RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 141
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wekukumbira kudzivirirwa

        • “Munyengetero wangu ngauite serusenzi” (2)

        • Kutsiura kwemunhu akarurama kwakaita semafuta (5)

        • Vakaipa vanowira mumambure avo (10)

Pisarema 141:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:17
  • +Pis 40:13; 70:5
  • +Pis 39:12

Pisarema 141:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko rakashandurwa kuti zviyo rinoreva zvirimwa zvakasiyana-siyana zvine tsanga zvakadai segorosi nebhari.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:34-36
  • +Ru 1:9, 10; Zva 5:8; 8:3, 4
  • +Eks 29:41

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    3/2022, p. 21

    Nharireyomurindi,

    6/15/2014, p. 16

    1/15/1999, p. 10

Pisarema 141:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 13:3; 21:23; Jak 1:26

Pisarema 141:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:58; Pis 119:36

Pisarema 141:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “rudo rusingachinji.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 12:7, 9; Zvi 17:10; VaG 6:1
  • +Zvi 6:23; Jak 5:14
  • +Zvi 9:8; 19:25; 25:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 57

    Nharireyomurindi,

    4/15/2015, pp. 30-31

Pisarema 141:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “weSheori.” Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Pisarema 141:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Musadurura mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:12; Pis 25:15

Pisarema 141:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Es 7:10; Pis 7:14, 15; 9:15; 57:6

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 141:1Pis 31:17
Pis. 141:1Pis 40:13; 70:5
Pis. 141:1Pis 39:12
Pis. 141:2Eks 30:34-36
Pis. 141:2Ru 1:9, 10; Zva 5:8; 8:3, 4
Pis. 141:2Eks 29:41
Pis. 141:3Zvi 13:3; 21:23; Jak 1:26
Pis. 141:41Mad 8:58; Pis 119:36
Pis. 141:52Sa 12:7, 9; Zvi 17:10; VaG 6:1
Pis. 141:5Zvi 6:23; Jak 5:14
Pis. 141:5Zvi 9:8; 19:25; 25:12
Pis. 141:82Mak 20:12; Pis 25:15
Pis. 141:10Es 7:10; Pis 7:14, 15; 9:15; 57:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 141:1-10

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

141 Haiwa Jehovha, ndinodana kwamuri.+

Kurumidzai kuuya kuzondibatsira.+

Teererai pandinodana kwamuri.+

 2 Munyengetero wangu ngauite serusenzi+ yagadzirwa pamberi penyu,+

Maoko angu akasimudzwa ngaave semupiro wezviyo* wemanheru.+

 3 Isai murindi pamuromo wangu, haiwa Jehovha,

Isai murindi pasuo remiromo yangu.+

 4 Musarega mwoyo wangu uchirerekera kuzvinhu zvakaipa,+

Kuti ndiite mabasa akaipa nevanhu vakaipa;

Ngandirege kudya zvekudya zvavo zvinonaka.

 5 Kana munhu akarurama akandirova, kunenge kuri kundiratidza mutsa;*+

Kana akanditsiura, zvakafanana nemafuta mumusoro wangu,+

Uye musoro wangu haumboarambi.+

Ndicharamba ndichinyengetera kunyange munguva yekutambudzika kwavo.

 6 Kunyange vatongi vavo vakawisirwa pasi nepamawere,

Vanhu vachateerera mashoko angu, nekuti anofadza.

 7 Sezvinoita munhu paanorima achipunza-punza mavhinga,

Ndiko kupararira kwaita mapfupa edu pamuromo weGuva.*

 8 Asi maziso angu anotarisa kwamuri, haiwa Changamire Ishe Jehovha.+

Ndakapotera kwamuri.

Musatora upenyu hwangu.*

 9 Ndidzivirirei ndirege kubatwa nechiteyeso chavakanditeyera,

Ndirege kubatwa nemisungo yevanoita zvakaipa.

10 Vakaipa vachawira pamwe chete mumambure avo,+

Ini ndichipfuura pasina chinoitika kwandiri.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe