RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 83
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero pakutarisana nevavengi

        • “Haiwa Mwari, musanyarara” (1)

        • Vavengi vakaita semasora anobaya anotorwa nechamupupuri (13)

        • Zita raMwari ndiJehovha (18)

Pisarema 83:mashoko ekusuma

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2008, p. 12

Pisarema 83:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 28:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2008, p. 13

Pisarema 83:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vari kusimudza misoro yavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 2:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2008, p. 13

    7/15/2006, p. 11

Pisarema 83:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “vamakavanza.”

Pisarema 83:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 1:8-10; 2Mak 20:1; Es 3:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2008, pp. 13-14

Pisarema 83:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Vanorangana nemwoyo mumwe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 10:6; Isa 7:2, 5

Pisarema 83:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:1, 10
  • +1Mak 5:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2008, p. 13

Pisarema 83:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 49:2
  • +Eks 15:14; Pis 60:8
  • +Amo 1:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2008, p. 13

Pisarema 83:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Vava ruoko rwevanakomana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 17:5
  • +Ge 19:36-38; Dhe 2:9

Pisarema 83:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 8:10, 12
  • +Vat 4:2, 7, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2008, pp. 14-15

Pisarema 83:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 17:11

Pisarema 83:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vatungamiriri vavo vave.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 7:25
  • +Vat 8:21

Pisarema 83:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2008, pp. 13-14

Pisarema 83:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 17:13

Pisarema 83:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 144:5; Na 1:6

Pisarema 83:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 30:30
  • +Pis 11:6

Pisarema 83:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Fukidzai.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2008, p. 15

Pisarema 83:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2008, pp. 15-16

Pisarema 83:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:3; Pis 68:4; Isa 42:8; 54:5
  • +Pis 59:13; 92:8; Dha 4:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 4

    Mukai!,

    nha. 1 2021 p. 14

    Bhaibheri Rinombodzidzisei, p. 195

    Nharireyomurindi,

    5/15/2011, p. 16

    10/15/2008, p. 16

    10/1/1997, p. 17

    9/15/1992, p. 32

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 83:mashoko ekusuma2Mak 20:14
Pis. 83:1Pis 28:1
Pis. 83:2Pis 2:1, 2
Pis. 83:4Eks 1:8-10; 2Mak 20:1; Es 3:6
Pis. 83:52Sa 10:6; Isa 7:2, 5
Pis. 83:62Mak 20:1, 10
Pis. 83:61Mak 5:10
Pis. 83:7Jer 49:2
Pis. 83:7Eks 15:14; Pis 60:8
Pis. 83:7Amo 1:9
Pis. 83:82Mad 17:5
Pis. 83:8Ge 19:36-38; Dhe 2:9
Pis. 83:9Vat 8:10, 12
Pis. 83:9Vat 4:2, 7, 15
Pis. 83:10Jos 17:11
Pis. 83:11Vat 7:25
Pis. 83:11Vat 8:21
Pis. 83:13Isa 17:13
Pis. 83:14Pis 144:5; Na 1:6
Pis. 83:15Isa 30:30
Pis. 83:15Pis 11:6
Pis. 83:18Eks 6:3; Pis 68:4; Isa 42:8; 54:5
Pis. 83:18Pis 59:13; 92:8; Dha 4:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 83:1-18

Mapisarema

Rwiyo. Pisarema raAsafi.+

83 Haiwa Mwari, musanyarara;+

Musaramba makangoti zii kana kuramba makamira, haiwa imi Mwari.

 2 Nekuti onai! vavengi venyu vari kuita zhowezhowe;+

Vaya vanokuvengai vari kuzvikudza.*

 3 Vanonyengera vachironga pachivande kuitira vanhu venyu zvakaipa;

Vanorangana zvakaipa pamusoro pevanhu venyu vamunokoshesa.*

 4 Vanoti: “Uyai, ngatiparadzei rudzi rwavo rwese,+

Kuti zita raIsraeri rirege kuyeukwazve.”

 5 Vanoisa misoro pamwe chete vachironga zano;*

Vakaita sungano yekurwisana nemi,+

 6 Ivo vemumatende eEdhomu uye vaIshmaeri, Moabhi+ uye vaHagri,+

 7 Gebhari naAmoni+ naAmareki,

Firistiya+ pamwe chete nevagari vekuTire.+

 8 Asiriya+ yakabatanawo navo;

Vanotsigira vanakomana* vaRoti.+ (Sera)

 9 Vaitei zvamakaita Midhiyani,+

Zvamakaita Sisera naJabhini parukova rweKishoni.+

10 Vakaparadzwa paEndori;+

Vakava mupfudze wenyika.

11 Itai kuti vakuru vakuru vavo vave saOrebhu naZeebhu+

Uye machinda avo ave* saZebha naZarimuna,+

12 Nekuti vakati: “Ngatitorei nyika inogara Mwari.”

13 Haiwa Mwari wangu, itai kuti vave semasora anobaya anotorwa nechamupupuri,+

Semashanga ari kupeperetswa nemhepo.

14 Sezvinoita moto unopisa sango,

Serimi remoto rinopisa makomo,+

15 Vadzingirirei nedutu renyu rakasimba+

Uye vavhundutsei nechamupupuri chenyu.+

16 Zadzai* zviso zvavo nenyadzi,

Kuti vatsvage zita renyu, haiwa Jehovha.

17 Ngavanyadziswe uye ngavavhundutswe nekusingaperi;

Ngavashaye pekupinda uye ngavaparare;

18 Vanhu ngavazive kuti imi, mune zita rekuti Jehovha,+

Imi mega ndimi Wekumusorosoro, kumusoro kwenyika yese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe