RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 131
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kugutsikana semwana akarumurwa

        • Kusaita shungu nezvinhu zvikurukuru (1)

Pisarema 131:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 78:70; 138:6
  • +1Sa 18:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2021, pp. 21-22

Pisarema 131:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu unogutsikana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 30:6; Pis 62:1; Isa 30:15; Mari 3:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    7/2021, pp. 21-22

    Nharireyomurindi,

    9/1/2006, p. 15

Pisarema 131:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 130:7; Mik 7:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 131:1Pis 78:70; 138:6
Pis. 131:11Sa 18:23
Pis. 131:21Sa 30:6; Pis 62:1; Isa 30:15; Mari 3:26
Pis. 131:3Pis 130:7; Mik 7:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 131:1-3

Mapisarema

Rwiyo Rwekukwidza. RwaDhavhidhi.

131 Haiwa Jehovha, mwoyo wangu hauzvikudzi,

Maziso angu haana manyawi;+

Handina shungu nezvinhu zvikurukuru,+

Kana zvinhu zvandisingakwanisi.

 2 Asi ndakadzikamisa uye ndakanyaradza mweya* wangu+

Semwana achangobva kurumurwa naamai vake;

Ndinogutsikana* semwana akarumurwa.

 3 Israeri ngaamirire Jehovha+

Kubva zvino zvichienda mberi uye nekusingaperi.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe