RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Kusiya zvakaipa kunounza makomborero (1-4)

      • Dambudziko richabva kuchamhembe (5-18)

      • Jeremiya anorwadziwa nedambudziko riri kuuya (19-31)

Jeremiya 4:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 3:22; Joe 2:12, 13

Jeremiya 4:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “achazviwanira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 65:16

Jeremiya 4:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 10:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, p. 9

Jeremiya 4:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 9:25, 26
  • +Mari 4:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2013, pp. 9-10

    3/15/2007, p. 9

Jeremiya 4:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 6:1
  • +Jer 35:11

Jeremiya 4:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “bango rechiratidzo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:14; 21:7; 25:9

Jeremiya 4:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:1; 25:1; Jer 5:6; 50:17
  • +Eze 26:7
  • +Isa 5:9; 6:11; Jer 2:15; 9:11

Jeremiya 4:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Rovai zvipfuva zvenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 6:26

Jeremiya 4:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “uchashaya ushingi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:5
  • +Isa 29:9, 10

Jeremiya 4:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “iro bakatwa rasvika pamweya yedu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 14:9
  • +Jer 6:13, 14; 14:13; 23:16, 17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2007, p. 9

Jeremiya 4:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Uku kudetemba uchitaura chimwe chinhu seuri kureva munhu, zvichida pachiratidza kunzwira tsitsi kana kuti tsiye nyoro.

Jeremiya 4:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 5:26, 28
  • +Dhe 28:49, 50; Mari 4:19; Ha 1:8

Jeremiya 4:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 1:16; Eze 18:31

Jeremiya 4:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 8:16

Jeremiya 4:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Varindi,” kureva vaya vanogara vakatarisa guta kuti vazive nguva yekurwisa.

Jeremiya 4:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:1, 2
  • +Isa 63:10; Eze 2:3

Jeremiya 4:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 107:17

Jeremiya 4:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ura hwangu.”

  • *

    ChiHeb., “mumadziro emwoyo wangu.”

  • *

    Kana kuti “mweya wangu wanzwa.”

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “ruzha rwekushevedzera zvinotyisa pahondo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zef 1:15, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 155-156, 182-183

    Nharireyomurindi,

    11/1/1994, p. 12

Jeremiya 4:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 10:20

Jeremiya 4:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “bango rechiratidzo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 6:1

Jeremiya 4:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Vanochenjera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:6; Jer 5:21

Jeremiya 4:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 9:10
  • +Isa 5:30; Joe 2:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kukurukurirana, pp. 339-340

Jeremiya 4:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 5:25

Jeremiya 4:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zef 1:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kukurukurirana, pp. 339-340

Jeremiya 4:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 29:22, 23

Jeremiya 4:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:32; 2Mak 36:20, 21; Isa 6:11; Jer 10:22; Eze 33:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 109

    Kukurukurirana, pp. 339-340

Jeremiya 4:28

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “handizozvidembi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 24:4; Joe 1:10
  • +Isa 5:30; Joe 2:30, 31
  • +2Mad 23:26; Eze 24:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 109

Jeremiya 4:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:4
  • +Isa 2:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kukurukurirana, pp. 339-340

Jeremiya 4:30

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 23:22, 26
  • +Mari 1:2

Jeremiya 4:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu waneta.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 1:17

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 4:1Jer 3:22; Joe 2:12, 13
Jer. 4:2Isa 65:16
Jer. 4:3Ho 10:12
Jer. 4:4Jer 9:25, 26
Jer. 4:4Mari 4:11
Jer. 4:5Jer 6:1
Jer. 4:5Jer 35:11
Jer. 4:6Jer 1:14; 21:7; 25:9
Jer. 4:72Mad 24:1; 25:1; Jer 5:6; 50:17
Jer. 4:7Eze 26:7
Jer. 4:7Isa 5:9; 6:11; Jer 2:15; 9:11
Jer. 4:8Jer 6:26
Jer. 4:92Mad 25:5
Jer. 4:9Isa 29:9, 10
Jer. 4:10Eze 14:9
Jer. 4:10Jer 6:13, 14; 14:13; 23:16, 17
Jer. 4:13Isa 5:26, 28
Jer. 4:13Dhe 28:49, 50; Mari 4:19; Ha 1:8
Jer. 4:14Isa 1:16; Eze 18:31
Jer. 4:15Jer 8:16
Jer. 4:172Mad 25:1, 2
Jer. 4:17Isa 63:10; Eze 2:3
Jer. 4:18Pis 107:17
Jer. 4:19Zef 1:15, 16
Jer. 4:20Jer 10:20
Jer. 4:21Jer 6:1
Jer. 4:22Dhe 32:6; Jer 5:21
Jer. 4:23Jer 9:10
Jer. 4:23Isa 5:30; Joe 2:31
Jer. 4:24Isa 5:25
Jer. 4:25Zef 1:3
Jer. 4:26Dhe 29:22, 23
Jer. 4:27Re 26:32; 2Mak 36:20, 21; Isa 6:11; Jer 10:22; Eze 33:28
Jer. 4:28Isa 24:4; Joe 1:10
Jer. 4:28Isa 5:30; Joe 2:30, 31
Jer. 4:282Mad 23:26; Eze 24:14
Jer. 4:292Mad 25:4
Jer. 4:29Isa 2:19
Jer. 4:30Eze 23:22, 26
Jer. 4:30Mari 1:2
Jer. 4:31Mari 1:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 4:1-31

Jeremiya

4 “Kana ukadzoka, haiwa iwe Israeri,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha,

“Kana ukadzoka kwandiri

Uye kana ukabvisa zvidhori zvako zvinosemesa pamberi pangu,

Hauzovi munhu ari kutiza.+

 2 Uye kana ukapika uchiti,

‘NaJehovha mupenyu!’ uchizviita muchokwadi, maererano nemutemo, uye mukururama,

Marudzi achawana* chikomborero kwaari,

Uye achazvirumbidza maari.”+

3 Nekuti zvanzi naJehovha kuvarume veJudha uye kuJerusarema:

“Rimai nyika inorimika,

Uye musaramba muchidyara pakati peminzwa.+

 4 Zvichecheudzei nekuda kwaJehovha,

Uye bvisai zvikanda zvepamberi zvemwoyo yenyu,+

Imi varume veJudha nevagari vemuJerusarema,

Kuti kutsamwa kwangu kurege kunganduma semoto,

Kwobvira pasina anodzima,

Nemhaka yemabasa enyu akaipa.”+

 5 Zvitaurei muJudha, uye zvizivisei muJerusarema.

Shevedzerai uye ridzai hwamanda munyika yese.+

Shevedzerai kwazvo muti: “Unganai,

Ngatitizirei mumaguta akakomberedzwa nemasvingo.+

 6 Simudzirai chiratidzo* kuZiyoni.

Tsvagai pekuhwanda uye musamira,”

Nekuti ndiri kuunza dambudziko richibva kuchamhembe,+ iko kuputsa kukuru.

 7 Iye abuda mubvokocho resango seshumba;+

Muparadzi wemarudzi asimuka achienda.+

Abuda munzvimbo yake kuti aite kuti nyika yako ive chinhu chinotyisa.

Maguta ako achaitwa matongo, achasara asina anogaramo.+

 8 Saka pfekai masaga,+

Chemai* uye ridzai mhere,

Nekuti kutsamwa kukuru kwaJehovha hakuna kubva patiri.

 9 “Zuva iroro,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “mwoyo wamambo uchabatwa nekutya,*+

Nemwoyo yemachindawo;

Vapristi vachatya chaizvo, uye vaprofita vachashamiswa.”+

10 Ndakabva ndati: “Maiwee Changamire Ishe Jehovha! Chokwadi makanyengera chaizvo vanhu ava+ pamwe chete neJerusarema muchiti, ‘Muchava nerugare,’+ ipo pahuro dzedu paine bakatwa.”*

11 Panguva iyoyo zvichanzi kuvanhu ava uye kuJerusarema:

“Pachava nemhepo inopisa inobva kuzvikomo zvisina chinhu zvemugwenga

Ichavhuvhuta pamwanasikana* wevanhu vangu;

Haisi kuuya kuzourutsa kana kuzochenesa.

12 Mhepo ine simba chaizvo iri kubva kunzvimbo idzi nekurayira kwangu.

Zvino ndichazivisa mitongo yangu pavari.

13 Inzwai! Iye achauya semakore emvura,

Uye ngoro dzake dzakaita sedutu.+

Mabhiza ake anomhanya kupfuura makondo.+

Tine nhamo, nekuti tasara tisisina chinhu!

14 Geza mwoyo wako uchene pane zvakaipa, haiwa iwe Jerusarema, kuti uponeswe.+

Ucharamba uchingofunga zvakaipa kusvikira riini?

15 Nekuti inzwi rinozivisa shoko kubva kuDhani,+

Uye rinozivisa dambudziko kubva kumakomo ekwaEfremu.

16 Zvitaurei, chokwadi zvitaurei kumarudzi;

Zivisai zviri kuuya kuJerusarema.”

“Mauto anorinda* ari kuuya achibva kunyika iri kure,

Uye achashevedzera kumaguta eJudha.

17 Ivo vanouya kuzorirwisa vachibva kumativi ese sevarindi vemunda usina kusoserwa,+

Nekuti rakandipandukira,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

18 “Nzira dzako nemabasa ako zvichaunzwa pauri.+

Dambudziko rako rinorwadza zvisingaiti,

Nekuti rinonyatsosvika pamwoyo pako chaipo!”

19 Maiwee nhamo yangu* kani, nhamo yangu kani!

Ndiri kurwadziwa kwazvo mumwoyo mangu.*

Hana yangu iri kurova.

Handigoni kuramba ndakanyarara,

Nekuti ndanzwa* kurira kwehwamanda,

Icho chiratidzo chekunyevera nezvehondo.*+

20 Paziviswa nezvedambudziko pamusoro pedambudziko,

Nekuti nyika yese yaparadzwa.

Matende angu angoerekana aparadzwa,

Munguva pfupi machira etende rangu aparadzwa.+

21 Ndicharamba ndichiona chiratidzo chacho* kusvikira riini,

Ndichinzwa kurira kwehwamanda kusvika riini?+

22 “Nekuti vanhu vangu mapenzi;+

Havana basa neni.

Ivo vanakomana vasina pfungwa, vasinganzwisisi.

Vanongwara* chaizvo pakuita zvakaipa,

Asi havazivi kuita zvakanaka.”

23 Ndakaona nyika, uye yakanga isina chinhu, iri dongo.+

Ndakatarisa denga, uye chiedza charo chakanga chisisipo.+

24 Ndakaona makomo, uye akanga achidengenyeka,

Uye zvikomo zvaidedera.+

25 Ndakatarisa ndikaona kuti pakanga pasina munhu,

Uye shiri dzese dzedenga dzakanga dzatiza.+

26 Ndakatarisa ndikaona kuti munda wemichero wakanga wava renje,

Uye maguta awo ese akanga aputswa.+

Izvi zvakaitwa naJehovha,

Zvakaunzwa nekutsamwa kwake kukuru.

27 Nekuti zvanzi naJehovha: “Nyika yacho yese ichava dongo,+

Asi handizoiparadzi zvekuipedzeredza.

28 Nekuda kweizvi nyika yacho ichachema,+

Uye denga riri kumusoro richasviba.+

Ndakataura, uye ndakasarudza kuzviita,

Saka handizochinji pfungwa* kana kudzokera kumashure.+

29 Guta rese rinotiza

Parinonzwa ruzha rwevatasvi vemabhiza nevanopfura neuta.+

Vanopinda mumabvokocho esango,

Uye vanokwira pamatombo.+

Maguta ese asiyiwa,

Uye hapana munhu ari kugara maari.”

30 Iye zvino uchaita sei zvawasakadzwa?

Waipfeka zvipfeko zvitsvuku,

Uchizvishongedza nezvishongo zvegoridhe,

Nekukudza maziso ako nezvizoro zvitema.

Asi wakazvitsvindisa pasina,+

Nekuti vaya vaikuchiva vakuramba;

Iye zvino vava kutsvaga kukuuraya.*+

31 Nekuti ndanzwa inzwi rakaita seremukadzi ari kurwara,

Kutambudzika kwakaita sekwemukadzi ari kusununguka mwana wake wekutanga,

Iro inzwi remwanasikana weZiyoni anoramba achifemereka.

Anotambanudza zvanza zvake achiti:+

“Ndine nhamo, nekuti ndaneta* nevaurayi!”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe