3:11, 12

Zvirevo 29:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:16; 25:28
  • +Zvi 14:29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Awake!,

    1/8/1988, p. 15

    Chakavanzika Chomufarwa, pp. 149-150

    Nharireyomurindi,

    9/15/1990, p. 21

Zvirevo 29:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 21:8-11; Jer 38:4, 5

Zvirevo 29:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vanosangana pamwe chete.”

  • *

    Kureva kuti ndiye anovapa upenyu.

Zvirevo 29:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:1, 2
  • +Zvi 20:28; 25:5; Isa 9:7

Zvirevo 29:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Kurayira; Kuranga.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 22:6, 15; 23:13; VaE 6:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 100-101

    Mukai!,

    8/8/1997, p. 10

    Nharireyomurindi,

    8/1/1988, pp. 11-12

    10/1/1987, p. 15

Zvirevo 29:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:34; Zva 18:20

Zvirevo 29:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ranga.”

  • *

    Kana kuti “achafadza mweya wako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 12:11

Zvirevo 29:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zviratidzo zveuprofita.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 4:6
  • +Zvi 19:16; Joh 13:17; Jak 1:25

Zvirevo 29:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 26:3

Zvirevo 29:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 5:2; Jak 1:19
  • +Zvi 14:29; 21:5

Zvirevo 29:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chakavanzika Chomufarwa, p. 72

    Mukai!,

    1/8/1996, p. 23

Zvirevo 29:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 15:18
  • +1Sa 18:8, 9; Jak 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/15/1990, p. 22

Zvirevo 29:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 6:6, 10; Jak 4:6
  • +Zvi 18:12; Mt 18:4; VaF 2:8, 9

Zvirevo 29:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wake.”

  • *

    Kana kuti “Anogona kunzwa mhiko yekutuka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 5:1

Zvirevo 29:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 10:28; 26:75
  • +2Mak 14:11; Zvi 18:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 47

    Nharireyomurindi,

    1/15/1998, p. 15

    6/1/1989, pp. 4-5

Zvirevo 29:26

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “kunzwirwa nyasha nemutongi.” ChiHeb., “vanotsvaga chiso chemutongi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 62:12; Ru 18:6, 7

Zvirevo 29:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 119:115; 139:21
  • +Joh 7:7; 1Jo 3:13

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvir. 29:1Eks 11:10; 2Mak 36:11-13
Zvir. 29:11Sa 2:22-25; 2Mak 36:15, 16
Zvir. 29:2Es 3:13, 15
Zvir. 29:3Zvi 27:11
Zvir. 29:3Zvi 5:8-10; 6:26; Ru 15:13, 14
Zvir. 29:42Sa 8:15; Pis 89:14; Isa 9:7
Zvir. 29:5Zvi 26:28; VaR 16:18
Zvir. 29:6Zvi 5:22
Zvir. 29:6Pis 97:11
Zvir. 29:7Pis 41:1
Zvir. 29:7Jer 5:28
Zvir. 29:8Jak 3:6
Zvir. 29:8Mab 19:29, 35
Zvir. 29:9Zvi 26:4
Zvir. 29:10Ge 27:41; 1Sa 20:31; 1Jo 3:11, 12
Zvir. 29:11Zvi 12:16; 25:28
Zvir. 29:11Zvi 14:29
Zvir. 29:121Mad 21:8-11; Jer 38:4, 5
Zvir. 29:14Pis 72:1, 2
Zvir. 29:14Zvi 20:28; 25:5; Isa 9:7
Zvir. 29:15Zvi 22:6, 15; 23:13; VaE 6:4
Zvir. 29:16Pis 37:34; Zva 18:20
Zvir. 29:17VaH 12:11
Zvir. 29:18Ho 4:6
Zvir. 29:18Zvi 19:16; Joh 13:17; Jak 1:25
Zvir. 29:19Zvi 26:3
Zvir. 29:20Mup 5:2; Jak 1:19
Zvir. 29:20Zvi 14:29; 21:5
Zvir. 29:22Zvi 15:18
Zvir. 29:221Sa 18:8, 9; Jak 3:16
Zvir. 29:23Es 6:6, 10; Jak 4:6
Zvir. 29:23Zvi 18:12; Mt 18:4; VaF 2:8, 9
Zvir. 29:24Re 5:1
Zvir. 29:25Mt 10:28; 26:75
Zvir. 29:252Mak 14:11; Zvi 18:10
Zvir. 29:26Pis 62:12; Ru 18:6, 7
Zvir. 29:27Pis 119:115; 139:21
Zvir. 29:27Joh 7:7; 1Jo 3:13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvirevo 29:1-27

Zvirevo

29 Munhu anoomesa mutsipa wake* achitsiurwa kakawanda+

Achazongoona atyorwa zvekusapora.+

 2 Kana vakarurama vakawanda, vanhu vanofara,

Asi kana munhu akaipa achitonga, vanhu vanogomera.+

 3 Munhu anoda uchenjeri anoita kuti baba vake vafare,+

Asi munhu anoshamwaridzana nepfambi anopfachura upfumi hwake.+

 4 Kana mambo achitonga zvakarurama, nyika inogadzikana,+

Asi munhu anoda zvechiokomuhomwe anoiparadza.

 5 Munhu anorumbidza muvakidzani wake zvekumubata kumeso

Anotambanudzira tsoka dzake mambure.+

 6 Munhu akaipa anoteyiwa nezvitadzo zvake,+

Asi munhu akarurama anoshevedzera nemufaro achipembera.+

 7 Munhu akarurama ane hanya nekodzero dzevarombo,+

Asi munhu akaipa haana kana basa nenyaya dzakadaro.+

 8 Varume vanozvirumbidza vanopisa guta,+

Asi vaya vakachenjera vanodzora kutsamwa.+

 9 Kana munhu akachenjera akatanga kunetsana nebenzi,

Panova nekukandana mashoko nekutukana asi hapana chinobuda.+

10 Varume vanoda kudeura ropa vanovenga munhu wese asina mhosva,*+

Uye vanotsvaga kupfuudza upenyu hwevanhu* vakarurama.*

11 Benzi rinobudisa hasha dzaro dzese,+

Asi munhu akachenjera anoramba akadzikama achidzidzora.+

12 Kana mutongi achiteerera nhema,

Vashandi vake vese vachava vakaipa.+

13 Murombo nemudzvinyiriri vakafanana pakuti:*

Jehovha ndiye anoita kuti maziso avo aone chiedza.*

14 Kana mambo achitonga varombo zvakarurama,+

Chigaro chake chicharamba chiripo.+

15 Shamhu* nekutsiura zvinopa uchenjeri,+

Asi mwana asingarangwi anonyadzisa amai vake.

16 Kana vakaipa vakawanda, uipi hunowedzera,

Asi vakarurama vachaona kuparara kwavo.+

17 Rayira* mwanakomana wako, uye achakuunzira zororo;

Uye achaita kuti ufare* chaizvo.+

18 Kana pasina zviratidzo,* vanhu havadzoreki,+

Asi vanofara vaya vanochengeta mutemo.+

19 Mushandi haazobvumi kururamiswa nemashoko,

Nekuti kunyange zvazvo achinzwisisa, haateereri.+

20 Wakamboona munhu anokurumidza kutaura here?+

Benzi rine tariro kumupfuura.+

21 Kana muranda achitunhidzwa kubvira paudiki,

Anozova munhu asingaongi muupenyu.

22 Munhu asingatani kutsamwa anomutsa gakava;+

Munhu wese anokurumidza kushatirwa anopara nyaya dzakawanda.+

23 Kuzvikudza kwemunhu kuchamuninipisa,+

Asi munhu wese anozvininipisa achakudzwa.+

24 Munhu anoshamwaridzana nembavha anovenga upenyu hwake.*

Anogona kunzwa kuti pari kudiwa uchapupu,* asi haatauri zvaanoziva.+

25 Kutya munhu kuzvipinza mumusungo,+

Asi munhu anovimba naJehovha achadzivirirwa.+

26 Vakawanda vanoedza kunzwirwa nyaya dzavo nemutongi,*

Asi Jehovha ndiye anotongera munhu zvakarurama.+

27 Munhu asina kururama anosemesa vakarurama,+

Asi munhu ane nzira yakarurama anosemesa munhu akaipa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe