RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 24
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Dhavhidhi anoisa vapristi mumapoka 24 (1-19)

      • Mamwe mabasa evaRevhi (20-31)

1 Makoronike 24:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 10:1
  • +Eks 6:23; 28:1

1 Makoronike 24:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 26:61
  • +Nu 16:39, 40

1 Makoronike 24:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:17

1 Makoronike 24:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:33

1 Makoronike 24:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 2:35
  • +2Sa 8:17
  • +2Sa 19:11; 1Mad 1:5, 7

1 Makoronike 24:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 1:5

1 Makoronike 24:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 11:9; Ru 1:8, 23

1 Makoronike 24:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:18
  • +1Mak 23:16; 26:24

1 Makoronike 24:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 23:17

1 Makoronike 24:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 23:18

1 Makoronike 24:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 26:31

1 Makoronike 24:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 46:11

1 Makoronike 24:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 23:22

1 Makoronike 24:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:33

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 24:1Re 10:1
1 Mak. 24:1Eks 6:23; 28:1
1 Mak. 24:2Nu 26:61
1 Mak. 24:2Nu 16:39, 40
1 Mak. 24:32Sa 8:17
1 Mak. 24:5Zvi 16:33
1 Mak. 24:61Mad 2:35
1 Mak. 24:62Sa 8:17
1 Mak. 24:62Sa 19:11; 1Mad 1:5, 7
1 Mak. 24:10Ru 1:5
1 Mak. 24:192Mad 11:9; Ru 1:8, 23
1 Mak. 24:20Eks 6:18
1 Mak. 24:201Mak 23:16; 26:24
1 Mak. 24:211Mak 23:17
1 Mak. 24:221Mak 23:18
1 Mak. 24:231Mak 26:31
1 Mak. 24:26Ge 46:11
1 Mak. 24:281Mak 23:22
1 Mak. 24:31Zvi 16:33
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 24:1-31

Bhuku Rekutanga reMakoronike

24 Vanhu vekwaAroni vakanga vakaiswa mumapoka aya: Vanakomana vaAroni vaiva Nadhabhi, Abhihu,+ Eriyezari, naItamari.+ 2 Zvisinei, Nadhabhi naAbhihu vakatangira baba vavo kufa,+ uye havana kumbova nevanakomana; asi Eriyezari+ naItamari vakaramba vari vapristi. 3 Dhavhidhi naZadhoki+ wekuvanakomana vaEriyezari naAhimereki wekuvanakomana vaItamari vakavaisa mumapoka kuti vaite basa ravo. 4 Sezvo vanakomana vaEriyezari vaiva nevakuru vakawanda kupfuura vanakomana vaItamari, vakavakamura zvichienderana nekuwanda kwavo: Vanakomana vaEriyezari vaiva nevakuru 16 vedzimba dzemadzibaba avo, uye vanakomana vaItamari vaiva nevakuru 8 vedzimba dzemadzibaba avo.

5 Vakavakamurawo vachishandisa mijenya,+ boka rimwe richitevera rimwe, nekuti paiva nevakuru venzvimbo tsvene nevakuru vaMwari wechokwadi vaibva kuvanakomana vaEriyezari nekuvanakomana vaItamari. 6 Shemaya mwanakomana waNetaneri munyori wevaRevhi akabva anyora mazita avo pamberi pamambo, nemachinda, nemupristi Zadhoki,+ naAhimereki+ mwanakomana waAbhiyatari,+ nevakuru vedzimba dzemadzibaba evapristi neevaRevhi, pachiti pakasarudzwa imba imwe chete yemadzibaba kwaEriyezari posarudzwa imwe chete kwaItamari.

7 Mujenya wekutanga wakabuda uri waJehoyaribhi; wechipiri uri waJedhaya, 8 wechitatu uri waHarimu, wechina uri waSeorimu, 9 wechishanu uri waMarikija, wechi6 uri waMijamini, 10 wechi7 uri waHakozi, wechi8 uri waAbhija,+ 11 wechi9 uri waJeshua, wechi10 uri waShekaniya, 12 wechi11 uri waEriyashibhi, wechi12 uri waJakimu, 13 wechi13 uri waHupa, wechi14 uri waJeshebhiyabhi, 14 wechi15 uri waBhiriga, wechi16 uri waImeri, 15 wechi17 uri waHeziri, wechi18 uri waHapizezi, 16 wechi19 uri waPetahiya, wechi20 uri waJehezikeri, 17 wechi21 uri waJakini, wechi22 uri waGamuri, 18 wechi23 uri waDheraya, wechi24 uri waMaaziya.

19 Aya ndiwo marongerwo avakanga vakaitwa pabasa ravo+ pese pavaipinda muimba yaJehovha vachitevedzera zvaiitwa natateguru wavo Aroni, sekurayirwa kwaakanga aitwa naJehovha Mwari waIsraeri.

20 Vamwe vaRevhi vese ndeava: pavanakomana vaAmramu+ paiva naShubhaeri;+ pavanakomana vaShubhaeri, paiva naJedheya; 21 kwaRehabhiya:+ pavanakomana vaRehabhiya paiva naIshiya aiva mukuru wavo; 22 pavaIzihari paiva naSheromoti;+ pavanakomana vaSheromoti paiva naJahati; 23 pavanakomana vaHebroni paiva naJeriya+ aiva mukuru wavo, Amariya ari wechipiri, Jahazieri ari wechitatu, Jekameyamu ari wechina; 24 pavanakomana vaUzieri paiva naMika; pavanakomana vaMika paiva naShamiri. 25 Hama yaMika yaiva Ishiya; pavanakomana vaIshiya paiva naZekariya.

26 Vanakomana vaMerari+ vaiva Mari naMushi; pavanakomana vaJaaziya paiva naBheno. 27 Vanakomana vaMerari ndeava: kwaJaaziya kwaiva naBheno, Shohamu, Zakuri, naIbri; 28 kwaMari kwaiva naEriyezari uyo asina kumbova nevanakomana;+ 29 vekwaKishi ndeava: vanakomana vaKishi vaiva Jerameeri; 30 uye vanakomana vaMushi vaiva Mari, Edheri, naJerimoti.

Ava ndivo vaiva vanakomana vaRevhi maererano nedzimba dzemadzibaba avo. 31 Vakakandawo mijenya+ sezvakangoitwa nehama dzavo vanakomana vaAroni pamberi paMambo Dhavhidhi, Zadhoki, Ahimereki, nevakuru vedzimba dzemadzibaba evapristi neevaRevhi. Padzimba dzemadzibaba, mukuru wavo aingobatwa zvakaenzana nemunin’ina wake.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe