RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 124
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • “Kudai Jehovha aisava nesu”

        • Kupukunyuka pachiteyeso chakatyoka (7)

        • ‘Zita raJehovha ndiro rubatsiro rwedu’ (8)

Pisarema 124:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 46:7; VaR 8:31; VaH 13:6

Pisarema 124:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 54:4; 118:6
  • +Pis 3:1; 22:16

Pisarema 124:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:2
  • +Pis 56:1

Pisarema 124:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yakafukidza mweya yedu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:4

Pisarema 124:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yakanyudza mweya yedu.”

Pisarema 124:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 23:26-28; 2Sa 17:21, 22
  • +Pis 25:15; 91:3

Pisarema 124:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 18:10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 124:1Pis 46:7; VaR 8:31; VaH 13:6
Pis. 124:2Pis 54:4; 118:6
Pis. 124:2Pis 3:1; 22:16
Pis. 124:3Pis 27:2
Pis. 124:3Pis 56:1
Pis. 124:4Pis 18:4
Pis. 124:71Sa 23:26-28; 2Sa 17:21, 22
Pis. 124:7Pis 25:15; 91:3
Pis. 124:8Zvi 18:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 124:1-8

Mapisarema

Rwiyo Rwekukwidza. RwaDhavhidhi.

124 “Kudai Jehovha aisava nesu,”+

Israeri ngaati,

 2 “Kudai Jehovha aisava nesu+

Pakasimuka varume kuti vatirwise,+

 3 Vangadai vakatimedza tiri vapenyu+

Pavakanga vakatitsamwira kwazvo.+

 4 Mvura ingadai yakatikukura,

Mvura zhinji ingadai yakatifukidza.*+

 5 Mvura ine simba ingadai yakatinyudza.*

 6 Jehovha ngaarumbidzwe,

Nekuti haana kutirega tichibvamburwa nemazino avo.

 7 Takaita seshiri yakapukunyuka

Pachiteyeso chemuvhimi;+

Chiteyeso chacho chakatyoka,

Uye takapukunyuka.+

 8 Rubatsiro rwedu ruri muzita raJehovha,+

Muiti wedenga nenyika.”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe